Dube Docus 3 years Sterias Chisvoro kkkkkk rumamiso chairwo shuwa kazy nhamo dzekumba kwavo vapedza here
Joy Masamha 3 years Brian Mchakatah Chacks nhai zvako iwe kuda kutitambisira time nezvisina basa. Why musina kuita izvozvo boss G vacho vari mupenyu. Ngavatikwanire kusanyara
Andrew Mazungunye Moyo 3 years Kufarisa uku kutsvaga mbiri. Chihure hachichina mari. Kwavari hazvinyadzisi
Maita💕. 3 years 😂😂😂 so Boss G doesn’t know how to pronounce his name all of a sudden this is one of the reasons why I’m a church dropout
Maudy Mai Taku 3 years Kwaaaa tsvagai mabasa riddim please unobudirwa nemweya waginimbi pakudii? Pakudriver Lamborghini?🤣🙆♀️
Maria Y Dube 3 years Let boss Ginimbi rest it’s nolonger funny put yourself in the shoes of his loved ones lady and see if it’s funny to them wish can be sued mxxcm
Shepie Xaepz Matasva 3 years Set up nxaaaa kuda kumamiswa vese na prophet wacho. Kutiitira zvekumama muchisvibisa zita remunhu
Nisbert Ndhlovu 3 years Mnobhadara vanhu kuti waitekunge zvirema kanakungewarikubudirwa kuyedza kusimbisa nyayadzekushopera
Kennias Chinyanga 3 years Mukutamba namwari muchizvipa nhamo church dzenhando ginimbi akararama lyf yake to the fullest muchiumburuka muguruva imomo muchinyeperana putseke wenyu mese chichurch chemapenzi
Ennie Evans Simon Malunga 3 years Mukadzi uyu akutswaga kuzwirowesa nehama dza genius andione zwikapera mushe
Chihoro Leecious 3 years Iiiiiiiii mazimba kuda ma drama i surrender chokwadi zuro uno anga ari Tapiwa mmmmmm
Hos
vanhu ka zvamunoita izvi munozviwanepi
Data ririkudhura guys tikwanirei
Ndezvekumama izvo
Idzi ndonhema mutikwanirwe amai vanoda rumamiso ava
Dube Docus kkkkkk vanoda chii 🤣🤣🤣🤣
Dube Docus taura hako kusarohwa uko …
Sterias Chisvoro kkkkkk rumamiso chairwo shuwa kazy nhamo dzekumba kwavo vapedza here
Haha and some people believe this bullshit 😂🤣🤣 wake up people !!!
shamhu chete ndoinoshota
ngavagare pasi avo vakutsvaga mbiri
Kuda zvinhu too much ngaatikwanire
tigarirei pasi
This is getting Ridiculous
matuzvi ega ega
Endee mazimba haana kutombokwana kana 1 ndochii ichochi
Brian Mchakatah Chacks kkkkkkkkkk haaaaaa shame yoweeeeee zvangu kkkkkkkk
Brian Mchakatah Chacks nhai zvako iwe kuda kutitambisira time nezvisina basa. Why musina kuita izvozvo boss G vacho vari mupenyu. Ngavatikwanire kusanyara
Brian Mchakatah Chacks exclude me pliz😀😀😀
Brian Mchakatah Chacks zvotonyadzisa
Marketing
ndokujairira vanhuka ikoko
Mafunnies
Kufarisa uku kutsvaga mbiri. Chihure hachichina mari. Kwavari hazvinyadzisi
😂😂😂 so Boss G doesn’t know how to pronounce his name all of a sudden this is one of the reasons why I’m a church dropout
Atoita mbira so ,Amana tipei ma serious please.
Zvakaoma😂😂😂
Asi aiva Ku church ya passion kani
Pfutsek wenyu what kind of nonsense is this tsvagai Mwari musiye boss G
Mwari vanhu vaye vatanga
Regai apostle chiwenga achizokutukai
Kwaaaa tsvagai mabasa riddim please unobudirwa nemweya waginimbi pakudii? Pakudriver Lamborghini?🤣🙆♀️
Boiz
Hezvoness ko apihwa mariiko ye stage performance ?
Ko sei asiri kutaura be voice raGinimbi racho mmmmmm
Rumbidzai Nhepera arikuteedzera
Rumbidzai Nhepera kkkkkk taura hako
Joy Masamha hakuna zvakadai ngavasatambe nepfungwa dzedu avo
Rumbidzai Nhepera ngativarove kutipedzera data
Joy Masamha musoro bhangu wavo
Kkkk
Let boss Ginimbi rest it’s nolonger funny put yourself in the shoes of his loved ones lady and see if it’s funny to them wish can be sued mxxcm
Pure madness, let Ginimbi rest you morons
Nxar kushaya zvekuita ….ngaasiya Ginimbi kadungure azorore …
Set up nxaaaa kuda kumamiswa vese na prophet wacho. Kutiitira zvekumama muchisvibisa zita remunhu
Woooow Satan at work now ,money ,popularity searched
Nyambo Dzejoni
This church needs to be banned
inhamo inodaro. ngaano tsvaga basa asiye zweunzenza zwaakuita
Typing……………………………
Zvamamera chiginimbi pamuromo tyooo
Rovai munhu ataure mushe
This is utter rubbish
Teclar M. Isaac vanoda kurohwa vanhu ava. Vaakunyanya kuti jairira
Zvrikunz chiiko nemweya wacho???
Imika
Close that shrine
Anobuda mweya waGunimbi kuti ihama yake here.?
Kunyepa
Mnobhadara vanhu kuti waitekunge zvirema kanakungewarikubudirwa kuyedza kusimbisa nyayadzekushopera
Nonsense
Vanhu ava vanoda kusungwa
Kupedzwerwa data ne nonsense handicgavhura kana kuverenga nxaaa
Nonsense
Let our Guy rest in peace pliz
Lies, fake church
vanhu vakadai vanoda kurikitwa sterek nxaaa
Varikuda mari yaboss Ginimbi apa vashayavo ndokusakwana kwacho
Kudawo fame kutsvaga kuzikanwawo
Aaah
Mukutamba namwari muchizvipa nhamo church dzenhando ginimbi akararama lyf yake to the fullest muchiumburuka muguruva imomo muchinyeperana putseke wenyu mese chichurch chemapenzi
Ummm zvazonyanyawo
Takafamba mawo ma church aya, takazotambura takatemba
Yooo Zim ina madrama
Mukadzi uyu akutswaga kuzwirowesa nehama dza genius andione zwikapera mushe
imbodii kubuda dimon racho arimupenyu amai mucharoweka
Yr pussy
Respect the dirty
Tsvagai mari zvakanaka wanatora Mari united
Anoda shamuu uyuu
Ityai mwari
Iiiiiiiii mazimba kuda ma drama i surrender chokwadi zuro uno anga ari Tapiwa mmmmmm
mutinyarewo guys nhe mxm ,,takuzobuda muzvimagrp zvny
Machurch enhema mapurisa sungai vanhu
ChiNehanda chenyu ichi chakutijairira manje zvi news zvacho
Zvekupenga izvo ngaati kwanire musorobhangu
Munyika hamuna mabasa shuwa
Pakudiii. .RIP Boss G
Ha vanhu vaneta nema fake prophets shame 😂 comment section
Fuuuk
Madness
These churches must be closed,,, absolutely bullshit !!
Kkkkkk drama racho rinochii ndigoritsvaga
Ityai mwari please Siyanai nemunhu akazorora kare
Let us respect the dead