For Zimbabwe by Zimbabweans

Zanu Yaora Baba – Watch Rufaro Kaseke dancing

Zanu Yaora Baba – Watch Rufaro Kaseke dancing

  • Rufaro kuseri

  • Zanu pf itoribho vanuvatsho vanefungwa dzakawora

  • Pedro Gorosviba

    kkkkkkkkk, Stop it Chiwenga! Usadherere

  • An icing on the cake vaudze vapfanha ava anachipanga vanongoshandiswa zvisina nebasa rese nyika yafa iyi yakuda magandanga futi izunguzike mayb inganake

  • Kkkkkk

  • Zanu yese zvayo hapana zvisvinu
    Kubva kunamugabe munangagwa magenerals vanamujiba vose majohncomelate.Aivepi chiwenga paifuudzwa vamwe.Abatawa parere moyo,zvadzimba.
    Pondanai rwisanai tukanai chero zvose zvamunoda kuita.This time povo yomboita inonzi glance
    Taneta nezanu yose nezanu havana
    Shame mahingi sitereki

  • things wnt change guys this Chiwenga he has many answer Dambudzi ndiye munhu aizomuvharira nyaya dzake vakangofanana vese vaidya mundiro imwe vanozivana Armstrong Gunda vakamupfudza kuba vachiba havo naiyeo ngaende futy vese hapana anofanira kusara

  • thinks wnt change guys this Chiwenga he has many answer Dambudzi ndiye munhu aizomuvharira ntaya dzake vakangofanana vese vaidya mundiro imwe vanozivana Armstrong Gunda vakamupfudza kuba vachiba havo naiyeo ngaende futy vese hapana anofanira kusara haaende papension kuty zvadiii

  • Leslie