Magaya admits to cheating on his wife in SHOCK video…. paid $11 000 to suppress recorded evidence

  • After that zvanzi ndiri mu profita, mutumwa wa Mwari!, Mwari akakutuma kuzoita hupombwe? Kuzoti wateveri vacho, havagoni nayo mhombwe yavo, zvanzi na papa munhu wese kusondo., kunoitei?

    • kkkkkkk u killed me woooo #Roberto

    • BUT iwe chakunetsa chii. Hatina kukukoka kuti huya timutevere. Tirikungotevera toga. Tisiye nekupusa kwedu. Tinokuda kupusa ikoku wena

  • Usanyebera vanhu iwe this video wakaita yekuvezera

    • Wakapusa richie. How much is magaya paying ku IT department these days

    • Maonero ako but video iyi yakavezerwa

    • Richie Chaka urirema iwe unofa wakadaro shuwa dai watsvaka mwari ukaponeswa

    • Tee Shito muchinda anonzi magaya haana kumira mushe uyo

    • Mdiniwe

      Hmmmm zvimwewo tipepukirei anaRichie aaaah

    • Vana vamagaya makapusiswa tsvagai Jesu nguva ichiripo

    • Apa hapana kuvezera. Munhuwo wenyama magaya. Is human not God. Is just like u n me!!

    • Iwe wakamuwana

    • Richie you are brainwashed that’s why you put pictures of a Rapist on your profile dnt defend these Devils kwako kuda Magaya here wake up

    • lklkk

    • Magaya ndiye mwari wajo

    • Richie Chaka,,,,,uri ngochani chete unoisa pic yemumwe murume kuti ihama yako here ,,,yababa vako hausati wamboisa asi ukuisa yamagaya hauwone kuti ukunyadzisa even hama dzako here ,,tibvisire chipikicha icho ,,,kuvezera kudii kwacho

  • Oh my Lord 😱😱😱😱😱😭😭😭😭😭

  • We are sick and tired of these doctored videos. No amount of lies can bring down the Man of God. PHD Ministries is here to stay.

    • Hahahahahahaha.haha.so sad that some people are brain dead as it can get.

    • You need help ,he is not Jesus he sins like you

    • Ende wakato mutarisa unototi munhu musvinu asi akazotaura zviri mupfungwa otozoona kuti ahh hakuna hakuna wakadyiswa naPapa nyangwe takamuratidza video mudzimai wake achikwirwa naPapa unotoramba,saka tingati kupusa kana kuti mumusoro muzere mvura hameno

    • lol you got jokes for days. You should try stand up comedy.

    • was expecting that from bootlickers

    • Even Jesus tinoti haana kutadza asi kupomegwa kutadza kwakamuuraisa zvipomerwa ehe hazvina kuvhariswa naJesu pakufa kwake nanhasi zviriko asi kana tiripachokwadi panaMwari hazombotisiye tiri tega anomira nesu chete saka hatityiswe asatan Mwari haakurirwi nasatan as usual shumba haichinjiswe step ne kuhukura kwembwanana kana bulldog kkkkkk seka zvako mwana we PHD Ministries ZVASIYANA moving to higher levels with Christ 2017 tiripo paZindoga mati magwidziwa here ?hamusati kusvika magona kuzoti Mwari baba nemoyo kwete nemuromo

    • Artwell posvo pfungwa dzako dzakadyiwa na pongwe. Zvino kana akanyura uchatii? Pane dzimwe dzirikubuda zvakare kuti akaurayisa ex girl friend yake wati waibata here artwell posvo? Shame!

    • magaya akataura ega pavideo apo s imi manje makuda kuvharei mukwane vanhu imi imhombwe iyo dai ari mazuva ana Zechariah aifira mualtar

    • magaka

    • Ma video ano doctwar ayo haana kupusa kuti anobvuma zvakadaro achi recordwa vanhu makavenga varanda vaMwari munorwadziwa lets wait and see

    • asi hauna kuteerera papa zvavari kutaura? terera first wozocommenter!

