For Zimbabwe by Zimbabweans

Crowd cheer #Tsvangirai on the streets of Harare – VIDEO

Opposition leader Morgan Tsvangirai is cheered on by a jubilant crowd in Harare on Saturday.

  • For what

  • The only brave man who was the first to lead the march to state house to remove Mugabe un armed. Sando dzenyu Save makanga mazviona vamwe vasati vasvinura

    • Well said waita hako…. Very bad kusazimudza zita rasave 2008 akahwina vakamurambidza nhasi unavo achiti ngatibatane haaaaa this man lov people not power

    • 18 years and you say he loves people when he is failing to save himself

  • ndovamwewo baba pasina ipapa

  • ndovamwewo baba pasina ivava ukwara mhani

  • Needs to retire as well.

  • Tam Ndlovu mnyekeleni azwi naye azwe state house for six months nje abesephumula

    • Fanuel Thulani Sibanda Zim is not in a position to waste 6 months we need to recover quick bo!

    • He can be there also for 20yrs tht one

    • true T Ndlovu we have everything in Zimbabwe but because of Mugabe and his friends sizihlekisa manje

  • He is a Zimbabwean, ari kufaririrawo chiitiko chakadai sewewo zvauri kuita, that was his Aim also, akanganiseiko

  • Imi muripo makaitei

  • Ever consistent God bless u Save, iwe woshora, mukuda kufananidza Morgan nemasoja asi vanepfuti? Takamirira kukupai mavote Dvivaguru avo vanoda kutongwa nemasoja endai kuJN Tongogara barracks

  • Morgan is another dictator y is he not stepping down from his presidency its 18yrs now

    • Our common enemy is Mugabe not Tsvangirai correct your mistakes anyway,

    • For what reason, better to be president for 5 years and retire

  • Ngaatibvire kumhepo uko takuda munhu arikuziva zvaarikuita masoja batai munhu makangoona atanga tsvina dzake

  • Muviri urikudzimba

  • Ko mogern aita sei

  • Mukuru nyama haichada ava,ngavazorore,futi