For Zimbabwe by Zimbabweans

Chamisa on VP Mnangagwa dismissal

In this Facebook LIVE broadcast MDC-T Vice President Nelson Chamisa responds to the sacking of Emmerson Mnangagwa as Vice President. He calls it an early Christmas present for the opposition.

  • Xmas box svinu chaiyo.utilise this chance coz musangano mukuru wapera

  • Kwatori kumberi uku

  • Chimira chimira semweya wesvina chibaba tichinje apo

  • Motochenjera senunhu arikuchera nyoka because we are fighting a devil

  • We dont need to underrate zanupf u have to work extra hard guys to over take

  • Interesting times. I don’t think he will take this lying down.

  • Kujamukira pa Facebook ndoo pakadzingirwa Mnangagwa here?? Action Action

  • Chamisa….i dont know if it was your device….. But hapana volume

  • JUS A BEGINNING

  • Mapihwa penalty mugadzikirwa

  • Ava ndovasina kuto kwana vakunakidzwa ne dram riri kuitwa ne zanu APA ivo vane Hondo yekuti vanhu vava votere

  • He needs time to be politically mature. Listened to his interview with SABC ndasvoda kwazvo

    • But better than.amai

    • We don’t want a better devil . After nearly 40 years in the desert we want something completely new and appropriate. We want Canaan. Let’s not settle for less.

    • Chamisa is good

  • MDC has just been awarded a penalty. whatelse besides just slotting the ball home and Zim will prosper agn

  • Steady guys let’s focus on election

    • Even if we focus ,hatina zvatinoita navo vanhu ava,vanhu vakatovhota kare kunyanya kumarural areas,unoti bvr yakaingei,wese aita bvr ari kubva anyorwa mubhuku,kumarurals hausi kugara usina kuita bvr yavo iyoyo,mbeu nefertiliser hausi kupiwa,l still remember last time ndakanzi vhota uchiti haugone kunyora kuti tizive kuti x waisa pazanu here,l was new in the area so for the sake of my freedom in that place ,l did that,& now they have started ,door to door campaign ,& kana usina bvr ma1 ako ,soo pakaipa hama

  • Manyepo ayo ah musadaro hama zvakaipa izvo

  • Mai wakangoita vice president zvafa nyika yaenda. Wat i kno nobody loves that woman nemoyo wese

  • But ziso ngarisabva pabhora maChinja!

  • indeed a penalty bhora mugedhe

  • Very very true Young Chamisa is very correct ..

  • yes

  • Musavarairwa neinio ndaiona christmas but bhora mugedhe chinja maitiro maitiro ako aya usatambe chinja haiperi zvekumhanya

  • Yeah i dnt feel sorry for tat Ngwena guy…hope he crushes to hell…no adding him to MDC coalition.. Ah ah

  • Kikikkki

  • Heya

  • it was bound to happen

  • encourage pple to register and vote dont celebrate the sacking of Munangangwa becoz he is nolonger part of Mugabe

  • Chamisa wadii kunyarara hako.

  • Ibhora kayiye emapali madoda, soku mnandi lana

  • Xmas moiziva kupi boss hamusi kutorawo manotes kuti blind loyalty inokwadzisa …. honai tsvangi haasikudonhedzawo minhenga… inokuitikirai iyi

  • Chamisa taura hako uchaziva tichifamba netsoka kuenda kwagwama kumusangano Mnangagwa achitima mapurisa vekwa Muzokomba kuti shengurudza vana Jonera kkkkk APA Garwe radya mutopo huipi hwaro kudya chebamba kunopfuka

  • Tipei dzimwe nyaya mhani imi