    • People plz believe in God, not in phd

    • Ass kisser,its soo obvious and u still deny it!!

    • Kuda Magaya kudarika Mwari.Vanhu itai zvaMwari kwete zvephd

    • Wake up

    • Hazvidi kuzviratidza kusafunga kwakwo murume mukuru

    • mhombwe so

    • even akatobatwa ari pamusoro vanotoramba kuti handiye asi mu twin wake. kkkkkkkkk. he’s is human not God so stop this idolatry

    • I blame Magaya wife.. She is the idiot

    • πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

    • Revelations 13 v13 – 14

    • Kkkkkkkk PHD Ministry its here to stay kkkkkk so funny………

      Vanhu vekwamagaya munodhuva kuisa mafeelings munyaya idzi mune error kkkkkkkk

      Tiitirei mushe hedu manje muchiti its here to stay zvohodiii koz all christians i know they declare such things, Vatendi vachristu Jesu vapfuuri pane rino pasi zvino kana moti here to stay morevei

    • Munya

      This Magaya is a satanist and a socerer. Look at his body language and what he is saying if want to know that this a genuine video. N’anga yekuPHD Magaya. Dyiwai buns vakavata.

  • Magaya anetsa kudarika Ebola, apa mafans ake haatodi kuzvinzwa hameno zvenyu munonamata munhu.

  • Shame on you Richie Chaka. Why usingaprotecte shoko raMwari the way yamunoita magaya

  • This was not doctored Tafadzwa Edwin Machado. Hanzi touch not the anointed kkkkkiiiiii. Yeewo

  • Kkkkkk Satan its Wednesday we need to pray and praise our God without any interference get out of our way.

  • Are you going to pay the money so what’s eating you. Leave our Prophet alone.

  • How come he didnt God didnt show him this trap lol

  • Go and show your video in hell if you can, we are not moved by these cooked up stories, we are rather shifting to a much higher level. Anebhora ndiye anomakwa so we will remain resolute kusvika mati sorry

  • Mwari vacharatidza soon… zvese zvichabuda pachena

  • Tafadzwa Edwin Machado ndeumwe akarasikawo zvake. Hakuna kunzi Jesus or God zvanzi magaya munhu akangofananawo newe. Saka kana uchimurambira unoreva kuti hapana munhu anotadza here. Chitiudza muporofita or anyone asina kutadzira Mwari pakuzvikudza or kureva nhema or hwupombwe. Besides Jesus all prophets from the bible vakatadzira mwari so what’s special pana Magaya waunovhikirira

  • Zvanyanya nehanda retreat from publishing bogus news tipeiwo news that reflects solutions to National problems

  • Mboko imboko

  • shame on u,who ever doctored dat evil video,vakomana tambai nezvimwe,shuwa varume vakuru kutadza kurara kudzimba kwenyu nekuda kuvisira pasi walter and u are damn mean shebet.hamuihwini iyi i failed b4 and u will fail again and again.drop whilest u still can.

  • Mangwana tauraizvimwe futi kudya kwemeso kwete kwemoyo nenjere uku

  • OUR PAPA IS A GOOD FATHER YADAH KUSVIKA NDAFA

    • Ndosaka muchibatwa chibharo. Zvinonzi papa venyu ivavo condom havapfeki

    • Hazvinei newe go to hell with ur lies

  • Wotoona rimwe richi beliver zvinhu zvema computer kkkkkk kupata akomana.

  • Magaya and stunner taneta nhavo ,everyday here aiwa

  • Even Bob did that so whats funny if magaya has done that.

    • You compare a man of cloth and a politician??? You must be jocking.

    • If their actions are the same, then he’s not JOKING. Only God and only Him knows the heart of man. Don’t defend kana usingazive chakavanzika chinozivikanwa naJehova.

