For Zimbabwe by Zimbabweans

AUDIO – Prophet Walter Magaya and girlfriend Petronella Donhodzo – FULL conversation over 15 minutes

AUDIO – Prophet Walter Magaya and girlfriend Petronella Donhodzo – FULL conversation over 15 minutes

Sign up to receive VIDEO alerts

Enter your email address:

Delivered by FeedBurner

  • haa hapana murume asingade hakuna mkadzi asingade kana aripo asingade muvhurirei door ah bude panze.. ……

  • Audio ,vedeo and allsorts even true eye witness even if himself says its true hazvitiitise kuti tisiye PHD Ministries or kuti hatichadi kuvaona kuti tirikunanata ivo here Prophet W.Magaya ,lsu tirikunamata Mwari,Musikiwazvose,muridzi wazvose saka ndongoti ichitviriridza nyaya yacho to the levels you want to take it,Mwari havaregi kutisimudzira to the levels he wants us to be,thank you Nehanda Radio for your update to the world,to the world shumba haichinjiswe step nekuhukura kwebullgog inga munozviziva saka as sevana VaMwari haticheukire mashoko enyika kana vati within the PHDMinistries Prophet W.Magaya from today haasisiri Muporofita wenyu ndasarudza umwe then hamumbonzwi kana bufu hatinachokutaura,asi panguva ino ndivo vachipo nezodzo richipo vachitorova basa sebasa saka l am satisfied kuti vachiri ivo uye vatori ndivo no doubt naJesu tinosvika kure manjemanje nemi tinenge tave in agrement kuti ldi ndivo Muporofita WaMwari ,tichingoti mbiri kuna Jesu tese,imi muripo pa Radio,isu tiripo pa PHD Ministries PaZindoga kana napo pamasocial networks ,mudzimba nemumoyo

    • aaaah mashura chaiwo!!!!

    • Artwell watipedzera mashoko. Ndandineshungu kwazvo asiwagona. Say that again and again

    • Never Maswerasei

      Kwaniikowo muchati shoyoyo ave kuChikurubi kunaGumbura uko. Kuda kunzvenga muchida kuvharira mbavha nemhombwe zvayo.

    • Baba venyu magaya kkkkkkkk

    • Never Maswerasei

      Kusakwana kwenyu maReligious freaks. Unotoona murume mukuru kusupporter mbavha nemhombwe yakadai…munozoripinda denga? Mbwa dzavanhu.

    • ngwenya

      Bless u my friend but this issue is going to bring the ministry to a lower position and getting back the former glory is no Joke. Reminds me of Mhindu a former AFM Pastor. Better pray kuti that was the end coz anogona kuparamura dzimwe futi. it may never end….

    • prodigy712

      Ini I will just say through their fruits they shall be known. Jealously safeguard you spirit.

  • Pakaipa, prophet vakapabuda apa means vanonamata zvedi. But ths gel is crazy, total crazy chaiyo. How can u demand such huge amount, or sh knows prophet has money. Ane shavi renhamo, woramba mari prophet vosungwa chawagona hapana.

    • Is it real.

    • Hameno wena totiiko, tangonzwawo audio

    • Is it real? Mai kuku, Chishamiso Munyaradzi

    • Is it real? Mai kuku, Chishamiso Munyaradzi

    • She knows Magaya has got money hence she was demanding such huge amount of money. Vanozivana.

    • It seems akarwadziwa nekurambwa muskna uyu, looks like they were in a relationship. Dai akachibvuma marika nhai, shavi renhamo rinodakuti afe achigara mutangwena. Prophet vosungwa chaagona hapana. Shame sure, sh is an idiot.

      • bobsled

        really?

    • its all fake,some pple are so evil why cant diz doctors off audioz mind thr own business,really 2 sink dis low 2 be used its a shame.

      • Never Maswerasei

        Ibva iwe ko video yaarikubvuma kuti aikadhinda kamukadzi aka akabhafhara Kuda 10k hauna kuiona iwe? Hindava muchingosaidira zvenhando

      • sindoooraaniket

        I think so as well.

