For Zimbabwe by Zimbabweans

WATCH: Jah Prayzah performing at Magaya’s church

WATCH: Jah Prayzah performing at Magaya’s church

  • Wow thus good

  • Zvoshamisa here?makushaya zvekutiudza manje

  • Magaya its just like eintertainment gathering ppl not church. Bcz if find bev singn in magayas group if ppl u cant say u ar in church.

  • MAchurch here aya . ingotii kwaMagaya!

    • Wanga uchiti chii.Inga pakanyorwa kuti Magaya’s Church,asi haugoni kuverenga.

    • Rima nechiyedza hazvidyidzane

    • Rima nechiyedza hazvidyidzane

    • Vari murima ndivo vanofunga kuti vari muchiedza.

    • Tuku Oliva Mtukudzi paaka ita performance ari ku Methodist conference last year.U didnt say anything???

      uku uri mu Christu -kana uri pa den pako,newyear Christmas,birthday unoto tamba song dza Jah Prayzah dzacho futi?…is tht not Hypocricy

    • vaTendai mukufunga sei imi inga matoti kana uri paDEN ndiko kumba zviya hanti . zvino isu tikutaura mai mwana zunza ichijaivhwa kwanzi kuchurch uku kwaaaaaaaaaaaa

  • Apo ndopanonzi zvasangana zvidhakwa ,kondevemudanga kaavo regai vaiitisane pachavo .. ….mukasa gaya munotombumuramute kumarinda

  • Sando dzako Jah prayzah,varovere kuchurch ikoko.

  • I WAS THERE,WHAT A CROSSOVER NIGHT TO REMEMBER,EVERYBODY WHO WAS THERE ENTERED 2018 IN JOVIAL MOOD.

    • What a night it was !!!

    • Clearly not the purpose of a church. Where suppose to be left mava petyo naJesu not with this human pleasures. Surely God is not a human

    • Jovial mood?? Shame.

    • Kkkkkk as time goes by Zodwa wevanhu is coming………

    • FORM YOUR OWN CHURCHES MOVARAMBIDZA IVAVA KURIDZA MUMA CHURCH ENYU,KANA MUSINA DAI MANYARARA HENYU.

    • Thats why panzi Magaya’s Church.Iwe ita yako Church wokoka vaunoda.

    • Kwaaaaa unobva wazvishaya kuti zviri kuenda nekupi Mwari ndivo vane chokwadi chese.Zuva rekupedzisisira tichaonerera zvedu isu.

    • Kkkkkkkkk itayi zvinokuendesayi kudenga in your personal capacity,kwete zvekunyeberana muchiti hee izvi hazvisi zvamwari saka ndizvo zvinokupinzai denga.

    • Musatinyepera machurch takaabvongodza aya vanhu kunyera kuita tsika dzenhema ivo vari ivo nharadze chaidzo . PhD ndizvo kusvika ndafa

    • Jovial for sure, hanti Jah Praizer was there entertaining.

    • Chero ini deno ndakauyawo ndainakirwa Jah Prayzah achirova mangoma zvake, ko isu totouya kwenyu ikoko kuzonzwawo mangoma nekuti hatina mari dzekubhadhara kkkkkk

    • Ehezve ndosaka tati Zodwa kana Bev next kuti vanhu vafareka

    • Bruce Mutaiwa Bruce is there any obscene about Jah Praizer.Does Jah praise sing against God.Tell me chakaipa pa music ya Jah.

    • Bruce Mutaiwa Bruce,the reason why Jah achisheedzwa even kuma fundraising of some big Catholic Churches,private family parties,Weddings zvinoreva kuti hapana chakaipa about him or zvaanoimba.Jah haaimbe zvinonyadzisira saka chakaipa paari chii.Comparing Jah with Zodwa is not just irresponsible,but mischievous and ignorant.Musanyepere kuzviita vatsvene imi makawora kudaro,zvitadzo zvenyu zvinotonhuwa sechidembo pese pamunofamba,kwave kuda kuzviita vatsvene pano.

    • Goto rine hwema? Tiise maoko?