  • Hayaa vanhu vekwaMagaya pliz hapana chinoshamisa kuti Prophet venyu vano cheater, he is a human being, he does hv feelings, wats with yu hey. Aaa kana kuda prophet kwacho amana yoo vanhu imi munondi shamisa. Pane zvimwe zvinhu zvisingara mbirwe munhu. Yu hv big eyes but yu dont see.

    • Iweunonauneyi ??

    • Aaron Munyira, get me right. Haisi nyaya yekungoti chero wapindura my brother. Ini ndati muno murambira kuti haasi munhu here? Can yu answer this qsn first

    • #MaiTan Magaya crew followers inoshandisa ma feelings ndo vana Aaron avo kkkkkkkkkkkkkk
      They dont the time to analyse things kungorotomoka chete

  • Anopfeka dehwe rembudzi iye riri bere.Mabasa ake achamutevera,ngaaende kune vamwe uko gumbura na Kereke na Gumbura vakamumirira

  • stupid video

  • Peter John David Solomon Moses Elijah Abraham Paul all these pple sinned before God what’s special chazoita kuti Magaya anzi haatadzi vanhu ndipo patinozoti munoona sekuti Magaya ndiMwari

    • Aaaa taurai henyu ndomavonero avo

    • Kkkkkk not every1 is pefect but he must lead by example as a priest kwete kuswera achiita kunge vana stunner same nyaya…..
      He is a prophet he must lead by example ey ah chiiiko

  • Vanhu vane mhosva chaidzo havabude pachena kuswero netsa prophet vevanhu .Hapana here dzimwe nyaya kana ma bond zvine hupenyu mukati.ndezvake na mwari wake izvo.

  • Γ™uΓΉmmm, he was shocked wen he realised that he was being recorded. Yaa handei naro

  • Unonyepa

  • I’m not a fan of him but I didn’t hear him admitting to that. …

    • You want to hear him say, ” ndakabhara $10 000 to thank him kuti he has alerted me of my girlfriends who recorded me and want to use evidence to extort me.” But he said this. Now, is this not admitting that he had a girlfriend in 2015 and they were in love, she recorded him and now she want to get money from him? Why did he pay $10k of he knows there is No one with evidence of his wrong doing??????????

    • he said …(in 2015 bva ndapinda muaffair)i rest my caseπŸ˜‚

    • Asi hauna zheve dzekunzwa??

    • Kkkkkkkk #TariroWnnie dont yu know kuti magaya akavhara vanhu hobho patsinga inofunga kkkkkkkkkkk
      Hanzi andina kupanzwa kkkkkkkk people so……

  • There is nothing like that.never ever.dont lie to us.you think we are fools.nowadays we are just used to your lies.do we dont care.shifting to higher levels.iwe busy typing fack stories.that means ur shifting to low levels.

  • Masascam ndiwo anoti chabuda paknternet nacho nacho.

  • And the Lord God said’ touch not my annointed ones. Tsvagai kwekutambira vanhuwe

    • So you think Walter is anointed ask him muri 2 he will tell you the truth

    • Prophecy is a gift nderako nango ukatadza sei nderako.

  • Thts rubbish

  • The video is well doctored hey, imi Nehanda TV why muchiitiswa nevapfana vanoswera vachi editor this stuff, as journalists you suppose to investigate n watch the video yourself before posting it as news on your website. Watch that video again and u can read the lips it’s totally opposite as the vocals say

  • Some people here are saying the video was doctored? Maona here kt Magaya was shocked paakaona kuti ari kurekodhwa. Lol Brainwashed people

  • The only people who are more scary is the ones under Magaya’s evil spell , even if Jesus himself where to come and expose this false prophet they would still think Magaya is a saint shame on them

    • Vanhu avo vanotyisa zvikuru ini ndoti ndo evidence yekuti Geena ririko

    • Nothing to fear kana level yako yasvika pamusoro unosangana ne bigger evil spirits with horns

    • it’s called brainwash,logically if you look at the statistics, Religion is one of the most powerful ways of controlling human minds.

