For Zimbabwe by Zimbabweans

Chamisa comments on End of Operation Restore Legacy

Chamisa comments on End of Operation Restore Legacy

  • Wat dd he say

  • Before you talk of Mutsvangwa go back to US and retract yr statement of sanction otherwise wangovukura.

    • Stupid, danderhead, which sanctions are you talking abt wch u kno. Even ED never talked abt those sanctions u are talking abt, where did u get it. Can u list for us the sanctions he asked for in the USA.

    • Servias hausikuziva zvikuitika here? Zviripachena seshure yembudzi izvi. Vanedzungu rebere anaNerison ava thats why they will never win

    • Tell us the sunctions acho apa. Chi zanuism syndrome chichiri mamuri zvekuti you will blame that party’s failiers on other people

    • Munhu wese anotaura nezve ma sanctions anorwara Chamisa aitawo sei zvake akangozarwawo aripo now mavakuti nanga nanga naye

    • Kana maneta nema sanctions aya ziyai pekuvhotera uye iyo Zanu ngaingoita zvirikudiwa abviswe simple

    • Mnangagwa chaiye akati i never coment abt those sunction i dont know those pple where they get that story abt suction

    • It’s now a syndrome in some of the Zanupf supporters politics dzakasara dzakudhara, it’s not Mugabe era ndiye akakupusisai vanhu veZanu

    • where is 15 billion??

  • Saka zvinebasa reyi nesu?

  • Immature chamisa shut the f*ck up

  • Ngainyarare imbwa iyo

  • Mhata yako Chamisa

  • MDC are stupid people

  • Asante sana cde takafanana

  • Haada vanhu veZanu vanongofunga kuti vanhu veMDC vakangoenda ku US vanenge vachifambira zvema sanctions chete

    • Ndochete zvavanofambira vanodhomoka instead of mending the economy and campaigning they run to America. Saka 2018 vanotiitirei havana kana stategy

    • Kkkkk

  • Iyo imhata

  • Pamberi newe chamisa

  • Blabla bla bla you talk too much poster Chamisa why did you go to USA Those sanctions don’t affect you they affect us. Was mugabe affected

  • This boy needs a bit more time to be well groomed into Zimbabwe politics .Overall i think those Zimbabweans who still advocate and support sanctions against their own country, don’t really live in Zim ..we know the type and where they are based and we know why they continuously bay for sanctions against Zim whilst they are outside .

  • What is Mr Three Months Notice saying?

  • The handpicked VP is talkative .Mr Morgan will never give u the Presidency coz unodyika easy Chamisa wakadyiwa naMonzvora white wash

  • Vanhu ve zanu pf muri mhata aita sei chamisa arikurwira kodzero dzenyu mnamgagwa anofanira kutiudza kuna itai dzamara

  • Useless boy.can betray the young Zimbos

  • Dzamara akafa ok.

  • Hounorable Nelson Chamisa you are a sell out but let me warn you as soon as Tendai Biti bounces back in the MDC T then you will see the true colours of Tsvangirai and Biti

  • Shut up….politically imature.

  • Makafafamba sei