For Zimbabwe by Zimbabweans

Chiwenga must account for missing 15 Billion – Chipanga (VIDEO)

Chiwenga must account for missing 15 Billion – Chipanga (VIDEO)

  • The gloves are off.

  • Haaa Chipanga anomamiswa yaakutanga iyo, his farm house was burnt last time

  • Chakudonhedza mangwana chaiye chipanga

  • Kkkkkk hazvina order , wozotaura zve 15 billion nekuty chiwenga ovapisa

  • Hatina nguva naye muface anonzi chipanga uyo.

  • kanoiswa nyere mumusoro kakafa ako

  • Charge and arrest him if u know he stole part of the 15 billion we don’t need all this drama back and forth.

  • The Wagon wheels are coming off.

  • He is reading Moyo’s writing that’s why he can’t pronounce kkk. Idiot. ZANU yawora!

  • Chipanga aita mutete apa inga sekuru vake vakanyarara

  • Do you need to read that.
    This guy is a dumb dumb
    Do if chiwengwa did give a presser the 15 billion story will not be talked about.

  • 15 billion is too much ARREST him

  • Definitely I can see one fool who is fooling very foolish fools.stop fooling us we are not dump asses niger

  • This year,iri rino munomeulana mukazvirega.

  • Chingomamisanai zvipere tione jongwe racho taneta + taurai henyu neshona kana Ndebele because chirungu chacho ka1πŸ™„πŸ™„πŸ™„πŸ™ˆπŸ™ˆ

  • Chipanga imbondiudza iwewe kuti asi brain dzako wasiya kuden?

  • Ini zii semwana mudiki panotaura vakuru

  • ?

  • Chipanga is misguided because he was promised a ministerial post in the G40 government. Anyway he is a dull kid looks like he was in special class the way he reads English.
    But of note the people he is attacking has been assassinating, poisoning, fake accidents, parcel bombs, maiming opponents since the 60s until today so they have lots of experince in killing making you disappear like Dzamara etc He is no match these guys the game he is starting.
    Since i am on the terraces let me not disrupt the match and watch the full game.

  • Ndo gore rezvidzidzo

  • The boy is playing a very dangerous game oooh

  • Tsiurai Mwana please

  • Batayi ka munhu ako,shuwa here kufongorera museve pabani maskati machena.Apo you don’t qualify kuHeroes acre.

  • Mfana haana kudzingiswa mhani uyu

  • Weak response from chipanga, where is g40 ?

  • Eishh saka madhara aya asingadi kuti vemwe vatonge imbavha.Senge varikuda nyika nepo kuzvidzivirira.

  • Zim politics is now getting interesting

  • The gravy train is now screeching to a halt πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • imvura yevivon here iyo

  • Newewo musviki wazuro zvakubata papi kuzenge sewaivapo munin’ina. Wanga uripi Mwana wazuro uno mukaka pamhuno kutsvaga hushe husiri hwako. You are too young to die for Mugabe. Your kids and your wife still needs you. .

    • Hanzi ndiyeyu

    • Aaaah seiko muchingove nepfungwa dzekutyisa or kuuraya. Is a youth leader one of the powerful arm of the part wch can influence a change both in gvt n party. Zimbabweans u are cowards u have the habit yekut munhu mukuru shld not be challenged, zvakasara kare izvo. Chiwenga is a army general constitutionally must nt meddling into party.or politics issues zviri clear. Pipo.were saying amai hee amai yavatanga havaikwanisi izvezvi.Mnangagwa arikupi.

    • Does that include challenging Mugabe of his wrong doings or only challenging certain people cause some are untouchable?

    • Panotaura vanhu vakuru mwana ngaanyarare. AS LONG U ARE A ZIM MEANS WE BOTH COWARDS.