    • Kkkk kana mapharisees nemadcribes vasina kuona kuti jesu ndiye messiah, it means they ddnt see the differennce between good and bad. Wat of vana venyama. I always wonder kuti pazvainzi kuchava nevaporofita venhema ndevapi vamwe vachauya. Let them understand them that read. Nomatter how much truth shall be told you will never convince magaya’s follower.

    • Ppl r too blind to see wtz behind magaya s powers

    • kkkkkk imi ndimi vatsvene chitiudzai… bvaa vagonhi munonopinda denga

    • It is very difficult to free a happy slave

  • Mat15:14 ‘Don’t worry about them! They are blind leaders of the blind; and when one blind man leads another, both fall into a ditch’ if the leading wagon derails the whole train derails
    1corinthians11:1 ‘Imitate me, then, just as I imitate Christ’ but is Jesus adulterous? no! But let’s imitate Christ as He forgave the prostitute because we all sin

  • Bikayi zvenyu maVideos enyu iwawo asi muchasvotwa

  • Lol zvajamuka wena zvi vana zva Papa,,,Open ur eyes people

  • Satan is a father of lies devil u are a liar u are a loser if u cant beat them join them

  • Ok so he cheated so wat.If he bleeds does he bleed red blood o green.Magaya is by only human let him be give him a break

  • Vanhu itai zvaMwari kwete zvamagaya wamunorambira zviripachena izvi

  • People who fake miracles, the Magayas, the Makandiwas, the Tsikamutandas, ngan’a dzinoshopera, have one thing in common, they lack conscience. Their followers are dumb people

  • And the Bible said it all “MY PEOPLE SHALL PERISH BECAUSE OF LAKE OF KNOWLEDGE” Vanhu weeee mukai kani muchinyanyodei ko munhu asingaparidzi kuuya kwaJesu kechipiri nekuti iwe uponeswe kana Jesu ouya please work up and smell the Coffee………..

    Yes we need to be blessed with touchable wealth on earth but tirikuzvinyanya all is vanity and zvichasara pano pasi just check when you bury your loved ones do yu see them going with anything they worked for NO!!!!

    But only there lives are put to rest so just think of how you wanna rest holding, Earthly things or an Everlasting life as JOHN 3:16 SAYS…………. THINK ABOUT IT

    Im not here to judge but just to state some facts……… Stay blessed.

    • Amen you can say that again. Revelation 22 verse 12 we should focus on the advent of our Christ and only and most high priest who is in the heavenly sanctuary he is the only one worthy to be our mediator to God because he died for us and his wounds are exhibits that if we believe only in him we will inherit the Kingdom of heaven which will last forever.

    • True let the truth be told………

  • There is a lot of people who are fast asleep unable to see or face reality.. that’s the major problem with the whole setting of our country, blind to the core .. so sad !!

  • kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira kkkkkkkkkkkkkk.

  • We are shifting to higher levels imi muchingohumana kkkk zvasiyana kaa hatichinjiswe nasatan isu takangodaro tichangoramba tichiita hunhu hwe Yadaaaaaaah mungatidii ende hapanaaaaaa

  • nhasi tinenge titoriko ku church kwacho kuti musvotwe

  • Ne Video yenyu iyoyo nhasi chaiye off to our Wednesday Service kkkk.Dai mu P.H.D musina Mwari mupenyu nezvamunonyora dai ndakatiza kare kare asi ndakaona Mwari achibata ndoendepi.P.H.D is not a burial society its a church of Power the sick are healed the demon possessed are set free,the poor are being raised.We are not a dead church,we are not a church of stories we demostrate the Word of God with Power.PAMBERI NA PWM.