    • Bruce Mutaiwa Bruce,if a Church invites gospel musician,automatically it means that Church is Holy kkkkkkkkkkl,if someone is a Gospel Musician he automatically becomes holier than those who doesn’t sing gospel music kkkkkkkkkk musanyebere vanhu imi.Kuridza kwe a Gospel Musician handizvo zvinoreva kuti Church iyoyo ndeyechokwadi,kuimba gospel music hazvicharevi kuti muimbi ave mutsvene.Jah doesn’t sing against God neither does he sing praising Devil.Iwe wakawora nema sins and you want to pretend kuve mutsvene

    • Gamuchirai Guzuzu l don’t know why am tagging you

    • I don’t know either

    • At least some entered 2018 in a jovial mood after inviting Jah at church uuuuh

    • Ana Masvingo muchangwarawo riniko Basa rekunamata munhu unosvodesa wena

    • Next Zodwa wabantu.hahahaaaa..false prophets. And their devil winning souls for the devil

    • Uum.Farai Rauson wakarasika..hauna kana zvauniziva about kunamata kana Bible.stop poisoning the world wena.all u said I’d utter rubbish

    • chech nebhawa zvafanana

    • Amai mwana zunguza,kwete kungondinyemudza,haa mweya unoburuka.

  • Church ukayiona unoiziva

  • hamunate n’anga idzi kana zvigure zvirinane hazvidi musanganiswa wakadai .phrazah oimba kudhakwa foshoro muchurch ibvai APA.

    • Taura hako Syd this is rubbish

    • Taura hako Syd this is rubbish

    • kutamba nevanhu kudaro

    • Iwe ita yako church uite zvawada . Isu zvirikutofaya. Ungatiitei. Hapana

    • But sevatendi must try to lead by example uye kuedzawo kutevedzera Bible ramunenge muchitenda even tho munhu asingazove 💯 sezvo richiti musabopwa pamwe nenyika so sekuziva kwedu tose masongs a Jah aasi ekurumbidza Mwari so zvinofanira kuva nemusiyano

    • yes unoverenga bible iwe hazviite tisungwe pajoko nasatan wena.uye music kuchurch iriko yavanhu vokuchurch .dei vaitorawo vana shumba kana kuita yavo vega

    • Why muchirwadziwa kunge maka invitwa

  • Even Bev was once there performing “kana uchigona kutambisa riri one”.

  • Ndezve church here izvi

  • Masatanist vese

  • Kkkkkkk akuporofita kuti ndaona economy yaita rebound akadii kuporofita kuti ndaona mnangagwa atonga ndosaka akatenga book ra Grace $50 000

  • Handi Jah preza akunzi is a prophet here saka zvoshamisa here kut aite mashowz ake kuchurch kwamagaya kwemumwe wake

  • Is there any top preacher in the World or in Zimbabwe who has preached on the PHD podium? Ndongonzwa Toki Vibes, Soul Jah Love, Killer T Jah Prezah etc —- aah ko zvineiwo neni kunge ndoendako ku PHD kwacho

  • Is there any top preacher in the World or in Zimbabwe who has preached on the PHD podium? Ndongonzwa Toki Vibes, Soul Jah Love, Killer T Jah Prezah etc —- aah ko zvineiwo neni kunge ndoendako ku PHD kwacho

  • Zvino Jar prayzar ne church zvinoenderana here? Vanhuwee vhurai meso, zvakanaka kuti nyika ndoipinde muchurch pane mabasa enyika nenziyo dzenyika dzoridzirwa muchurch anaMagaya venyu ava.

  • Zvino Jar prayzar ne church zvinoenderana here? Vanhuwee vhurai meso, zvakanaka kuti nyika ndoipinde muchurch pane mabasa enyika nenziyo dzenyika dzoridzirwa muchurch anaMagaya venyu ava.

    • Iwe who told u kuti kuimba masongs akadzikama ndokunamata ndianiko.

