Akarohwa nechikwambo akafa vachida kudzinga mukadzi wengozi mumusha – Karanganda TV
Akarohwa nechikwambo akafa vachida kudzinga mukadzi wengozi mumusha – Karanganda TV
Browsing tag
Akarohwa nechikwambo akafa vachida kudzinga mukadzi wengozi mumusha – Karanganda TV
Ndakaiswa chikwambo, mubobobo nenyoka naMadzibaba Admire zvinova zviri kundirwarisa pamwechete nemwana, ndotvagawo rubatsiro.
Varume vaviri (mukoma nemunin’ina) vekuGuruve vakaparadza imba yekubikira yevabereki vavo nekuipisa zvose nematanga embudzi vachiti baba naamai vavo varoyi vane zvikwambo nemapere.
Chikwambo muHarare – VIDEO
“Tiri kurunwa nemazizi nekurohwa neChikwambo” – VIDEO
Mukadzi wechidiki Pauline Gore wekuChitungwaiza anoti arikuitwa mukadzi nezinyoka rakakura kunge shato.
Zvirikufaya nechikwambo