For Zimbabwe by Zimbabweans

A sad story of the Doma people in Zimbabwe – Tilda Live (VIDEO)

A sad story of the Doma people in Zimbabwe – Tilda Live (VIDEO)

  • Zvinopisa tsitsi

  • Where is the gvt

  • Their story is changed they have been adopted by the Man of God Prophet W Magaya

    • Amen vawana vabereki Prophet W Magaya n mama Magaya n Yadah tv partners…mbiri kuna Jesu

    • Its true unotonzwa shungu dzekugara uri updated pa partnership nekuti Baba vedu Prophet W Magaya vanebasa guru kwazo rekuchengeta our new family the Doma people

  • Devil is a Liar,he thought the Doma people would die in POVERTY,but not in the time of Prophet Magaya.The whole Doma tribe has been adopted by Prophet Magaya.The journey has just began.

  • May God help them

  • The world is going to witness a shocking transformation,Total transformation.Prophet Magaya is working with their MP,Chiefs and village heads to kick start the transformation.Next year this time,the world will witness wonders in lives of Doma people.

  • Weldone Prophet Magaya a helping hand always transform lives

  • Magaya for presidency

  • This has always been a typical rural life in Zimbabwe.

    • Theirs is different bcoz they live in isolation, they don’t farm or income generating projects unlike other rural areas .

    • Y DNT THEY farm

  • WHO SAID THE FIRST REPORT IS THE LAST REPORT.JUST WAIT AND SEE WHAT PROPHET MAGAYA HAS STARTED.

  • On a campaign rally they are given sweets and stupid t shirt vobva vato baiswa …mugabe u just a black ian smith least smith gave people jobs

  • We thank God for a special gift to Zimbabwe and Africa as a whole.Unquestionable act of love.
    ONLY WITCHES & WIZARDS WILL HATE THIS ACT OF LOVE.GOD BLESS YOU man of GOD.

    • wakadyiswa .manje kudyiswa uriwe bbba shame wauraya rudzi😆😆

    • How can you hate such a thing helping the needy.I’m life learn you appreciate what others have done to be appreciated also.
      You might not like the Prophet but what he has done you must just swallow your ego and appreciate. Chakanaka chakanaka.

  • Hantie munogara muchiti Masvingo yakasara, ko Mashonaland Central ke?
    Mukwane maZezuru imi

  • Zvinorwadza shuwa murume mukuru ane vana 2 achiti ane 4 yrs…kusatoziva makore ake. Vanhu kudyiwa neshumba. Imiii?

  • No one meets with a prophet of God and remains the same. God remembered the Doma people and it’s a new dawn for their life.All things have become new.thank you PWM

  • Hurumende were are you.

  • Ndekupi ikoko ndatanga kuidzwa nzvimbo iyoyo

  • Hamusiriimi here munomboti Magaya imbava muchitaura zvisina kururama against Prophet?

    • αkαkuudzα kt mвαvhα hαíвαtѕíríwσ ndчαn єndє чєukα tѕumσ íчα “tѕvímвσrumє kuвvíѕα mwαnα wєmvαnα mαdzєwα…………

    • I like him pakungoti anobatsira, he shares zvemarema zvaanovana.

  • Inini hangu wat magaya did was good helping them out but wat was the point of parading it all out taking thwm pictures from the first day vane tsvina and dressed bad achiva poster on social media why did u do it in closed doors #musandituka ndiri

    • Usually everything that is being done nowadays, pipo are doing it for fame. isu taiudzwa kuti chaitwa neruoko rwerudyi, ruboshwe rusazive

    • Thats very true say that again ndopega pandisina kufarira nekutaisira kuti zviitwe nemunhu wamwari

    • unє muwσnσ ѕєwαngu tєє

    • Yea dear pakaipa.its fame as wat Emmanuel Muranda had said coz nah nah nah

    • Kuutira kuti mhunhu uone kwawakabva Ini pachangu ndinoona zvakanaka chose

    • Get away you haters.You are talking nonsense.Transformation is about before and after,how can you inspire other christians to change other people’s lives if you can’t show the before.If he had not brought them to Harare how where going to know about their plight.You preach false gospel.Now that many people have seen what they were before,they will be moved also to help them.We are the salt of the world,we don’t light a lamp to put under the table,we put it on top so thay everyone will see light,whoever sees the good things will glorify the Jesus that we worship

    • is just for inspiration kkkkkk mental inferiority

    • This is driven by JEALOUS from other Churches who have got nothing to give.