    • Hantie pane mari ndiye adii hake jah … team ukujaivha iyo ma christu ese … tora mari united

    • Wabva kuchurch haumuteerere here jah p uyu same same kkkk

    • To kuonawo hedu.muchitaura.akakuudza Jah.pra.muhedeni.ndyani

    • Ndiyani akati.mutendi.ahafanirwe.kutamba.jah.songs

    • method saruzi…. asi ichurch yababa wako here kubva waita hasha kudaro

  • Clearly a false prophet!

    • Oliver Tuku Mtukudzi paka ita performance ari ku Methodist conference last year.U didnt say anything???

      uku kana uri pa den,pa New year,pa Christmas,paMuchato, unoto tamba song dza Jah Prayzah dzacho futi? is tht not Hypocrisy

    • I`m not entertained by circular music/musicians or even some so called gospel singers

    • And who are you to judge

    • Ahh saka iwe chakunetsa chiiko . Zvamakaraira muchinzi maroiwa kwaiva nephd.

    • @Matangwe Mudiwa and yet watch Circular Movies frm Hollywood,Bollyhood and Nollyhood

      STOP HYPOCRICY

    • No I don`t

    • Iwe ndiwe ka genuine prophet chiita tione

  • Clearly a false prophet!

  • Kungoti Magaya haaite hake zvechurch chete

  • Kungoti Magaya haaite hake zvechurch chete

  • Ndokusaka ndcsaende kuchurch.

  • Ndokusaka ndcsaende kuchurch.

  • Kwakanakidza zvisingaite ,avo vanoda zvekujudger vhurai enyu machurch mokoka vaimbi vamunoda nokuti muri holy.

  • zvagara jar naWorota wacho ndezve manga manga zvese

  • Circus chaiyo

  • Oh my God !!!?

  • Apa Mwari agere hake kudenga achinzwa vana vake vachiimba kutonga kwaro mutemberi

    • Kkkkkkkk

    • Mwari ndovadiii havo … hapana kana one akabatirwa pfuti vakatoudzwa in advance kuti kune show vakaenda …. iwe neni ndisu taisaveko chifu

    • Musarwadziwe who gives Jah wisdom to sing…its God

  • Vana Magaya murikuenderera mberi nekudzidzisa nhema murikuverenga bible ripi racho,chimboitai

  • Now i don’t understand the difference between church and prezha. Zvichiri zvekunamata here izviii or yato prezha

  • FOOD FOR THOT

  • FOOD FOR THOT

  • Tuku Oliva Mtukudzi paaka ita performance ari ku Methodist conference last year.U didnt say anything???

    uku uri mu Christu -kana uri pa den pako,newyear Christmas,birthday unoto tamba song dza Jah Prayzah dzacho futi?…is tht not Hypocricy

    • kkkk bvunzwa tinzwe!!!! haa apa wabvunza chaizvo apo!!!! vanoda kutamba vakahwanda vamuroad vozviita makristu big time apa vabva kutamba Emerina.

    • jah prayzer anosvikirwa uyu pachena musade kurwira zvisina basa

    • kkkkkk kwanzi kuchurch kunonakidza apa wapedza service uchibuda ziya rekutamba kutonga kwaro.kkkk Mwari anenge akatarisa mashura iwayo hake

  • VEMUDZIMU ANA JAH VAKUSANGANA NEVAMWARI PAKAIPA TOPERA NEKURASISWA

  • Magaya wenyu uyu hameno

  • Haisi church ideliverance ministry

    • Asi vanhu vacho they are being delivered by Satan kayi…..coz light and darkness never work together in God’s Kingdom

    • MAYBE so cz handisati ndamboona zvakadai chizvarirwo.

    • Damn right,u nailed it

  • Imimi itai machurch enyu,morega kumudeedza,siyanai nezvenyu zvevanhu,if it’s against the law musungeikal

  • Magaya anoda deliverence ndiye wekudya mbutu yehure,nhasi oita show na jah hahahaha

  • Imbonakidzwayi hama dzangu asi muchavhurika meso kuti mutori business raWalter. Apa arikuita kuti vanoda zvemunyika avabate as well as vanoda zvechurch as well.