      • Zootopia Kakara Kununa

        How do you know nhai iwe…that voice nderani

    • It might be tru wena, Magaya haasi Jesu munhu wenyama akapindawo pamuedzo. Hatingabva tamurambira 100per coz haagare mu pocket dzedu. Th gel ndiro devil cz akabuditsa zvakawanda zvevaviri.

    • hapana voice risingateedzerwi

      • Never Maswerasei

        Ibva iwe ko video yaarikubvuma kuti aikadhinda kamukadzi aka akabhafhara Kuda 10k hauna kuiona iwe? Hindava muchingosaidira zvenhando.

    • tin tin

      Shaa vanhu ava vaidanana babe rabvuma wani kuti ndaikuda but wakandirwadzisa….she was not rapped and prophet havaendi kujeri but the girl can only claim for damanges haasi under age kaaaa inonzi anoda kufungirwa akavhura ega makumbo achida ma benefits…!!!

    • Oh my God. Mwari batsirai vanhu venyu #Tendai_Mbiri are u serious? Are u this brain washed that u even make excuses for a cheating man. If all this is all true then u also hv to question his powers, are they even from God.

    • Wat do u mean Lorraine Nomsa. Am not brain washed thats my thoughts. Iwe jusr say wat u think chete. Ini ndataura pfungwa dzangu.

    • bobsled

      there are some things that money cannot buy. She ain’t crazy. If anything she sounds very intelligent and upset

    • Tutsi Marambanyika

    • WakeUpZimbabwe

      this is what I think.. the girl could be in her right mind for demanding such kind of money cause for once we don’t know what Magaya did to her. If you listen closely when the girl said I want $100 000US Magaya ofcos was a lil surprised but haana kutsika madziro kuti unopenga for that handichakupe chinhu.. I’m sure he knows that whatever he did is worth much more than jus a hundred grand. what I don’t get tho is why is Magaya that eager to give empress donhodzo so much money, cause you dont jus come from ndichakupa $5 000 all the way up to I will give $50 000 jus like that over the fon.

  • This is 100% Magaya. I’m now convinced. So he is paying his bitches $100 000. Yooo!!

  • Satan this is no longer funny may you stop what you are doing Don’t cry tomorrow when the holy one return back to center

  • People u are easily fooled can’t you here kut that conversation yakaitwa kugadzirwa zvimwe zvinhu don’t waste your data bandles muchivhura ma admin aya ndiwo atori ma agents asatani manje

    • We must not waste our bundles tichivhura ? But iwe wavhura and u are telling us your conclusion after analysing the video. Regawao tiitewo zvawaita tovhura toanalyser tocomnendawo sezvawaita

    • Taura this think is fake.zimbos can be easily fooled

    • It’s you his followers that are easily fooled by him.

    • The end is over ,

    • Dominic hapana munhu anomboita fooled apa. Anobvuma izvi anenge agara anepfungwa yakafanana neyemunhu akagadzira chipost ichi.

    • video akabvuma kuti vaidanana iwe ukuti vakunyeperwa unoswera navo

    • Sons and daughters l agree with yo but kuhukura kwembwa hakuchinjise shumba step isu lets remain focus ,yesterday’s message from our Father in the Lord yaitidzidzisa kusazungunuka kusazungunuka pakutenda,tive mamonya in faith

    • Iwe why dd you waste your data opening

    • Yah ndatowona kuti ma followers amagaya find it hard to accept kuti zvakaitika izvi and zvirikuitika. Maybe the best he could do is to apologise and see how the congregation takes it period.