    • champion udza mwana 35 years taiwe musango asati aberekwa dzimwe 37 idzi achitonga Robert taiwe muoffice ati mwiiii

    • Toisa gitare racho here raMacheso tirove jaivhi

  • Vakomana batayi Munhu nhasi chaiye milatry police anenge atorwa ne boys

  • Taneta nachipanga uyu ganovaka imba mugomo ajoine postori agare ikoko

  • Batai munhu

  • Why are they talking now they have bn quite for a long time thats bullshit

    • Garwe ranga risati ratsikwa muswe kkkkkkk

    • Marume Edwin there is nothing wrong in asking! All we want are answers!! If Chiwenga knows let him answer, 15Billion all along thought it was 15 thousand 😎😎

    • They are allowed to steal as much as they can under His Presidency! Do you still remember gore riya GMB chibage?? The good thing about it he died before he even ate a quarter of the amount!

    • Yes ple deserve to know abt the money since 1980 these ple have been stealing our money stil no answers

    • He should ask mugabe about the15 billion. Clearly they have nothing to say right now. Now using 15bill as a scapegoat.

    • 15b yakadyiwa nagire anozviziva

  • Vakuru vakutya ndosaka vatuma benzi risina zvarinoziva

  • No no paita chibhuku muromo chipanga arikutoshandiswa neG40 ivo vari ZII aah blaz medzai firiji

  • Something sounds familiar. You know when the secretary is having sex with the CEO she ends up thinking she is also the CEO harassing other employees.
    Is Chipanga having sex with someone he thinks is powerful and he can now give military orders????????

  • Panorwa nzou kiti usamirepo mashoko eyambiro mwana wamai

  • This guy is digging his own grave,, mavakutsvaira shumba pameso bamnini,,,, chimboitai tione tichakubatayi maoko

    • Dai abvunza vakuru kuti ndoenderera mberi here nekuAttacker coz uuumm inosara yave yake kkkk

    • Kkkkk shuwa mkoma Allen, ndiko kungozviparira munhu kkkkkk

    • They will deal wth him diligently

    • Of course,, now he is all alone and all the ” big chefs” are on the run, they will not even return the favour of ” dying for him” kkkkkkk

  • Mmmm Zimbabwe naka kunakidza nenhau kubhowa nenhamo. Handei vhurai rimwe shoko renhau.

  • saka zvazvekuti anenge akuda kusimudza musoro obva aburitsirwa mhosva dzake which is clear the army stole the diamonds in Chiadzwa zvakumaker sense why Midzi akazouraiwa

  • Vanachinoz variziii iwe iwe iwe dzikama hako uti ziii

  • Hanzi 15 billion, kkkkkkkk yashaika zuro here kana nhasi kuseni , imi mange muripiko

  • Better If they have the 15 billion then they can finance a much more worthy project of removing G40

  • This guy ane backing yaGrace so he can say what he wants. I won’t be surprised if Mugabe says the same thing soon

    • you right zvinotyisa kutaura izvo

    • Vaisvereredza gire vakaputitswa kumeso vakasungwa then iye onongedzera chiwenga nemboro mfana haana matyira war general aaaaagh general angona kutoitonga nyika yacho zvikatofire futi

  • Jesus abide in me, love one another, unite and stand, think of GOD WHO IS IN CONTROL…..This he commands love one another.

  • waaakutambira kwonyudza mukomana

  • Is General Chiwenga Reserve Bank governor , Chipanga you are missing something or something is going wrong with me guys .Help me understand things here

  • Chipanga plss back off

  • musiyei haisi Salvation army iyi ,iarmy yenyika yaari kuiita mess with

  • 15 billion ichanetsa iyi…

  • Oh yeah?

  • Blessed are the peace makers

  • Proverbs 29:2 When the righteous are in authority, the people rejoice: but when the wicked beareth rule, the people mourn.

  • Wavekufarisa young man

  • I can’t believe this retarded young man is signing himself off in this way. Where the hell on earth does he come from?

  • Chipanga akufongorera museve

  • Mgabe is testing water using this poi unfortunately this poi has no options

  • Zvonakidza manje G40 n its bootlickers yoratidza nyika kt ndiyo iri kutonga…chiwenga dey ar ne finalisng ur charge sheet hokoyo

  • Chipangaaa aAAAAGgh

  • A feeling of invincibility always reaches its peak a few moments before tyrannical systems fall.

