fbpx
Videos for Zimbabwe by Zimbabweans

N’anga/ Mupositori pakati peHarare

Mupositori akaunganidza hungwanda-ngwanda hwezvinhu zvechivanhu sezvinoshandiswa nen’anga nemasvikiro pakati pemigwagwa motokari nevanhu vakatadza kufamba zvakanaka.

Comments