    • You are the worst fool if you believe this was made up. The most sensible thing is to accept the fact that Magaya has his weaknesses just like any other human pane kumurambira zvinhu zviri pachena kudai

    • Kkkkkkkk munongoti sika namagaya ko wako mukadzi arikukuhurira nehwindi uyo wapedza naye here tanga wapedza zvemumba mako first wotaura zvevamwe

    • musarambire munhu, evidence ijahwi iyi moti akungonyeperwa here, taiva navo ana nzira, nana gumbura asi nhas varip. pastor munhuwo akafananawo newe

    • Yeah, your level yokuvharwa iri pamberi

    • Hanzi muchavaona nezvibereko,

    • @ Dominic you the one who is being fooled here .can’t you see and why you praise a human than the Lord Jesus christ

    • Magaya anosvira vanhu fullstop

    • True zvako iwe ts not even clear

    • @Viera Viera: Are you employed by the mobile operator to know that this is indeed Magaya’s number and Petronella’s chatting?

    • @Vic Panashe: Hapana chirimbori pachena apa because the Mobile operator has not produced the transcript of the conversations here. For all I know someone is producing these audios to entertain people like you on the internet.

  • ONLY IDIOTS WILL BELIEVE SUCH NONSENSE.BUT HIS END IS PERFECT.YOU CAN IMITATE HIS VOICE TO FOOL THE USUAL IDIOTS,BUT IT DOESN’T CHANGE HIS DESTINY.YOU CAN PRODUCE 1 000 000 TAPES IT DOESN’T CHANGE ANYTHING.

    • usarwira munhu vana prophet mapfumo vakabatwa wani kana vachimunyepera siyai MWARI vamurwire

    • its soo sad you have too much faith in a human being…..its surprising wen people talk about magaya like this you get this emotional but you are all smiles wen JESUS gets mocked….. its such a pity. #WhoDoYouFellow

    • Tibvirepo iwe

  • THAT’S WHY THE NEWSPAPERS ARE NOT REPORTING ABOUT THIS SHIT,THEY KNOW IT’S NONSENSE

  • Magaya haasi Jesu, munhu wenyama anopindawo pamuedzo. Kuzviita kana kusazviita hazvirambike coz ndewe nyama. This gel is th devil cz akaburitsa secrete yavo vaviri, and akarwadziwa nekurambwa. Prophet relised he made a mistake, ko munhu zve nhai haasi mwari he makes mistakes. Lets forgive him nd pray God forgive him. Th devil here is ths bitch, sh must go hang

    • Jezebel chaiye

    • it easy to blame women. is the woman married or its magaya who is. if he can’t value his marriage do you expect someone to do it on his behalf. ..as a prophet people are just saying he should practice what he preaches

    • U do realise that the actual devil here is u, the way u speak about her and ur thoughts, very evil

    • The devil is Magaya himself who is playing with the word of God.

  • Even if I die today thus magaya voice .100% perfect.thus magaya chaiye.

  • I have a comparative recording on video.Where he was complaining about extortion in church.I will post it here if anybody doubt that this is him.Just for the voice record.But wait a moment.Even a video where he testified about his affair, didnt his followers ridicule it?

  • https://youtu.be/2Yag3Y6J4yI
    Same voice.Incontrovertible.

  • Mmmmmm handinei namagaya uye voice rake handirizive bt hakuna zvakadai

  • If hi is a tru man of God, mwari anomurwira, kwete mapenzi arikumurambira, lord may u send fire of the holy ghost to all fake prophets ,papas nd pastors

  • Satanic agent at its best.

  • Devil is a liar uchasvotwa hako satan nemadhimoni ako

  • Be careful it’s a way to direct public attention from the real issue’s affecting life….posting fake vedios

  • Leave the horny prophet alone..he is just an ordinary normal African man who trully realises that you cant keep sharing a bed daily with only his wife…Sleeping with his wife daily is BORING thats why he has a girlfriend to spice up his sexual needs..Nothing wrong with that..Are you bums commenting out there faithful to your wives??…

  • Nhema idzo

  • bus lyk joseph in the bible there was concrete proof to take him down fabricated by potifar’s wife and he did went down but only God knows if a Man is guilt or innocent

  • Only foolish and uneducated people how are behind in technology will believed that coz they are blind in modern life, coz with today’s technology you can imitate any voice you want and only fools will believe that, makasara imi that’s why you are poor

    • @Jef stop hallucinating and for once ask yourself if you have seen a fire without a smoke,..real fire though….Magaya is compromised its sad people waste their money defending this scam,….Magaya needs to go to prison

    • see in a cult your mind becomes controlled we can’t expect anything less than their ignorant denial remarks

    • Ko video

  • Zimbos kkkkk that dude have a dick that’s all
    Zvekuti pastor or prophet kuti haimiri here?.
    Plus munhu wenyama. Why you are defending him?

