For Zimbabwe by Zimbabweans

FACEBOOK WARS: Zim woman shows off her body in support of Tatelicious (VIDEO)

FACEBOOK WARS: Zim woman shows off her body in support of Tatelicious (VIDEO)

  • haaa hazvichinje chokwadi izvo murume murume and mukadzi mukadzi saka chill down

  • Stupid

  • Asi kudenga hakuna

  • Stinky booty

  • Mboko iyi

  • An adult lady acting like that, shame all in the name of publicity, don’t u have kids to play with, these prostitutes coz havoc on social media

  • Kutsvaga mbiri nezvinoshoresa nekunyadzisa! Vanhu vakadai Havanna hama, vabereki, shamwari nevana here vavanonyara kuti vachaona hunzenza hwakadai. Imagine if this is your mum and urikubasa or school! Ma one!

  • Mboko imboko

  • If your interested in admission into Ukraine, Austria and Canada and partial scholarship for Poland is available for computer science courses.
    Chinese scholarship is available for 2018 . +375259690017

  • Vatete munonyadzisa

  • Vanhu ava vane hama here? How does it feel kana zvadai?

  • Like seriously 🙄🙄🙄🙄

  • Vamwe vakadzi soka!! Zvinyarirewo mhani

  • Zvechihure izvo,…

  • Mwari tiwanireyiyo nyasha chaidzo .KO hama dzinonyarirepi nhai?Yaaa…zvakaoma izvi

  • Nonsense

  • I m getting kuti ndakumaka what is she Saying vambuya ava

  • This lady is far from being attractive, old ladies would rather have better things to do than showing your nakedness and stupidity to media

  • Her pengometer is very high mazuvano

  • oh what a shame…

  • Shame shame with ladies of this group.

  • *VACANCY*

    Monte Rosa college is looking for an O level Science and English language teacher. For all individuals who are interested send your details to the following number “0775569652” or contact us for more information

    NB) *Monte Rosa college is located in Harare*

  • kana chembere dzodai manje vana vadiki totarisa payi . Zvimwe zvinhu zvinongodawo kukura . Kuburitsa kabikini here nhai mbuya ! I surrender

  • Endai munogeza amai, muri kukanda……

  • Apa hauna kana shape zvayo,