    • Kana wakachengera kuWednesday service ikoko imbo mubvunza Magaya kuti ko video iyo yatekeshera ichokwadi here? Akuudze ega. Coz iye nema lawyers ake vari kubvuma kuti its true but only kuti vakabuditsa that video vakazobvisa part yavakange vave kuda mari from him kuti vasabuditse that video. Haisi video yemunhu. Ndeyake Magaya.

    • Ko souja love akazoita sei nhai

  • Touch not my anointed says the Lord.

  • Yadaphets and yadaresses muripi tell us this video was videoshopped ka

  • I am here to check what the blind passengers say about their blind driver. Even if he gets through a red robbot and the traffic cop pulls them over, the blind passengers are quick to defend him as first witnesses. Strange. This year he will revise his prophecies and start by predicting his own doom. Money can buy freedom if only you are smart like Makandiwa, but this dude always misfires. Those who live in glassy houses should not throw stones.

  • Murishoko anhu imi. Ndosaka Mugabe asingatyi kutonga muZim. Most of us we suffer from a PHD syndrome(pull him down). Ndosaka varoyi vasingaperi. Ukatenga mota waroiwa. Mwana akapasa kuchikoro oroiwa. VaMagaya Vadyei chako nhai. Those are the works of wisdom and grace with which anyone is capable of doing. Most of us can’t do it coz we always look down on ourselves.

    • Video yacho wamboiona here or uri mungomama kutaura. Tipe whatsapp number tikusendere ma videos nena audio aMagaya achida kutengera girlfriend mota ne mari dzenyu. Nxaa suscum

  • mubikira wevideo uyo

  • This is video, Magaya is speaking and you someone saying it was doctored. We are talking about real evidence vanhu vamwari. Zimbabweans have become so stupid and gullible and don’t think anymore, so disappointing.

  • Do yu kno how we kno we will pull thru we already hv plns to shift t higher levels this year varikushuwira kuty dai zvadai dai zvadai lt m b honest with yu mari aiwa iripo vanayo prophet yavo, zvicharwadza ndezvekuti hapana kana 1 achadya kana cent kana the ,that man is God sent mati madii

  • Vaya vekutaurisa mazviona

  • Magaya ndewe kumama

  • Why pple of God fighting each other.?
    Why can’t we bring unity n peace ?
    No one is holy but we try to be everyday.

  • Thn mumwe haatombovhure link kungonzwa headline makutoti Magaya this ask vekwaMagaya tine nharo futy isu hativerengewo nyaya dzenyu takangoona pakanzi prophet Magaya tobva tatotanga nyakanyaka leave our father alone…

  • This guy is a satanic agent making a life for himself out of stupidity of blind miracle seeking hopeless people only time will tell make my words.

  • Lock him

  • Magaya naStunner taneta navo

  • Hapana hapana they will try all tricks but will fail. Zvatosiyana.

  • Vamwe havaoni asi maziso vanawo

  • Um not a magaya fan but check achitaura visa vee muromo wake. Hapana consistency ba.

  • 😁😁😁 vanonamata Magaya vanomurwira wena….in’anga iyi ngambodzokera Nigeria ando renewer midzi yake yomuparira .

  • Zvasiyana

  • Devil u ar a looser! PHD for lyf.

  • That you’re doing is only promotion not demotion, the more you do that is the more people like him and hate you . Now because of all this , he gains sympathy from people and instead rejection they embrace him. Editing and faking voices will not divert his destiny. Some of us are going through difficult times unknowingly that it’s all because of allowing the enemy to use us. Do you know that when you fight an anointed person, you’re instead fighting God himself because you’re becoming an obstacle to the work of God.

