For Zimbabwe by Zimbabweans

AUDIO: Soul Jah Love – Garwe (Mugabe and Chihuri diss)

AUDIO: Soul Jah Love – Garwe (Mugabe and Chihuri diss)

  • ko jah love zvaimboimba achi supporter baba namai mugabe apanduka nei. ngaasatambe nesu wamunoti jah luv uyo. zve sure chigunduru hachina brain

  • Ndaasiye zvepolitics uyu anofira mahara

  • mhepo inongoooenda kwese kwese haina kwayo

  • Kkkkk

  • haiwao,,ko zvaiimboimba nezva grace .vapfana vema drugs avawo

  • Ava vanongoenda kunoenda mhepo vachatinetsa

  • ED was there all along in the government and didn’t do anything for Zimbabwe. You’re already starting with this hero worshipping which killed the country in the first place.

    • but he was not a leader so lets we see what he cn do infront mby he is a changing man he ws dng things under the comander his leader l

    • He has already failed to appoint a credible cabinet. Sure Dokora, Chinamasa, Mpofu.

    • @ Jabulani even if he wasn’t a leader, with all the money he has, does he have any charities? Did he even donate anything to the orphans? Did he even build schools for those children who are still learning under a tree? What project did he do that was in the best interests of people?

    • He never feel pit for Zimbabweans he z just rely on his rich for himself

    • Saka imi mukuda kuisa ani ….netwo days idzodzi makutoda a quick change

    • @Freedom we want Technocrats not Mpofu who allowed $15 bidza from Ngoda to disappear under his watch. We can’t talk about Dokora.

    • Problem vanhu veZanu pf havaone chakaipa mumaziso avo.Mnangagwa akadzingwa thise same people vakafara.Mugabe adzingwa Vakafara futi nesu.Mnangagwa President Vafara futi.so pavi chayipo panonetsa kuziva

  • Its just shows how stupid some political supporters are. Or you were looking for green

  • Respect bar drop 1 level

  • kkkkkk dance hall

  • Upikoowo uyu ndiye aifamba achiridzira Dr Amai pama rally

  • He is a turncoat. He used to praise them in his songs.

  • Wani wakamboti,’ndoda kutendababa,baba vedu vamugabe.vakatidzidzisa usauraye ,usabe…..’

  • haana kumboimba yeku bigger gushungo here uyu

  • Ana soja luv vanotevera kwaenda nemhepo mpengo uyu

  • Shaaa he is not a politician but a bussinessinger

  • nhaarohwe ne ganja zvakanaka mhani. ndiye mumwe anofa manjemanje neganja

  • haasisina direction iyeyu. aimbofamba na grace. ngaasungwe fut. isai vanhu kujere kuri empty uku

  • Bootlickers kunyepera kungwara nhemha human right are being violated modii kuimba nezvazvo

  • Bootlicker……….akadhakwa mfana uyu

  • Chapindira chigunduru

  • matanga manje

  • Hameno vanoterera mboko ye G40 iyo , nhasi ED anaka chii ?

  • Guys you better think again and be realistic. He is only an artist like many others not a politician. I remember Hosiah Chipanga once had a hit ” Gushungo mune munyama” bt he has ever been knwn for his lyrics against the former president. Vari pakutsvaga

  • Mwana wemusangano ngaafambe bezviripo

  • Imba zvako mwana wa sthembeni ndobasa rako siyana nevanhu vepafacebook havazive rent yaunobhadhara uye kuti landlord wako anovava sei kana akuda mari yake shanda basa rako

  • ko zvawakamboimbira bhobho
    uri reza pfanami

  • What happened to your song which goes like this;

    Kunyangwe zvikaoma Zimbabwe tinomhanyira kuna amai (Grace)

    Nekuti isu tiri hwai

    You were singing songs praising her and that’s why you one of those artists to always entertain people at their rallies.

    Chete kuti muri pabasa kutsvaka mari. Muno mhanya ne aripo.

  • Siyanai nepolitix vapfana zvinhu zvinochinja, vamwwe vakazomhanyiswa kumakuva

  • Rubbish

  • Tuka kudzi idzo , unegona mfana iwe , zvimagost zvevanhu

  • Tuka mbudzi