  • This church I don’t no

  • Zviri kutofaya tiriko ku church. Ungatiiteiko. Hapana

  • hakuna Church yaMwari yakadai varume. Chimboitayi henyu asi kumagumo kwazvo kune nyaya.

  • PHD is a point of need ministry that’s why so far its leader Dr Prophet Magaya has been rewarded by even neutrals like UNISA with a doctorate.In a point of need ministry like his and ours of course you concentrate on people,looking at their needs how one can use God given gift in philanthropism to change lives.This is different from traditional church where alters were a sacred that was only a perverse of the priest .Jesus today is saying celebrate life that i have given you.Why should we cry when celebrating,It is us the congregates that that have asked our Fr in Christ to bring Jar to prepare for a brand new yr.You will not find it n were in the world ,it is us game changers,In les than 4 yrs yo church contributed a congregate look how many are each.PHD is above a church its a ministry churches have been born out of it mukarwadziwa hamupori

    • Ha ha unotopenga zvako iwe

    • For your information all the so called prophets vane ma honorary doctorate including their wives. Only Mai Magaya ndovega vasara kupuhwa ma honorary doctorate. Ma honorary doctorate ekutenga. And Magaya is not a “Dr” because he just holds a mere honorary doctorate one!

    • to be honest with u guys.shoko raMwari haritengeswi.plus chero Jesu chaiye akanga asingabhadharise kut umuone

  • ….zviri nani ndezvipi kunzwira Jah Preyzah mubhawa kana muchechi….remember muchechi haubhadhare kupinda and futi apenza kurova ngoma Jah tatamba zvekubuda ziya…ichasvika nguva yekunamata nekunamatirwa saka…..in my view…nekufarira kwandinoita music yake…uye nekurumbidza Mwari kwandinoita..ndoona sekunge ndeinenge ndagena…just saying ! 😊

    • Vana charamba havako here mbira dzakazoridzwa mu church riini komashavi ozodii

  • They a different between a Church and a Ministry. If u understand that…you wont be troubled by Ministries biblical shenanigans.

    • Ministiri ndoipi manje tipireiwo nhai ana muzvina fundo?

  • Hakuna zvedenga zvakadaro. Kungoti zviya kuPHD hakubhabhatidzwe saka kumafaro

  • Why not Gospel artists?

  • The pharisees once said similar things when Jesus Christ ate with tax collectors and let a harlot wipe his feet with her hair and tears… All I can say is only God knows His formula and no human can ever understand the ways of God.

    • You are crazy light and datkness have no union ,

    • It’s always good to read carefully before replying Skilz. A sinner is always welcomed in the Kingdom of God not chased away. In simple language only God has the right to judge anyone’s actions.

    • bt zvifeve azvina kumbopiwa stage mu synagogue visiting n leading is different this man achakunyudzai makatarira

    • Well Tatenda most people including you have been saying that since 2012 and instead of kunyura tiri kutotuhwina

    • We welcome a sinner to repent so pawanzwa pachinzi jar prazah ne his colleagues vakazogamuchira Jesu ndepapi iye Magaya wacho achida kutogamuchira Jesu

    • I think Mr Masilo ndimi ka munotokeeper record yevanhu vagamuchira Jesu, ndimi ka ngirozi ine bhuku revakatendeuka… In simple words that’s not your position to conclude. For only God knows unless if your seat is at the right hand of the Father in heaven ?

  • Mwari waProphet W Magaya ndomudawo

    • Mwari waMagaya ndeupi????.

      Ko wako ndeupi cz wandoziva tese tirivana vake zvakaenzana pamberi pake

  • Zvine basa rei

    • Zvine basa ndosaka zvabuda , zvako zvawakaita zvikabuda pa fb chii,expt yo coment” zvebasa rei”

  • Aikakazve

  • Ngabvunze vese vakanoimba kwaMagaya kuti vakazosimukazve here vese vakawira pasi Jah atambira kusiko

    • Iwewe unotorwara chete ndiani akasasimuka . Sei musingatende vanhu imi

    • Anorwara ndiwe Yadah

    • Chitiudza vakasimudzwa vacho naMagaya plus ndoda kutenda chii kuna Magaya chaurikuti sei musingatende ini ndonamata mwari arikudenga not wamunoti mwari waMagaya