    • Kkkkkkkk dont lie please more people from were ipapa, ve last year vaingonzi this year is your year same same #twentysebentini here guys ah imi tisiyei hedu
      πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Why wasting your time try to defend someone vhunza Gideon anokuudza kuti kana Baal ari mwari let him defend himself

  • Some people are seriously bewitched some man are so stupid I wonder how they run their houses the man has admitted he is not man of God take your daughters and wives and see for yourself like Thomas

  • Magaya Satanism

  • If u are still goin to give your hard earned bond notes to this man at the next sunday service, u deserve to die poor.

  • Eish but kana chiri chokwadi ka ahhh this wont be good kutaura chokwadi.Ngatinamatei muzvokwadi in truth and spirit

  • Vanhu ngatiregei kureverera wekwako nhema bhaibheri rinodaro saka nhau dzamagaya dzatanzwa dzawanda

  • Ini chro pasina video magaya mu Satanist chaiye kwete zvekutamba uye anobhinya kwete zvishoma

  • Finish False prophets.

  • Ndezvenyu izvo. Mashayaka zvekuburitsa. Mai vedu vakavakwanira. Zvimamavideo zvenyu vanasatan zvekubika mega. Maddhimoni akumomoterai. Kugara Pasi muchironga muchifunga kuti muchawana mari hamulume. Muchatambura kusvika amen. Hatiburitse mari zvekumhanya. Intelligence dzenyu dzekubatira padenga harisi pint redoro. Shame on you. Hatichateeerera marara. Imi ndimi munotoita zvinorova. Godo nekuti vakaramba kukupai mari. Iwe wachita wako kangani. Mbavha dzevanhu makajaidzwa. Satan we fear not only God the Almighty we no you very well. Ndati hamulume kana Paine men of God wamunombunyikidza murikuirasa. Gomba ramurikuchera iro muchawiramo ndimi its a matter of time. We know you try to manipulate higher offices to do your scams. God shall punish you devil and your allies. Paying a journalist to say lies. How many stories are you creating it shows you do not think. You have an agenda this is not football or politics this is about the Almighty. Who are you to judge. Wakadzi wenyu especially you mavacheater kangani. Anotaura nezvako ndiani. Iwe ita zvako tione anokuteera. Nyaya iripo ndeyemari chete yamaida mukashaya. You are the devil most of you munotohura kupfuura imbwa. Tauraiwo zvenyu handiti muri authentic. We know what you are after. Zvichaiwana ngwarati kudya ivete. Manyanya vanasatan munoziva chaizvo. Satan and your allies oouuuuuuuut!!!!!!!! Tired of your lies asi hamulume makajaidzwa.

  • Ummmmmmm ma1

  • Kunyepa uku

  • There’s was nothing on cheating during the interview but money issues.

  • Fake pastor exposed kwakwa they call him father or the man of God. Fuck these people busy preying for the poor Zimbabweans taking advantage of situations.

  • ingazvaari Walter ariku confessor nhaimi oooh my God handichatarise yadah tv

  • Magaya is human and just because he is a prophet does not mean he is immune to sin!!!!

  • By their fruits you shall know them

  • Shoko iri nani pane gwavava

  • Shifting to higher levels!

  • Kkkkkkkkkkl mashaya zvekutaura manje ndati zvasiyana PHD Ministries apoooo ita ameen inobhowa Satan nevanhu vake ava iweeeeeeee

  • PHD kana muchiti ZVASIYANA munorevei?????

  • yowe

    Fake video… leave my papa alone musiyeyi aite mari nekubhauda waanoda

  • Pinball

    Now that their plan to send the guy to jail has crumbled they have resorted to attacking his marriage.Zimbabwe intelligence guys are pathetic!