    • Thus right exactly muntu lowo ule passport futhi it’s not God.

    • Nhai zvako, kumurambira kunge asina, kunge isingamire. Kana isingamire sei anemukadzi. Nonsese

  • Dai Vatendi ava vaiivepo panguva yaJesu shuwa mwana Wamwari ahaimborovererwa, vanomira naProphet Shuwa, nyangwe vaka kwirirwa Mai vanoramba

  • Tht anointing oil ndoine yese one who uses it will end up blind motoona kt magaya is always ryt even seeing him like moo thn God himself. How cum kt iye ari kubvuma iwewe womurambira. Come on guys wake up

  • Kkkkkkkkkkkkkk munopenga

  • Dominic you are wrong let the truth to be

  • LEAKING VALUABLE EVIDENCE LIKE THIS WILL ASSIST MAGAYA WIN A CASE. No such evidence will be admitted in court. Thank you very much Freelance journalists.

  • Kkkkkkkkkkkkk shame guys but mukuzama kuda kusvibisa Zita ravamagaya kkkkkkkk sorry guys dai muchitoita zvinopa mhuri dzenyu chief kafu beta pane kuswera wakatarisana necomputer uchibudisa marara akadai izvi ungatoenda kune zvituta not isu tinozivawo kuti computer inoshandiswa sei kana uchida kubatanidza mazwi muri mbelwende dzevanhu siyanai naye magaya

  • Fake prophet this guy magaya is a angel of the devil. Must go back to Lagos Nigeria

  • BLESSED ARE U WHEN PEOPLE INSULT U, PERSECUTE U AND FALSELY SAY ALL KINDS OF EVIL AGAINST U BECAUSE OF ME …REJOICE AND BE GLAD BECAUSE GREAT IS YOUR REWARD IN HEAVEN,FOR IN THE SAME WAY THEY PERSECUTED THE PROPHETS WHO WERE BEFORE U

  • Kana tanamata miedzo ichauya asi mhinduro dzevateendi hadzituke.Nyika inototenderwa kupomera nokuti naivo Jesu vakatosangana nazvo.Kana munhu waMwari asina mhosva imi munotsamwiswa nei nokuti baba vekudenga vanokundisa vavo.Isu vatendi ngatingoti baba varegererei nokuti hapana chavanoziva

  • The best business in life is to mind yo own business Keefe kuti magaya Sita cei

  • If it is true then this lady sounds like she was being pushed with a third party to do this.

  • DontLieToUs

    Maporofita edu aya, pakati panodiwa nemaporofita, look at the history in the bible, Abhurahama akapihwa Haga, Judha akarara nemuroora, David na Bhatishebha, Solomon aiva ne thaza, haiwa asi izvi zvandikona

  • vanhu vanhu heeeeeeey,

  • “Devil is a liar, Touch not the anointed one”. This year you will see who is the lying devil and who is anointed. These fraudsters, rapists, murderers are just there to deceive you, wolves in sheepskin. You don’t realise it because you didn’t seek the truth.

  • Pamunotaura feck stories dzenyu ndipo parikusumuka ministry zvakanyanya .ndingoti mbiri kuna Jesu mungatidii isu apa tavekumberi kwekuseri

  • Asingazivi mabasa ema computer ndiani mukore uno? Magaya z a true man of God haite zvakadaro.

  • Majaira kumasowe kwamunokwira nekukwirirwa vakadzi nevaporofita muchinyeoerwa

  • No doubt its his voice , let’s not forget a prophet is still a human being but I believe he didn’t rape, the lady is after money n used by those trying to bring him down.