  • kwamagaya kunouya jahprazah ne bible mozanganiswa monzi takunamata nyamba muri ku supporter bussness

  • @Tapfuma Zvechibwe…be careful not to misinterpret the word of God…read your bible very well… it never stated that Jesus walked in their ways but instead he gave them direction and salvation…the very same Jesus akarova vanhu vaigambler mutemberi achiti imba yababa vangu ndeye kunamatira …

    • Please read carefully and do not also misinterpret my comment. The same Jesus does say judge not so that you won’t be judged. From your comment seems you judging Dr Prophet Walter Magaya that he walks in their ways. What’s wrong with secular musicians singing at church? We all listen to secular music including you… You talked about gambling, how does it link to Jah Prayza singing at church???

  • Zvakanyanya nyika ⛪?dai church yaenda munyika zvaimira sey futi?panechapinda muteritory yechimwe zvakuda Mwari chete kuti a one kuti pakupinda kwenyika mu⛪myb paneatendeuka kubva munyika kupinda mugrup⛪kna paneatendeuka kbuda my⛪kuenda munyika.Asi kupinda kwenyika ⛪muchurch hakuna chakashata zvikuru nekuti nyika izive zvemu⛪unenge yapinda mo.asi⛪ipinde munyika ndozvisina chimiro chete

  • Hanzi you shall know them by their fruits….ask God for spirit of discernment…and also of knowledge…Mwari ngavatibatsire…Something is missing..this is just not right…mmmm

  • Magaya ndizvo manje! Unoziva munhu uyu akangwarisa nepemangwana ,ini I was padheni ndakatotyora hangu ndikanzwa “hagaumu ! gagamu! eeeeeheh! ndini ndamubata! Koyayipi iyi pachurch zvikanzi paya , ndi Jah prayzar arikutorova live paya , ndubva ndadii paya , ndini uyo tande kwaMagaya .Wati kuspakwa here ikoko! Show yamahara tiri pakereke yanga yakaipeyi! First time yangu kusvikawo paMagaya nekuda kwaJah prayzar .Ndobva ndatonamatawo God wepaYadah wena. Husiku hose ndiripo ,apa kamari kekuenda kuShoo kuKadoma ndatosevha hangu .Vamwe vanambwa vachingosvotwa nekuti Jah prayzar aenderei kuchurch. Chinzwa manje pandakazodirwa tuholy water twavo kuma4 am , watikurutsa here ikoko ndakuto shaya kuti ndeyipi iyi paya , vafana vangu vadadaenda navo vaiziva mastaira acho vakatanga kuti zvenyu zvaita mudhara! Zvenyu zvita mudhara!! Saka next time ndakutoenda kuchurch kwacho kunoona kuti how far paya .Nyararai matsaga!!!!!!!!!

  • Regera vatukwe Na Apostle Chiwenga

  • New year Gala pa church

  • Munongovukura pa social media

  • Magaya himself said his is not a church but Deliverance Ministry.,zveminana..!!!!

  • Magaya tora cash plz

  • What kind of a church is this heyy

  • vachauya vakapfeka dehwe rehwaiii ivo vari munhu

    maporofita enhema achauya akawanda
    mobva maziva jesu avakuda kuuya

    magaya 1 wacho hakuna church yakadaroo

  • vachauya vakapfeka dehwe rehwaiii ivo vari munhu

    maporofita enhema achauya akawanda
    mobva maziva jesu avakuda kuuya

    magaya 1 wacho hakuna church yakadaroo

  • Zvino kana toimbirwa “kutonga kwaro” tirikuchurch akomana maakutamba naMwari manje.

  • Imi itai zvekwenyu isu toita zvekwedu.lmba imwe naimwe ine mitemo yayo.

  • kkkkk vanhu vavadhoma kuda kuvadonza kuti chirch izare kkkk

    • Muchazvipa munyama sis makamboenda kuPhd makaona kune vanhu 2. Taura zvaunoziva.

