For Zimbabwe by Zimbabweans

Mnangagwa responds to cabinet reshuffle – VIDEO

Vice President Emmerson Mnangagwa offered a humbled acceptance of his recent ouster as Minister of Justice in a cabinet reshuffle, saying it is President Robert Mugabe’s discretion to pick and drop cabinet members.

Sign up to receive VIDEO alerts

Enter your email address:

Delivered by FeedBurner

  • Kkkkk

  • Itsinga here idzo kuti tare tare nemusoro nekumeso?

  • Very humble crocodile,

  • Avawo ava, hapana chichaitwa apa, the croc is dead its just the outer skin we are seeing. Inside are maggots finishing the carcass

    • Dont underestimate Ngwena

    • My friend, the real War Vets abandoned this ship longtime. He is individually fighting for survival because he knows its cold out there. Soon he is to taste his medicine. No patience in his behavior of late but desperation. That oldman is directing him where he wants him and then put the final nail into the coffin…

    • Say it again Mbirimi….its very unfortunate that the crocodile is now facing a possibility of living in bath tab…kkkk the equation is from the river > lake > dam >fish pond >well > bath tab and finally disappear disappear

    • Round Round 😂😂😂😂😂 good analysis…, then lastly into the dish….

    • Taura zvako idzvinyu iri

    • The former crocodile nw a tadpole…nt even a lizard!

    • Zvainakidza paakabira vanhu ma elections muna 2008, Zanu yese yanga yabvuma kuti they lost but iye akati masoja auraye vanhu

    • Imi siyanai na Mnangagwa mhani imi. Waiva uripo and wakateerera here uchinzwa achiti masoja urayayi vanhu? Waivepo here uchiona Mnangagwa achiba maelections? Mnangagwa is not the President of the country, so what do you want him to do? Do you want him to remove Mugabe from power by force so that he will be killed for what? If you want Mnangagwa to be the President, you must vote for him. That is the only way to remove Mugabe. Munoti mupurwa mpurwa kudii? What do you want him to do alone?

    • hw can u vote for mnangagwa iye asinga campain uno muvhotera pachigaro chipi bcz cha presdent hachina anokwikwidza

    • Why chisina anokwikwidza? Vose vakamboda kukwikwidza vakaenda kupi? Vana Tongogara, Nkomo, General Mujuru, General Amoth Nobert Chimombe nevamwe vakaenda kupi? Tarisa uone Tsvangirai chirikuitika paari now? So ndopaunonzwa mamwe achiti Mnangagwa it’s not a crocodile but it’s a lizard. What do you want him to do because vamwe vose vakapera kufa pamberi pake, ndiye ega asara kuside remasvingo. Hakuchina vamwe vose vakakuiwa vose. Leave Mnangagwa alone.

    • Mnangagwa rabhiza rine nhumbu. Haricha bhejereke..,

    • Zimupurwa rinogara mumvura raakufunga kuti igarwe

    • It has never been a crocodile. It was the useless people who was giving him that title. Even himself he once said he doesn’t know anything about it

  • yes very humble indeed..so that mugabe can do whatever he wants

  • The guy is not well

  • Ah this woman called mnangagwa

    • Iwe murume ita plan tione. Why uchipusher kuti akurwire aurairwe iwewe? Ibva apo.

  • garwe mupurwa….

  • Garwe yave nzara iyi,rongodya zvese zvese chero neuswa.

  • Stay focused ED. Dnt lose your sleep. Be vigilant and kip your eye on the ball.

  • The crocodile looks very tired

  • Shizha ratanhaurwa kubva panamai varo,tichingotonga ,tichingotonga ,muchiti pamwe zvichachinja ,tichingotonga,

  • Chokocha kkk

  • Dzvinyu iro

  • ana Chinamasa ndovanganzi new blood here shuwa

  • Ko tsinga kuti tande tande nemsoro hanziiko

  • Agara ndozvaaingova Munangarwa haana kumbobvira atyisa uyo dzaiva nhema dziya dzekuti anotyisa.akambotyisa ani

    • Iwe ndiwe mhunu ataura chokwadii chaicho.. akambotyisa ani.. nyangwe zve gukuraundi aisevenzeswa… ega hapana zvaaita

  • Humble acceptance? kotsinga idzo ndedzeyi..

  • Just sleep with one eye they wll come and finish off what they started u are no longer wanted there but deep down u are not happy abt ur position which u were being given now

  • Anenge ari kurwara munhu uyu

  • Crocodile never give up guys , as long in the water will fight back

  • Coward man nxaaa

  • Mwari ndewe munhu wese mupurwa uyo pawakabira vanhu ma elections 2008 waifunga kuti wakapenga nhasi zvaakwariri ngaamame munhu uyu idhodhi

  • Nothing good can come out from this lizard. Lost people will die believing that this Iizard is capable of surprises to Mugabe. This lizard is tamed by Mugabe and is loyal to him.

    Can not live without ZANU PF.

  • Haaaa Ngwena hapasisina apa…its clear,the writing is on the wall…its jst a matter of time before he is kicked out

  • Haaa i dont understand the fuss abt it. He was supposed to vacate the ministry when he got elevated to VP post.

  • He is a superintendent who is suppose to have time to supervise his subordinates…

  • hanzi nevakuru ivava kana ukarota usisatongwe neZANU muka unobika doro

    • HANZI KUTI HOPE IDZI DZABVEPI KKKKK

    • Kkkkkkk yakandibhowa zvikuru speech iyoyo nhasi zvazouyawo kwavari vanhu havazivi kuti kudenga kuna mwari uko

  • Kkkkk

  • Yes Baas

  • mnakaka. if you did not see this coming, you are a fool. pass on the popcorn someone….

  • khumz

    Tactics of a lizard, now we will have to wait again for it to grow to crocodile. No freedom in our life time shuwa.

  • Chakanyanya

  • Hanzi ndaka zipigwa hezvo isu tinongoti zipigwai zvenyu

  • Thus true patriotism

  • Ndiri kuona hangu paita murume akadyiswa apoo! Haikona muchikafu kuita kupihwa nespoon shasha yakatarisa. Hama ngadzifambire munhu, ED hauna munin’ina here? Vandirwadzisa chokwadi!!

  • that is true Desmond it was just one of those arrangements he is the VP

  • Kuita tsinga mumusoro kunge kandumure kkudaro umm

  • Zvehugarwe makambozvinzwepiko kuita semonwa naye tea

  • Kkkkkkkkkkkkk

  • Zvakaoma