Jah Prayzah pays his respects to Moana’s mother after her death – VIDEO

Jah Prayzah paid his respects to Moana’s mother in Harare on Monday. Moana whose real name is Michelle Amuli hit the limelight recently when she appeared on Jah Prayzah’s video Munyaradzi.

She was one of the victims in the accident on Sunday that claimed the life of prominent socialite and businessman Genius ‘Ginimbi’ Kadungure.

Mimi Moana was a well known Zimbabwean actress, fitness bunny and media personality. She starred in videos of prominent artists including Jah Prayzah, ExQ, Takura’s popular track Zvemoyo, Freeman’s track Muridzo and Enzo Ishall’s track Mwenje.

Jah PrayzahMichelle AmuliMimi MoanaMoanaMunyaradzi
Comments (59)
Add Comment
  • Eria Eriyas

    every time yandoona video re@Munyaradzi ndonzwa moyo kurwadza, especially panonzi “rangarira kamhepo kaitirova muchando”

  • Gwinyai Shoko

    ko kamudhara kaya kaiti ndakamu zvambura nembama mwana uyu karipi.vamwe vabereki so unoshaya kuti pfungwa dzinoita madungwe sei

    • Muzere Gracia

      Gwinyai Shoko kasi imi kwenyu makakura musingarohwe kani

    • Gwinyai Shoko

      Muzere Gracia kurohwa zvekuti zvinotaurwa panochema vanhu vachiti munhu afa.kwedu ku Gokwe hakuna zvakadaro.iduzvi mubwidi uya.ndiye akaisa mwana mhepo kuti afe nemoto.Satan

    • Muzere Gracia

      i beg to differ
      mwana akarohwa kare paakatiza murume
      miromo yevakuru haiwire pasi honai magumo azvo kuti zvazopera sei
      kurova mwana is not abuse ,even bible rinoti shamhu ngaisabve pamusana wemwana

    • Gwinyai Shoko

      Bible verion ipi. Usanyepa hako.Ungarova mwana atova nemwana wake unenge uchiti unoitei.tsika iyoyo isiyei,yakaipa chaizvo.nxaaaaa

    • Blessing Portia Mutumba Graham

      Gwinyai Shoko vana dzimwe nguva vapa hasha regai arohwe zvisinei kuti akura sei becoz hapana mubereki angambofarira kuti mwana wake aiite nzenza

    • Paidamoyo Makoni

      Munhu anotorohwa chero aane vazukuru .ndozvatoziva isu.mubereki mubereki

    • Innocent Mukodza

      Muzere Gracia kutiza murume nekuda mafaro,kwakunofa nemoto kunge ishwa pwaaaa🤣🤣🤣

    • Muzere Gracia

      Gwinyai Shoko kunobviwa kwakasiyana
      lets agree to disagree on that

    • Muzere Gracia

      Gwinyai Shoko “Anorega kushandisa shamhu anovenga mwanakomana wake, asi uyo anomuda anochenjerera kumuranga.”
      ‭‭Zvirevo‬ ‭13:24‬ ‭

    • Vimbayi Miranzi

      Muzere Gracia thank yu cuzy nekutidzorera mumagwaro eBible zvinonzi kudza mai nababa kuti mazuva awedzerwe baba vaMoana naGinimbi vakataura chokwadi hezvo nhasi😭

    • Vivid Mawarire

      Muzere Gracia volume bhoo..chero ukaita sekuru…unongoramba urimwana kuvabereki vako

  • Teana

    Girls shld be not be after money

  • Kandodo Mary

    Shame mum z alive 😭😭😭 I wonder how she’s feeling

  • Tendai Mwayengwa

    Jah wagona asi ndiwe umwe unonzi wakabata .ku studio kwako .

  • Pee Swty Muchen

    I feel so sad for Moana’s mom. May she be comforted by the holy spirit

  • Laston Chawarika

    What a set back to an interesting video munyaradzi, this has affected JP and his fans at large

  • Kudakwashe Chisango

    Pana Mkwasha pakafa monya riya now pana Munyaradzi pafa Moana. Hameno just thinking out aloud. Wagonesa Mukudzei.

  • Tcee Matrek

    It’s So Sad and MHSRIP…..Im sure her family will benefit from Ginimbi’s left wealth.

    • Douglas Muparuri

      Tcee Matrek benefit what .uum people there’s no benefit on earth plz

    • Tcee Matrek

      Douglas Muparuri Shaz her family shuld be Compensated to take care Of Moana’s Daughter akomana……. They shuld do somethin for the family.

    • Douglas Muparuri

      Tcee Matrek its too early to think such things in a short time when people are still mourning and showing love to the victims

    • Tcee Matrek

      Douglas Muparuri Yah but u are right… My eyes were almost teary about her Issue……. Our eyes are Blind… If she had foresaw her destiny nxaaa… She wuld have left that Rich guy alone.

    • Tcee Matrek

      IamArtish Prosper Mutembo Boss For the child guys…. Amana Imagine iri Sista yako

    • IamArtish Prosper Mutembo Boss

      Tcee Matrek did she signed a contract to go party with Ginimbi no did Ginimbi went to her poz to take her out no….. No deal vanhu vange vachingozvifarira Chete ndosaka mudhara wa Moana akat chero wekubvunza hapana kungotora wako woviga Finnish

    • Douglas Muparuri

      IamArtish Prosper Mutembo Boss you are on point not zvema benefit eyi vanhu afa ne simba rake

    • IamArtish Prosper Mutembo Boss

      Douglas Muparuri if ginimbi was left alive he was going to feel guilty for the lost lives of his friends and do something BT the waste part is that, all of them gone.

    • Happyness Chipote

      Tcee Matrek that mentality is what took her away. Let’s learn to live within our means and feel good about what we have.

    • Precious Gavhure

      Tcee Matrek yaivepi usiku mwana arikumba. She was old enough to make her own choices guys. It’s sad she is no more, but she was there by choice haana kumanikidzwa and painful truth: the Ginimbi’s family owes Moana’s family nothing.

    • Tcee Matrek

      Happyness Chipote That’s a very true point.

  • Pamela Pote

    Jah P is very humble….RIP Moana

  • Marshy Mtero

    RIP n condolences to the Amuli family ,may her soul rest in peace

  • Claudious Kevens Mawaro

    Vasina mari motozoenda kufuneral kechi2 after the burial coz now akuna anokuonayi or recognising you at all