My daughter was a good person – Moana’s mom speaks to Nash TV

My daughter was a good person – Moana’s mom speaks to Nash TV.

Michelle “Mimi Moana” Amuli died in the road traffic accident which also claimed the life of socialite and businessman Genius ‘Ginimbi’ Kadungure and two others.

Michelle AmuliMimi MoanaMoana
Comments (74)
Add Comment
  • Thando Ndudzo

    Mai vasvinu maimitiswavo nekamudhara kekuMalawi sei futi?

    • Don Nie

      Thando Ndudzo 😳😳

    • Attalia Mutero

      Thando Ndudzo kuti kange kasina hubaba here veduwee

    • Vimbayi Miranzi

      Thando Ndudzo haasi munhu hre ivo vaurikuti vasvinhu ndivo vasitoriboe

    • Britney Esabel

      Aaahhh ndo typ yavo iyoyo hanty vakasangana Kuma yard here ma dhara emalawi aiva ma. Cookie nema garden boy muvarungu

    • MJ Jam

      Brighton Sibanda pama shoko enyu tichangotora iGaro chete nekuti aive ainaro

    • MJ Jam

      Brighton Sibanda kkkk akange akasenga

  • Sam Ngwarai

    Haiwa good person yekudii mudhara uya aitaura sure kaive kamboko

  • Musiiwa Mharadze

    kuyedza kuita kuti anake but vanhu vakuziva chokwadi kuma Instagram neku Facebook taiona hunhu hwake musade henyu kuita fire fighting mungadai makadzidzisa mwana wenyu hunhu chaiwo but manje matobuda pachena kuti ndimi maifurira mwana kuti atize imba aite zve kriss cross yake iyo

  • Daniel Mapuru

    Baba vanoti wange asingavafadzi mai vanoti wange aribho kkkkk

    • Jasper Mapfumo

      Daniel Mapuru kazhinji Mai vanomira nemwana musikana nyangwe akaita hunzenza sei asi baba vanoti no

  • Mebo Mhako

    Haiwa raiva hure ravo,rikanoita zvese zvese rouya rovapazvekudya raita chero zvisingaitwe nebwa ityai mwari amai shuwa iye aitumira mapic asina kupfeka moti good chinonzi hunhu,ubuntu mochiziva tendeukai mururame

  • George Dahwa

    Hapana anomboti mwana wangu anga akashata

    • Descent Ruzive

      George Dahwa mdara wake akataura the opposite

  • Faz Foya

    Mai avo mahwani,dai vanyarara havo.

  • James Jimmy Mashayanyika

    Chingozvizivirai nechemumoyo menyu,cheregai kufamba muchitaura zvisizvo pamusoro pe nzenza yenyu.

  • Josiass Mapiye

    Amai vangatii coz pamwe pacho dzimwe nzira dzinenge dzichitsvakwa nadzo mari nevana sikana vanenge vachidzifarira sando kuna mudara hongu pakuchema but sunungura mweya wemufi uye chigumbu pamoyo nokutaura chokwadi

  • Emmanuel Manexy Manwere

    Audio yaakatiza judge nemarovere aakaita mari ya judge akandirwadza, anyway rest in peace

  • Tapiwa Chapotoka

    Chinonzi kunaka chinhu chakasiyana pamwe anga achivaigira zvose zvavanoda vamwe vana zvima bank cards zvinoshandira mai but baba vakaramba tsvina idzi ndokutendeka chero dai aivatengera seya ginimbi mota vaiiramba mdara but moms vaigamuchira

  • Yun Ferhem

    ndopaunoona kuti vanamai nevanasikana vanerimwe

  • Raymond Borewore

    Fukidzai hapwa yenyu zvenyu amai ivo kwavo kutsvene here hapana musha usina vanorasika

  • raphael

    Ndivo vacho vakajaidza mwana.

  • Tiri Wamazen'e

    Baba vakati mwana ayiva nemuchiuno makaregedzeka seme imbwa, Kwai raiva ndongi riya rainzi Mheri

  • Gift Cheteni

    Hoo zvakabva kunamai nhayi? Apa baba vaichema kuti ndinonoti chii kuvakuru ve Church sezvo vari mu Muslim. Dayi akanaka angadai ariko kumurume wake. Mauraisa mwana amai.

