For Zimbabwe by Zimbabweans

Ndakahura : I’m not sure who fathered my child – Tilda LIVE

Ndakahura : I’m not sure who fathered my child – Tilda LIVE

  • U stink!

  • Unezvivindi shuwa

  • It’s possible though.

  • Ndokuda zvekedero tirida

  • Regai ndimbokuudzai izvo zvamunodada nazvo zvechihure .Vamunopa nhamu kunyanya vana .sei ndadaro mugore ra1994 tuvana twaitamba pachivanze vana vakatukana kamwe kakazonzi ndosaka usina baba wakazoti wava mumwe musi kamwana kekutukwa kaya kakati nhasi baba vangu varipo apo baba vaitaurwa murume akanga abva kubar naamai vake .Apo mwana iyeye aive kuma4yrears .Musatukise vana ndapota

  • Pliz taurai nyaya sezvairi haana kiti ndakahura akati taiva tarambana ndodanana neumwe murume but nyakundiramba aiuyawo tichisangana . Sakanyorai sezvazviri

  • Guys dont judge me on this.no wonder why a bigger nu of poor pple are gtng Aids,ma choices evanhu vanotamburao futi akaoma.its a circle yevanhu vane brain dzakaoma.w lack of responsibility vana vavo are likely to lead same lives.surrender

  • Eish, zvakaoma izvi, asi mukadzi aita zvakanaka kuti baba avo vazive chokwadi, voita choice isina manikidzo.

  • Zvobhadharwa here izvi ahhh motinyadzisa kushaya zvekuita here? Zvigodii kuti zvidii

  • ayas mamwe mademon so isu ndisu tichaporofita baba vemwana Waco nxaaa Next

  • This is so evil some people not even worried of HIV . Shame

  • even though riri drama…..thanks cause zvimwe zvezvinhu zvitowanikwa mukurarama.