  • kudai kuvimba kwamunoita magaya kuriiko kuvimba kwamunoita mwari maidai muri ma nmb 1 mese and its takes tym to believe kut mai vako vanoroya so its your problem

  • Devil is a murevi wenhema itai zvese zvamunoita asi mwari waPWM muhombe muchasara isu tichienda mberi nezodzo

    • tin tin

      shamwari namata mwari arikumusoro kudenga not wamagaya….anywere magaya haasungwi vakadanana vakakwirana as is in the recording..usachke hako

  • Kana ukakwirirwa Mai unoramba daimaivepo panguva yakaroverwa Jesus haaa kunyepa chaiko kuti airoverwa

  • Jesu akasangana nayo miedzo saka kukunda kunotonamatirwa munhu wamwari anogona kukundikana hazvishamise kana asina kusimba

  • unongotashaya kut why vanhu r soo defending the issue of Magaya,,,asi ndivo vanochengeta pvt part yake or ma mouthpeaks ake…mu bible Joseph akazimirira ega saka imi kana muchi believer kut Magaya z a true prophet musavhunduke kana…

  • U haters mushaedza zvipi nezvipi hatife taka siya PHD hazvigone NO NO NO tinomira nayo chete YADAH KUSVIKA TAFA

  • Prophet Magaya is a man of God not a god of man.We worship Jesus Christ our Lord and Saviour and through His name only,man is saved.I believe Prophet Magaya is a man of God and i respect the anointing of God that is upon him.God anoints people in different areas to enhance His Kingdom.Prophet Magaya was anointed to deliver the oppressed from demonic chains.I am surprised by most of you say we worship Magaya.How can one worship a tool not the one that uses the tool.A Prophet is a tool in God’s hands.We love Prophet Magaya so much for obeying the Word of God to deliver people.No one worships him,We worship the true and living God the God [email protected] ministries.We celebrate him for his Anointing,love,giving,teachings,humbleness&many other things.Deliverance ministry is not easy because you will be fighting powers of the dark world,principalities and these demons will always try to fight back and they wont succeed bcoz of the covering of Jesus Christ hence the devil uses people to attack ministers of deliverance to blind those who are demon possesed from attending deliverance ministries.

    • amen

    • Nhai shamwari urikumbotii iwe? Magaya was having an affair period hapana zvimwe zvambotaurwa pano

    • Aubrey Shungwa nhai zvako iwe

    • I agree with you young man. But a tool as an example is wrong.
      You put a tool down and no body picks it chinodyiwa nengura ,period. Don’t let the devil use you. Unless you say kunamata kwakaoma even vatungamiriri vanokundwa kuitira kuti avo vanoda kubatsirika panguva iyoyo vatadze nekuti vanenge vaakushora kuti zvino ndezvipi.

    • Gross darkness, the light in you

    • Gross darkness, the light in you

    • Kana David the king akalaza mkadzi waUriah, what about Magaya?

    • Magaya haasi mwari atenzi namatayi mwari kwete kunamata mumwe murume akaita sewe

    • Namatai jehovha mwari akasika denga nenyika nezvisikwa zvose zvepasi rino chimbomirai kunamata vanhu rangarirai kunamata muchiburikidza nezita ra jesu christu mambo wedu amen

    • #fact

  • ende iwee ZimEye uri take take naye Magaya tsvaga zvimwe zvekumudonhedza kwete kuda kutibata brain….and if he is a true annointed man of God lets wait for judgement day everyone will receive his portion

  • Takambozvitaura kuti katambiro kaakuitwa aka mumwe achachema chete.

  • why was he paying this lady money. and why did he keep increasing the money he was offering

  • So what?

