For Zimbabwe by Zimbabweans

Miteuro yamadzibaba yokonzera matambudziko – VIDEO

VaTichaona Nyakundivenga (42) nemhuri yavo vanobva kuGandavaroyi vanoti vakapihwa muteuro wematombo naMadzibaba Steven apo vakaenda kumasowe vachitsvaga kubatsirwa asi muteuro uyu ndokuvapandukira.