  • padzinotungana mudanga,kutora divi ndaramba..#Gafafuti

  • Chipanga imhata

  • Dez T Gredenko III

  • Chipanga mupengo wamapengo ose rega kutumwa zvokuita zvausingazivi stupid

  • now vakubuditsa kuti $15billion irikupi

  • Sokuzimbanje lezo

  • Just watching the trend….

  • nhasi musina kudya ndimi vakadya vese

  • willing to die for a dead allian. aaargh insane nonsense!

  • Chipanga u still wearing pampers, keep quiet

  • Musiyei akadaro. Mwana asina tsika.

  • kana maiziva kuti akaitora maiva maka nyararirei

  • James Tinotenda Ndemera

  • As we speak chatochaya mu zim. Inkomo is coming ku harare hokoyoi

  • Kudhonzana nejedza reshumba yakatozorora hayo

  • Is 15 billion a rifle or money if it is not ammunition then as someone else other General Chiwenga the whereabouts of the money. Minister of mines and Zimbabwe minerals development cooperation . These people will ministry will avail your answer. Thank you

  • In military it is said the best defence is to attack first….but depends if u have the arsenal and mind. Does Chipanga possesses any?

  • Chipanga you think you are responding to salvation army, Beware ukunyura

  • Chipanga you think you are responding to salvation army, Beware ukunyura

    • Ajaira MDC vaanorova asinga sungwe kana aine nharo ngaanofamba pa State house or ku Shell after 6 azoudza vamwe.

  • Maakuzamaka kuda kuita mud slinging , seka zvangu

  • Maakuzamaka kuda kuita mud slinging , seka zvangu

  • Enock Sithole

  • Sandura1

    This guy, does he know full stops and comas? How does Chiwenga account for $15b. Was he the minister of mines and finance. Who wrote the script for helpless fellow?Sacrificial lamb!

  • Thanx chipanga for telling the Zimbabweans that 15billion was stolen by the Army thus news

  • Vakomana mucha mhanya hondo iyooo

  • Where are the Ndebele of Zimbabwe,its just Shona, Shona, Shona, let them kick the shit out of each other, mxm…

  • Anamai ridzai mhururu mabhuru obayana hino

  • nw e tym has come,its nw or never

  • ehe zvakutaurika manje

  • Akutendeka mai nepipe yokurasa weti manje mpfana uyu

  • This guy is mad and wish him good luck after army takeover

  • MUFANA UYU VACHAMUURAYA ASATI AGUTA UYE KUMITISA MUKADZI WANGU NGAAZIVE MUSIYANO WEBATO NESALVATION ARMY CHETE

  • Hate to say he is right,

  • Chipanga arikutonga hey

  • chipanga, remember that you still have more 94 years to live! dzikama, usangovukura.

  • Youth leader kanazvamiraso atova maone ayo madhara ako ayoo vakuchinja mutemo ini hanku ziii bt yambiro ndakanda

  • Retired Lt.

    Vakomana batai munhu uyu.

  • Can’t even read properly

  • The National head is acceptable to the National idiot

  • Power is not sexually transmitted. If u happen to see Gire, tell her that. The road to power is a dangerous one so says the despot whereas he was trying to sexually transmit it to Gire. Wonders will never end.

  • Tsano ava kasi vakanwa msombodia ,varikuziva here kuti ndi General vaari kutaura ava.

    ndokupinda nemwenje mudziva uku ,wish you cld withdrw yo statement young man .

  • Uchachenuruka matama ayo warohwa neArmy yaChiwenga …kuzoti panozouya pfuti…gegegege

  • Arikurodzera banga pa blambi

  • Usatiudze zva Genaral tiudze zve ring ya Dr cable kuti mari yavakatesa yakabvepi

  • Maruva atovapo

  • Tiudzei tinzwe Cde.You are too young to confront Chiwenga mpfanha iwewe.Bhurugwa raAmai rinokupa manyemwe uchazvimbirwa rimwe zuva

  • tamba nevezera rako young man,avo vavakuita chiramu navo vasiyana naGrace aikusurira uchimedzera mate uri kumashure kwake

  • Kkkkkkk yah zvaiwana ngwarati

  • Speed

  • Plus dzungu