  • Mimie Milkah Moyo, Kimmie Kae

  • Chiiiko chinonzi magaya

  • Magaya munhu mhani why vamwe vanhu can’t see that…haazi Mwari

  • Mazimba Tiri masasikamu no wonder why nyika yedu yaenda kumawere after all this I can’t believe kuti kune vanhu wari kuti Magaya hasiriye ari pavideo hapana kupusa kunopfura kana matemba akange Nani

  • is there any prophet in the bible who been accused of rape charges,,,, no one, they were only accused of preaching the word of God, even the apostles were accused of preaching JESUS, but today why do we see the so called prophets being accused of such rape cases

  • I don’t want to judge zvangu but Walter Magaya is a human being and I believe like all humans he made a mistake I’m sure he is regretting I also believe that conversation is not fake the problem with us people we idolise these prophets too much taakutovaona saana mwari that’s why we are failing to accept kuti it happened , that girl I think Mari haina kuzobuda zvaaida plus anenge akaite fall inlove na papa. The only person who can sue Magaya is Mrs Magaya

  • The power of a woman is to bring a man down,it’s called the spirit of the serpent,satan the devil himself.I don’t like W.Magaya but against woman who use dirty tricks to destroy men,she knew very well he was married from the start.W Magaya was just supposed to apologize to his followers,a lot of Clergyman are divorcing their wife’s but still leading and preaching.Woman must pray against the spirit of the devil.Wake up men,some of these woman are no good.

    • Magaya’s actions destroyed him. Why is a married Prophet sleeping with other women?

  • Magaya has some form of power we can’t deny that. For he can’t put up such brilliance performances at world stage without the presence of some supernatural power. Speaking to a multitude numbering 100 000 is itself a miracle . However I don’t understand those who rush to defend him saying Jesus also faced the same accusations. At a time the high priests and fellow Jews sought to bring Jesus down, he met a prostitute by the well. We never heard rape accussation from this encounter. Instead the prostitute went preaching the good news about Jesus. If Magaya is like Jesus as many of his followers want us to believe why don’t we hear testimonies from these prostitutes who comes along his way?. Paagona Magaya thumbs up. Paatadza ngaareurure then we move forward. Ndozvinoita anhu amwari. The bible says do not bear false wetness. If you were not there don’t defend him and don’t accuse him either

  • Saka munowaneyiko??

  • pple are faking voices,they`re always telling you, stop bering foolz juc tyrying to bring down this guy its not ok.

  • One thing I have noted is that, as much as he is wrong, his followers are always on his side and will always be holyier to them despite all the mistakes he make as a human being. The thing about his followers is very straight forward, when ever there is an icon in any field, soccer teams, music stars, politics etc there are always loyal followers, fans and supporters. That kind of liking someone so much is idolism, most people idolise there people of interest, as much as we all hate Mugabe, there are also a lot of his loyal followers, despite that their worst living conditions are caused by the Mugabe’s misrule, there are also a lot of loyal Manchester United Soccer team supporters despite it losing a lot of matches in the premier league. That kind of loyalty is also existing in the religious circles. Moslems will even kill you for not obeying their belief of Mohammed and Rastafians as much as they believe in God Haile Sellasie is their hero. So don’t get offended by all the PHD followers, that’s the normal nature of being a human. However the Lord God Almighty will always save his people through our saviour Jesus Christ. Time will tell and the Truth Shall be known.

  • kkkk vana vaPapa so… Papa imhombwe stomach it plus vanopomba vachirova nyoro.. plus vanoita huwori hakuna man of God akadaro

  • mafuza busy defending that adulterous conman . haana kana chaanokubatsira nacho magaya muchangoramba muri marombe . Glorifying his sins muchitadza kuona kuti mukurasa mirairo yaMwari in the process . Makapusa vanhu vamagaya and you are beyond saving garai kwamagaya munyan’anywe muriko . Petronella good move extort as much money as you can anayo magaya anopihwa nemafuza ake aya , kwidza mari yacho to half a million let his followers feel your wrath in their pockets

  • Imwi mayifunga kuti yama gaya hayimiri nokuti muporofita

  • Ndezveikoko

  • kkkkk yazondinetesa ndeye kuti ” I will be praying for the world” kkkkk

  • Voice nderekunyepa, the person who is doing this will root in hell

  • ngwenya

    pakaipa sisi vanonegotiata plz… she knew the guy is married and she gives her heart? it was planned way before the sex! if true, partners where r u? the philanthropy yaMagaya tanished by thta small hole. Damn. God have mercy. The guy has assisted millions and this is how he goes down?

