For Zimbabwe by Zimbabweans

Professor Paul Mavima speaks on his appointment – VIDEO

Professor Paul Mavima speaks on his appointment – VIDEO

  • a man.of God

  • hope to see changes in our educational system

  • Professor mutipewo zvakanaka kudzidzo kwete zvadokora now akukurudzira kuti vana vaite misikanzwa muzvikoro.hapachina mwana vose vava vabereki anozoroorwa apera kare itaiwo serious minister mukaita hunhu wadokora tokubvisai futi

  • do away with the new curriculum and start afresh wen it becomes well funded

  • Tokumbirawo kuitirwa zvitsvene mu education system mukuru wangu, motibvisirawo zvanga zvaiswa nevaye vaye

  • If you want to survive your new position Mavhima, you shall to do away with mad Dokora’s curriculums

  • Failing to remove new curriculum tiri kumacha soon moenda kuye kuye.

  • Motidzoserawo kucurriculum yedu inova yakapa the of whole of Zim to be wat we are today, only introduce computers in xools esp in rural areas coz uburn xool already acquired them

  • Wakaita zvemukoma wako Dokoro
    1)curriculum
    2)kupfekedza mateacher Blue Uniforms
    3) kuda kupavana vesu macodom
    Munorova pasi Baba rakacheka nyika

  • Promises that’s all u give try to do first then chatty mouth later

  • I’m starting to think that this man is the one behind the new curriculum 🤔

  • Mube zvakare

  • uyu ngaagare abaya uyu. kana achida kushandisa same curriculum as dokora zvasiyanei nekuti dokora wacho aripo. ngaende ngaende