For Zimbabwe by Zimbabweans

Zimbabwean traditional meals for a healthy diet – VIDEO

Zimbabwean traditional meals for a healthy diet – VIDEO

  • Pasina nyama here, haaa handidyi

  • Sadza rezviyo haridyiwe nemuriwo unedovi asi nechimukuyu chine dovi or any nyama

  • Pauline

    nice!, I am manyika, couldnot relate with the shona names except for mutikiti – pumpkin leaves. could be nice to add the zimbabwean names for the healthy zim dishes inclusive of other dialects as well since its supposed to be representative of Zimbabwe. Otherwise, many thanks for the nice video. I am available if need be to provide the names. Thanks

  • Zvakuita kunge dhodhi wani

  • Muriwo wacho kuwanda kupfuura sadza kkkkkkk unopazha ukazvirega

  • Kasadza kairohwa naMbuya Nehanda chaiko

  • People in other parts of the world have fish tanks where they look after fish, to sell, and eat.
    I think this would be possible in some of the large backyards in Zimbabwe.

  • Ndokudya kwavaHera uku

  • This is good food….not morden western food

  • Haaaa Cosmas usadaro kkkkk ini hanku ndakaridya ka 1 nenyama yehuku kekumusha mmmm nakaaaaa mhani iro rakanyanya zviyo zvacho mmmm

  • Panoda ka roadrun

  • Umm shida sana