For Zimbabwe by Zimbabweans

Chombo, Chipanga and Hamandishe arriving at the Magistrates Court in handcuffs – VIDEO

Chombo, Chipanga and Hamandishe arriving at the Magistrates Court in handcuffs – VIDEO

  • All three arrested again?

  • havasati vadii ba, vachaswatuka zvavo, vaifunga kuti nyika ino ndeya Grace mugabe

  • I guess thy missed prison already…

  • Boarding a pick on the back #LifeSo

  • Ukaona waakugona kuti sorry mubhawa its either wachembera or wanzwa nekudzvurwa 🙆🙆

  • Its becoming persecution

  • Chombo arikusungwa everday kunge bhutsu.

  • well staged dramas…

  • Vaudzeka vasiyane naChipanga uyo, akakumbira ruregerero vani uye chimhosva chake chidiki

  • Surely the mighty have fallen..

  • Zimbabwe ino yera kkkkkk

  • Munhu anofamba netunhu twake. N’anga neMuporofita uchaiziva here Chombo pa campaign yekuda kurova MDC senyoka yapinda mumba??

  • Chipanga ,hausi chinhu ,hauridze pano ndoindiscipline iyoyo

  • Ndangoti ndikurangaridze ,pamwe wakoshiwa.

  • Chipanga ,hausi chinhu ,hauridze pano ndoindiscipline iyoyo

  • Team iri raakusungwa everyday kunge necktie ye Pastor

  • but pafeya kwakuvadzvanyirira case after case here kkkkk

  • ngavamusiye munhu dzimwe mbavha hadzisi kubatwa y anaMpofu mbavha hombe actually mose murimbavha hapana kuvhara vanhu face ña 2018 chete

  • Inga Chombo anzwa nekusungwa everyday kunge bhutsu

  • Im beggining to feel for this Chombo guy. Dai vavaregererawo

  • Chombo dai angozvosungirira hake

  • Kikkkkk in an open bakkie

  • These gentlemen will rue the day they supported Grace I tell you

  • And mdc is saying there is selective abuse of law and abuse but still they deny it

  • chingovatongaika muvavharire panekuvatambudza boys reblood transfusion rakavamirira mumachira epachikurubi apo

  • you see makutovashungurudza zanu pf so makaora don’t you forgive each other

  • Spirit of forgiveness yakaendepiko. Mamunyanyira mudhara uyu

  • Fuck this Unlawful arrest..why are you traumatising this old Men Why? Can someone answer me..its bull shit Mhan how many times have you taken him to Court Fuck sis

  • Imagine wajaira ku driver range rover discovery kana audi spyder ozokwinzwa pick up hupenyu sooo😂😂😂😂😂😂😂

  • they deserve that coz dai vakabata garwe vairidarowo

  • If ZANU PF to campaign hainga ite campaign nekushungurudza mweya wemumwe munhu vese pachezvavo venezvavo zvavakabata zvikada kutaurwa unotoona kuti zvachombo zvacho zvitori nani kudarika zvavainazvo.vanhu veZanu pf you evil denga richakutonga imi imbotongai asi denga richakutongai what goes around comes around nhasi ndichombo mangwana zvirikwako iwewe uri behind kusungurudzwa kemudhara iyeye.kana zvazvenyu moti let bygone be bygones imbwa dzevanhu ZANU pf come 2018 tirikutogadzirira kuuya kuzovoter mubve zvenyu nehutsinye hwenyu ihwohwo mess henyu sisi

  • Next week vachasungirwa kuti munofemerei mweya urimuno muZimbabwe ndewezanu kkkkkkkk

  • Ngavavape mutongo wavo then Chombo votora ma properties woisa mari yacho munyika bcz 55 yrs dzake we benefit nothing as a country

  • why him alone what about all of them ?????

  • Mugabe must save his boys

  • True mhosva yaChombo ndeyei chaizvo unless Mnangagwa himself is clean… We the people are now beginning to see the bad in ED, these are mere personal fights at the expense of economic turn around, where is Kasukuwere and Jonathan Moyo, you can’t leave the nation to speculate this far without the gvt offering information on their whereabouts

  • Then we exp3ct God’s blessings to pour upon our land isu tichitadza kuregererana pachedu ,sad part this has nothing to do with corruption and above all who is not corrupt in ZANU

    • Sha taura hako.. Tho i dont support stealing and corruption.im not celebrating this honestly

    • Ko vana Gumbura why musina kuda kuti varegererwe

    • Imagine dai anga ari Magaya kana Makandiwa asina kana kuba cent rako iwewe,,,,musiwo wavai enda kuma court maitiii chii???Why didn’t u say those words “ngava regererwe” ????

      Ko Gumbura hamutaure the same why???

  • Suffer continue

  • Kusungwa everyday kunge shoeless

  • For me i dnt hv Mercy with Chombo. The most corrupt person in Zanu pf

  • Chombo must dance to the music

  • None is a War Vet?? People r being used as comdoms by these war vets ?They r the biggest looters these so called war vets they protect each other. Wake up and smell the coffee.

  • VanaChombo vakusungwa everyday kunge bhutsu dzetambo kkk

  • Mahandcuffs ndeapiko?

  • Chisingaperi chinoshura

  • Not fair at all, where is Jonso and Kasukuwere .

  • Kkk

  • THIS IS WRONG!

  • Vanhu vatambura ava asikana vanyanyirwa

  • ndikoko ko vane basa rei nesu…

  • In politics never feel sorry for those who cruelly plotted and attempted to poison you to death..

  • Shaka

    This is a government that claims to be different but are using State funds to arrest someone for wearing a hat with EDs name, what has that got to do with the State. The hat belonged to him not the State come on guys . Am not a friend of Chombo but this is disgusting

  • This is abuse of power and the law sad!

  • The jungle works by the same rules. It’s still the same #ZanuPF and its military!

  • Asi chipanga akutonzi panaChombo ndopaari.

  • Is he de only criminal ….this is unfair ..yes he did it but not alone

  • Ko hamungopedza nyaya dzavo kana vachigara mukati vogara zvopera toda kuti tibate vamwr coz maakutobvisa maziso pane nyaya yeava yakapera kare vapei makore avo

  • Ayas

  • Pliz Mr devil live these people alone stupid ditactor

  • ZANU PF “STOP IT”

  • They lucky to arrive at the courts by pickup, other less criminals walk to the courts in handcuffs.