  • Ngoni Nyasha Chimbalu

    Most commets here are driven by jealousy and a senseless judgemental mind. The fact that Maona was going out with Ginimbi and you (those ladies who are critising her) are going out with Jokonia from Calidonia or Church farm does not make you a better person . The fact that Ginimbi cud afford to give Maona his girlfriend 3k for lunch and you are given 2dollars by your boyfriend does not make you a better person than her. The fact that Ginimbi hosted a birthday party for his girlfriend in Dreams nightclub and you your boyfriend hosts your birthday party in Spar Kamunhu in Mabvuku does not make you a better person. All you guys saying nonsense most of you ana mai venyu and your sisters are divorcees so what’s so surprising about her divorce. In this day and age you support a parent anoramba mwana wake claiming kuti anemusikanzwa, that’s wrong. This mother is correct saying Maona was a good kid.

    • Linda Gijima

      Ngoni Nyasha Chimbalu well said vanhu ngavarege Kuda kuzviita vatsvene

    • Musiiwa Mharadze

      Linda Gijima Chiri wrong chiri wrong chete whether chaitwa nani hazvida basa izvo muhure uyo akadzidzisa mwana wake zvisizvo full stop!

    • Laquas Marakias Nyarwendo

      Biblical advise haisi yekunyengererana its either you hid the call or you perish including ini wacho if i dont act according to the word of God i will indeed perish hapana kunyebgererana Gehena ririko and kuchanotsva vanhu

    • Dube Docus

      Ngoni Nyasha Chimbalu but honayi manje hapachina mari yekuti avigwe ayimbodziisepi mari dzaayipihwa na Ginimbi

    • Ngoni Nyasha Chimbalu

      Laquas Marakias Nyarwendo what wrong did she do if you may factually put it.

    • Musiiwa Mharadze

      Ngoni Nyasha Chimbalu when you’ve a kid n you teach he to abandon her family then you want us to celebrate that , NEVER!

    • Laquas Marakias Nyarwendo

      Ngoni Nyasha Chimbalu i dont like you to think i am judging her but if you believe that we are God’s creation and we are accountable to him ,take your bible and read muchawona kuti zvatinoita kazhinji zvinosemesa Mwari uye zvinounza kutsamwa kwavo misi nenguva itsitsi nenyasha dzavo kutipa nguva yekurarama tiri muzvivi asi kana vati zvakwana indeed hakuna anoramba

    • Ngoni Nyasha Chimbalu

      Laquas Marakias Nyarwendo dai zvainzi vanhu vanofa nekuda kwezvivi zvavo dai Maona arimupenyu, dai ana nhingi varivo vakafa vatinoziva vanotoouraya vanhu kwete Maona aingozvinwira wine yake inodhura. Ko anaPapa vanobira varombo mari vachiti tithe dai varivapenyu. This issue you can’t be, I repeat you can’t a judge on it. Saka that pastor wekufa ne accident airangwa futi…

  • Sekai Sithole

    Momy matangirwa nadaddy vataura chokwadii .chero mukazoda zvenyu kunatsa but hunhu hwake tatohuziva kuburikidza nababa .nekuona futi mafiro ake

  • Jeffrey Mukwanda

    Mari yechihure muchitadza kutsiura mwana zvino afa nokuda mari vevamwe vanofara mudzimu mukuru chiregere chinya

  • Brian Chifamba

    Akasiyana naBaba vemwana wake sei?chete ana amai chavanongoda imari mwana angave hure rakaita sei?mvana dzagara dzinoda mari chete manje akurwadzisa mubereki nekutamba nana cheeseboy.

  • Innocent Mukodza

    Vana mai tagara tokuzivai munosupporta mahure enyu nekuda kwekudya,nonsense

  • Ten Gesi

    Madzimai mamwe vakafa fungwa kuri kusawona kuti mwana wafira muchihure kufarira Mari dzinemuseredzero bullshit baba vakabuda vachinyu nyuta nezvaiitwa nemwana

  • Gilbert Goden

    What can a bitch teach a daughter.nothing

  • Cosmas Muchagoneyi

    Isu takakura tichinzwa ana sisi vedu vachinzi mari yemukomana haidyiwi, zvino vanamai vanhasi ndovakutoida yemunhu asati abvisa pfuma. Chihure chakachinja level,chakuvabereki

  • Evans Kampiyawo

    Munoriwanepi Simba rekutaura munhu arikuchema sure