    • @pedzisai kkk shame l pity you ukaona zvakadaro zvakupa munyama tgen something is really wrong about it eish shame its very sad

  • kkkkk vanhu vavashoma vakuda kudonza vanhu kuti vazadze service kkkkk ayaaz ma prophet ayo kkkk

    • Remember jah akauya vanhu vatozara kare and hapana aiziva kuti jah achauya.

  • why not gospel artists indeed kkkk kuda kuzadza service uko kkkk

  • who m i to judge

  • Religious people are a problem. Evangelism is aimed at those in the dark so that they may also see the light. Ask how many were there for the first time especially those who wanted to see Jah Prayzer performing? Didn’t they also took part in other church service programs. Some even manifested during prayers, not mentioning those who were moved by the word. We are in a new testament of grace and religious people are still in the dark to realise that God is crying for his lost ones. Jah Prayzer was there as a crowd puller and for sure he pulled the crowds from all corners so that the Man of God could preach and deliver to the crowds.

    • why doing not taking gospel singers kukuimbirai why choosing a spirit mediums like jah praizer .this is so sad

    • Who told you Gospel singers are holy? Its never your mandate to judge people. By the way God is love and He loves every being on the earth. It is his desire that every one is told the gospel of his Kingdom including Jah prayzer wacho. Who are you to define a formula on how God’s things ought to be done. Why do you react jus like what Pharisees did when Jesus was invited to a tax collector’s house? Read the parable of the prodigal son also? Hate the sin and not the sinner. Remember love is the second greatest commandment according to Jesus. Why do you select congregants who comes to a church? Remember evangilism is especially aimed at those who are still in the dark. Whats your contribution to kingdom of God when you target the so called ” holy ones”

    • My man you don’t do a sinful act so that u may win souls for Christ do u think Mwari ane nzara nevanhu here my man Elijah akada kutiza ndokuti kuna Mwari ndini ndoga ndasara ndiri kukunamatai akanzi muchiri nevamwe 7000 vachiri kudanwa nezita rangu and also Jesu anoti if these were silent the very stones wld cry out hautore chifeve woti huya uimbe kumberi chichibva kubhawa woti nekuti toda kti atendeuke haaaaaaaa wy tisingakoshhes

    • Mind you God says be holy for I am holy

  • KwaMagaya kumafaro enyika tichitamba dzaJah Prezha…

  • Ani naani anoenda kwamagaya haanakunyatsoti kwesere

  • 😯😯

  • MUCHARWADZIWA HUYA NGUVA IRIPO KWAMAGAYA isu takapinda wangu

  • Kutonga kwaro bhaibheri

  • Jah Prayzah didn’t idolise any other god apart from God in Heaven. His songs are poetry and should not be privatised. Mudhara achauya. Who is this Mudhara? To me it’s the second coming of Jesus Christ. To you or any other person can be a resolution of something else. Paul had to live like those under the law so that he can win those under the law. 1 Corinthians9v19-27

    • Hehede..Jesu amudhara wako manje

    • Chinonzi mudhara chii?

    • open your eyes akuna church yakadai its end times bhawa nechech same same

    • Our mission is to spread the Gospel of Christ. I gave reference to Paul one of the greatest Apostles (1 Corinthians9v19-27) That chapter opened my eyes Tatenda Courage Mhande

  • Kana parufu pachiitwa song and dance instead of weaping through n through why not pray as well as sing n dance.

  • Violet Chihota ku pulpit ikoko ndini ndamubata

  • Vadikani.tisanyeperane.Shoko.RaMwari rinoti “mumba mangu muchanzi mekunamatira..”
    Hazvisi zvaMwari izvi zvanaMagaya.Pakadai Jesu Aurora chamboko orova vanhu.zvino hapana chiripo chaMwari but mapipi a devil.so Jesu vanoti..Regai zvikurirane..sawi me zviyo.Mucheki arikuuya.
    Tendeukai vadikani.munzwewo kana muchiudzwa nguva iripo.Verengai Bible ..musanyengerwa….Tsvagai Mwari vachawanika.
    False prophets may mislead u. Read Matt …