  • we are sick of these lies , taneta nenhema veduweee . leave our prophet alone . hanyarewo here,wht i kw is his a man of GOD and we are shifting levels

  • Vamwe vanhu vanorarama nhema.Endai munodelivwa makasara mweya yetsvina.Tisiirei muporofita

  • Kkkkkkkk ko imi magoti nanga nanga namagaya akuitaisei sei iwe uri bzzy kuswero taura zvamagaya iwe mumba ukuchengeteswa vana vasiri vako uchingotlsweroti magaya magaya regai akadaro

  • Makambotanga achiri makabdiwa mukapedzisira manyarara muchaneta zvenyu isu hatidzokeri shure

  • Tsvagai mwari achawanikwa not Kutsvaga prophet he’s a human being as yu n he also made some mistakes

  • hatidi vanhu vanofarira kusvibisa zita remumwe kana mashaya nyaya tsvagai mabasa

  • Molly Mwale

  • Kwaniko zvivana zvapapa vedu zvakaurawa nedhumu kufunga kwavakushoma zvaunohwa iwe ndicho chaanohwavo so unomurambira nei nhai mwana wapapa Magaya wofananidza Magaya naMwari aaaa potoda Mwari apa apindire

  • video iri pachena magaya munhu akakuudzai kuti haatadzi ndiyani panyika hapana mutsvene.

  • Hokoyo vana vapapa touch not the annointed yadha yadha brainwashed lot

  • Vamwe vanhu vanenge vane zvavakaitwa naMagaya chete coz kumwe kumu defender kwacho kunozonyanya, Mwari vavhurei meso vaone zvakavanzika

  • Kkkk fungai zveupenyu hwenyu nt hwaMagaya

  • And who cares,as long tichifamba nebhora,we don’t worship Magaya ,but God the living father, whether W Magara is a fake or real chakakosha is the words he preach kuti anoponesa vanhu here kana kuti anovaisa ku hell.

  • USabata zvekwausina kuswera most vanhu varikugadzira zvese muchawanei zvese izvi hazvishande magaya never go back he is going forward your life is moving catastrophic bcs you follows devilish zvana zvenguruve zvakatakura Dimon s e demolish anyone we deal nezvamagaya live the fabric stories God knows the truth

  • Magaya haanamatiri mumhu munhu unonamata wega zvakafanana kana urimuclass unonyorerwa nateacher here kana uridofo ndozvaunokohwa kanauchishandisa Mushonga wotosimbirira ipapo kana iyinegoblin wotochengetedza convernant yamakaitirana isutobatira kwedu kwaMagaya

  • Sorry if we are saying PHD is here to stay we mean that you cant destroy us as for dying wheather christian or not you die it was created that way by Abba Father

  • Anyway hazvitishamisi aprophet is not honoured in his own country inga Jesus ayinzi this carpenter boy others others were saying Son of a carpenter so we are not even amazed muchanyarara henyu

  • Sorry my dear its. Even in the bible all sinned and became short of Glory it means that everyone under the sun is asinner asikwete kuframer baba veduProphet Magaya vachida maridzavo ngavashande zvavo vajaira kudakudya zvemahara semudzimu tsimbe dzevanhu

  • Children of God don’t say what you don’t know zvausina kuona zvichiitika munofa muriimbwa mwari ndiye anoku displenai ask for Wisdom fromGod kwete kiuti tasaririra muchi taura rubbish Sana soldier love vakazoponera kwedu kwaMagaya vakanga vozvimamira asiiyezvino vakumhanya

  • Eeeeeeee you white man don’t insult our mother you are now crossing the boundary if you don’t have anything to say shut up

  • May the Lord forgive him amd lead Him to the foot of the cross…..surely He needs pardon from God just like me. But there after he should sin no more. Let him find a Ps to pray for him

  • Why do tell us lies nyaya irikutsurwa inechekuita nrkuhura here apa dtsura 10000bimi mati 11000 haa you are lying to us now

  • Magaya is not the only person in the world, why are U after him? Stop this and do something else .what ever U write about him ,we don’t care for U are jealous of him , having girlfriends or not we love him . to hell your dirty minds and evil thoughts . We love you Magaya pamberi nebasa raMwari

  • Avooo vana va MagayaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • wenyoro

  • He who does not have a girlfriend should write about Magaya’s infidelity