  • Munhu haarambirwe musanyanyisa kuvimba nemunhu wenyama kumuisa pa 100 %.

  • Wishful thinking. Satan thinks that he can tarnish the man of God and bring him down. Shame.

  • Student

    Varume apa pane nyaya apa… Unenge waiswa pa corner zveshuwa

  • sindoooraaniket

    Makandiwa has so far managed to handle women in this area. I mean so far, hence my respect goes to him.

  • If it was me ndichinzwa nekuona all this evidence of so called man of God. Ndakabida kare kare .wat more do i need..by their fruits u shall know the..What kind of a prophet allows pple to come naked..not strong pashoko..Svinurai mhani

  • Baba zvavo zvawanda sezvajudas

  • His only human not Jesus

  • Now Mobile operators are now required to authenticate these calls by producing a transcript of the coversations.
    CBZ account is SUSPICIOUS!!

  • Just record a five year old and say this is Magaya haters will agree. Lol

  • #IGwemusthearthis

  • Ofcourse when you’re a publicl figure as Magaya you attractso much paparazzi plots but maprophets atinawo are very suspisciuos. I dont know what they do to their followers to make them zombielike and believe alomost anything the prophet says. They even jump to take as untrue any allegations against the prophet without interrogating the facts. Do you know kuti even Magaya wacho akatopupura ega pamberi pechita chechechi still some dumb fools will say, “Idhimoni ramugara haana kuzviita”. Vanhu vanorambira munhu rimwe gore muchanyara azopupura ega imi muchiramba. I have realised some church leaders have made people to believe they are perfect or supernatural demigods who can not err or do any sin.

  • Kubva zuro ndonyaya ,zvisinei its your time the devil and your agents to us sons and daughters of God,God’s time is the best over this issue of our Father in the Lord Prophet W.Magaya .Anebhora ndiye akamakwa asi chandakafarira pasi pezuva vanhu tisu tinomwa musombodhiya todhakwa Mwari havadhakwi,tigokotsira Mwari havakotsiri,tigoneta nekufizuka Mwari havafizuke,tigofizurana Mwari havafizugwe,tigonyombana Mwari havanyombwe,ndosaka vachiti musabate vazodzwa vangu,zvamuri kutsvagabpahasha dzaMwari muchazviwana inguva badzi ,one day uchabuda pachena pamhepo tichikunzwa kunyangwe rikava zuva rimwe sezvo satan achimiramira kuti zvisazonyanya kubudiswa everyday semabudisirewo amuri kuita nhasi nyaya yenyu kamwe ikako pasi rose richaona hukuru hwaMwari pamusana pako

  • Truth will set you free.

  • is extortion not a jailable offence?

  • zvine basa rei

  • WakeUpZimbabwe

    hahaha what gets me the most is after listening to this audio, his dumb congregates will still try and defeat him lol.

  • WeKwakatutura

    AMANAKA! IF- I repeat- IF this is tru- ma 1. AND mwana uyu hanzani Petronella ariku nyatsozviziva kuti SHE wants to do DAMAGE!
    MUNHU WaMWARI vapinda panyanga dzamushore zvedi. Ummmmm

    Zvinowanikwa zvinhu izvi!

    WeKwakatuturA
    Pa Randani

  • Chichi

    This girl us totally crazy. She even knows kuti magaya is married and she keeps on sleeping with him. She was just after money and Wat she us doing is unlawful. That’s totally blackmailing a person. I’m a woman I’m totally disappointed in this woman kutsvaga kuputsa musha weumwe mukadzi like that, I’m not a magaya fun or into any prophecies but thus lady disgust me. She was sleeping with him only for money coz if she was truly in love with him and she us hurt why can’t she walk away without demanding such amount of money to show that money was nothing to her. She needs deliverance from the most high God. I pray for you my dear for God to have mercy on your money sucking soul. You are a disgrace to your family. Kutovhura makumbo uchivhurira murume wemunhu and yet mukadzi wacho unotomuziva.Nxaa I’m hurt