  • I like the way Jah Prayzah and his band are dancing for God😎😎

  • Kkkkkkkk Zimbabwe uuuuum hausunde

  • Ita yako church ushedze vakowo, usarwadziwe naDr Prophet Magaya muchanyarara zvenyu YADAH kusvika mati excuse me

  • Vakomana vekurarama nemari dzendiro ava vakangwara😂 ndokuti offering iwande, fadza mutengi fadza customer. 2018👀

  • Ndati toita zvatinoda . Imi mese muri against zvinoitwa kuphd itai machurch enyu moita the right thing.

  • Tora mari united

  • jah singing GOTO muchechi imomo kkkkkkk

  • saka aimba dzimbo dzipi kwasara kuti macheso aendewo

  • Magaya’s church not God’s church if was for God this was never going to be accepted coz church has God’s standard which is the bible
    Zvino iyi ya man of God ah ukabvunza unonzi ndozvandoda

  • aaahhhhh ndaona Excavator vachiita shake body apo chaaaiiii😲😲😲😲😲 kuzoti kamfana ako kari kurova “faka mberi” muchurch imomo apa prophetess varipo zvavo pacorner 😂😂😂😂😂😂😂😂 vakafa havana chavakaona kana Mathias and Mildred vazosara manje 😂😂😂

    • David akatamba nguo dzemukati dzikaoneka, so wats new

    • Kudakwashe David akatamba zvadii read and understand scriptures cz hey mukaramba makadii uuuu ndri kutya nemi

    • Kudakwashe Mujaji saka muri kuti imimi David aitamba “faka mberi” iri kurohwa apo here?😲😲😲😲 achitamba song yemafaro iyo 😂😂😂😂 chimbomirai mafuunies

  • Ndabva ndafunga mbiri yaive naTocky naBev. Ndofunga paya paanoti machembere zunza mtaka madhimoni aidonha or paya panonzi my baby simuka kuita kukakata….. ariruya mmmm

  • Magayas shrine nekuVolt hazvina kumbosiyana

  • Those who truly believe that Magaya is a true prophet of God needs psychological evaluation because they are psychopaths.

    HAKUNA IMBA YAMWARI INOITWA TSVINA YAKADAI.

    I totally agree with Apostle Chiwenga.

  • Church yakagona kudaidza vemunyika asi kuti vazoimbirwa dze nyika. muchurch not right vafanirwa kuimba dzechurch kuti venyika vauya kuchurch vakomborerwe. Hatigoni kuti tivaraidze vechurch nedzenyika muchurch kodzechurch dzapera here saka tirikuti nyika ndiyo inovaraidza uye inesimba rekusunungura vakabatika

  • unotonzwa rimwe richitoti nhas kuchurch ndakomborerwa bt richibuda ziya rekutamba kutonga kwaro.kkkk guyz zvinonzi kana woda kumutevera Jesu unofanira kusiya mafaro enyika.but kana uchitevera prophet u shal dance to his tune

  • Kutamba naMwari uko kwavarikuita, but shamu yacho Magaya achasangana nayo very soon kwete kare ba.

  • Worshiping idols we must repent and worship God who created the universe

  • Goto rine hwema tazoriona

  • HATITETERI MATAKANANA AYA

  • And on Sunday u tell me u are goin to church kwaMagaya

  • Desire Sundire huya uone

  • kudenga kure vakoma

  • Intertainment is vital to humanity,whether in church or out

  • Kkkkkk achiimba kutonga kwaro? Magaya ma1

  • We are a Gathering of Sinners at PHD, we never claim to be Holy, hameno kwenyu

  • Ko Jah zvaanombonzi isvikiro… Masvikiro anodei kuchurch?

  • Uuumm papa msadaro soo ko Charamba akaramba kuuya herr?

  • Kwaaaaaa kusvikatati hatisati apamaprophets acho arikuwanda hey

  • Kkkk aachazivi zvekuita jah p….

  • This Magaya thing will never stop to amaze me.kkkk