Mukoma nemunin’ina vekuGuruve vakaparadza imba nepfuma yevabereki vachiti varoyi – VIDEO

Varume vaviri (mukoma nemunin’ina) vekuGuruve vakaparadza imba yekubikira yevabereki vavo nekuipisa zvose nematanga embudzi vachiti baba naamai vavo varoyi vane zvikwambo nemapere.

Pakarepo, vakabva vatanga kupenga vachangobva mukuita izvi, mudiki wacho ndokuzofa asi mukuru ari kungorasika njere. Ngatinzwei vari kuziva nezvenyaya iyi vachitaura

chikwambovaroyi
Comments (0)
Add Comment