fbpx
Videos for Zimbabwe by Zimbabweans

Mvura yanetsa kuChitungwiza – WATCH

Vagari vekuChitungwiza vari kushungurudzika zvikuru nedambudziko rekushaya mvura pamapombi zvekusvika pakuti vamwe vanorara mumitsetse yezvibhorani izvo zvinovaisa panyatwa yekutapurirana chirwere cheCovid-19 pamwe nekumbunyikidzwa kwevanhukadzi

Comments