For Zimbabwe by Zimbabweans

Looting or saving goods? – WATCH Zimbabweans getting spoils from a burning Truck

Looting or saving goods? – WATCH Zimbabweans getting spoils from a burning Truck

  • It happens everywhere its not new

  • gore riye vanhu vakazomboLooter petrol kuSunningdale vakafa

  • Why let it burn , a bit of both I guess

  • Saving …pane kurega zvichitsva

    • Saving for wat???? Iwe uchienda nazvo kumba kwako that’s wy nhamo inoramba iyinewe unofanira kudya zvawashanda ne Simba rko nt kungozviwana nyore vane nhamo vanhu vakaita izvi

    • Kkkkkkk asikuti zvitsve kwaaaa zvimwe zvinenge zvauya zvega hazvisi zvese zvinongoda simba bhururu kkkkkk

    • Dzawira mutswanda

    • Kkkk true Ruswa..

  • Exmas box

  • Zvanga zvichangotsva anyway but i hope they helped the crew escape the inferno.

    • Even zvanga zvichangotsva siya hazvisi zvko pane kutora uchienda nazvo kumba kwako zvinhu zvausina kushandira, idya cheziya rko nt kuda zvinhu zvemahara unongoramba uri we nhamo chte

    • Mwari anobatsira anozvibatsira. Vakadya mana vanga vaishandira here
      Nxaaa

  • Kkkkk loooter uchichenjerera life coz fire ma1

  • Regai vatore ahhh ndo vadii havo kana mukana uripo Tora hanty makatifundisa here ana Mugabe

  • Nehanda radio wo futi. Hanzi *Zimbabweans*
    As if if it were anywere else ppl would not do the same…

    • EVEN DAI ADMIN aivepo would have help him/herself tooo

    • Aripamusoro pe situation ka mike ne camera zvisisina anoziva kuti zviripi kkkkk

    • Nhai zvako.kwandinogara they can loot when the truck is moving

    • Kkkk taura zvako..just LABELLING”

    • This can happen anywhere in the world. Who doesn’t want freebies anyway. They make it sound like Zimbabweans are a bunch of sick thugs yet admin is one of them….nxaaaaa

  • Serving

  • They saved the goods from burning

  • Operation inozoitwa after ndooyakaipa manje

  • Papi pacho idzo dzawira mutswanda , looting

  • Early Christmas

  • Lost anyway

  • Looting and serving at one go

  • Ini handi gamuchiri zvawanikwa nenzira iyi kuba

    • Asi dai vasiya zvatsva ndonzira yakanaka? Sster mwari vanopa nenzira dzakasiyana .

  • Mmmmm ngadziwire hadzo mutswanda handibate

  • Dai vatora ivhu vachidira pamoto kuti udzime voba mapurisa avapabasa sungai vanhu

    • Saving goods mai phiny vekutuka vanhu nekufarira mugabe zvaabva modini

    • Handidi nemashoko angu fara iwe mangwana kanatiri vapenyu tichakubvunzai

  • Christmas bonus better loot than watch things burn to ashes.

  • But you always say South Africans are not educated and they like freebies. There you go you too do it just like we do

  • Why specify kuti Zimbabweans” and not just people?it happened in Zim

    • The way this Nehanda thing demonises Zimbabwe so….u will be forgiven for assuming kuti theae guys are some stupid arabs who just picked a local title to have a better following and attack zim
      …disgusting

  • Mwari plz tichengetedzeiwo tisakurirwe nerima mweya yerima ngaitisiye

  • New Zim.Merry 🎄. Ko dai Zvatsva

  • Firstly were there any injuries or fatalities? Had an ambulance ferried people to a nearby hospital?

    Secondly… the soldiers left the roads too early! There could have been some order right there!

  • Vanhu vane nzara

  • I wld have carry 3bags at once..fertilizer is expensive. 45$/bag

  • Saka ukuda vasiye zvinhu zvichitsva unenge wakuzvifonerawo iwe

  • Early xmas box

  • Taking for personal use is also saving than to let fire burn everything ,your question is foolish.

  • Early Xmas for them,things a beyond people reach now,they a not looking but manna from heaven kkkkkkk