    • Ther u go again Anko and who said he was not supposed to bring them to harare kkkkk this Anko have too much dramma do u see any1 shouting apa or kutuka mumwe asi munodzidziswa kutuka vanhu naiye maagaya coz u so good at backing and u said mover to help them he want us to be moved and cime with more offering to church mxm

    • JEALOUS + HATRED=WITCHCRAFT

    • Anko take time to read comments and answer accordingly maani

    • Pwaarakata u are not just a witch u are wicked

    • Ku Church kwenyu makadii kunovabatsira muchivande.A Christian always lives an exemplary life.If we preach saying help the poor,must be seen helping the poor to inspire others.You can’t just say give give,help the poor,but the people you are preaching to have never seen you helping or giving.

    • Fame fame fame keep on helping him ipapo and its working after helping the poor must then speak it out not pesu pesu nevanhu vane chena netsvina zvaakaenda kunivatora iko kudzimba dzake akadii kupfuura achivatengera hembe 1 time vakaratidzika coz i am sure he planned to go ther haana kusangana navo muroad or else imi Anko ndimi makaenda iye arere achibvunza mavepi akati ndanga navo kuchurch akavamirira padoor

    • PROPHET MAGAYA CAME TO KNOW ABOUT THESE PEOPLE BECAUSE HE SAW NEWS DAY STAFF DONATING THE LITTLE THEY HAD TO DOMA COMMUNITY.HE WAS TOUCHED AND HE MOVED IN A BIGGER WAY.IF NEWSDAY HAD CONCEALED THE STORY,HOW WAS THE WORLD GOING TO KNOW AND HELP THESE PEOPLE

    • MUSAPARIDZE NHEMA IMI.NEWSDAY STAFF WENT TO DOMA TO DONATE AND THEY PUBLISHED THE STORY,NOW THE STORY HAS ATTRACTED PEOPLE WHO CAN HELP THESE PEOPLE IN A MUCH BIGGER WAY.IF NEWSDAY HAD NOT PUBLISHED THEIR GIVING TO THESE PEOPLE,PROPHET MAGAYA WOULDN’T BE AWARE OF THIS SITUATION.

    • Aparidza nhema.ndiyani reread and understand

    • WE DON’T HIDE THE GOOD THINGS WE DO IN THE NAME OF JESUS.HOW ARE WE GOING TO INSPIRE OTHER CHRISTIANS TO DO GOOD IF WE ARE NOT SEEN DOING WHAT WE PREACH.USANYEBERE VANHU IWE WAKAZARA NEGODO

    • Godo rei randinoita nhai Anko here hatisi kutaura zvegodo tikutaura zve story iwe utori ryt ita itoto yandakuudza

    • Tee Nhubu,if NEWSDAY had not PUBLISHED the story about these people maizviziva here.Prophet Magaya saw a publication about these people and he was moved and decided also to give a hand.You will see kuti after this,so many helpers are going to come on board.

    • Basa rechi Christu kudzidzisa vanhu,hatidzidzisi vanhu nekuparidza chete,asi nekuita.As we speak now,many well wishers will come to help these people,why because they saw the story.We are not only preachers of the word,but doers also.We live what we preach,ndizvo vatinoparidzira vatende zvatinoparidza

    • Wait i am busy i will be with u shortly

    • SATAN NEMBWA DZAKE NDIVO VANOVENGA KUTI ZVESE ZVAKANAKA ZVINOITWA MUZITA RA JESU ZVIZIVIKANWE NERUZHINJI.

    • All this is done in the name of JESUS and all Glory goes to JESUS like PHD MOTO WHICH SAYS MBIRI KUNANI MBIRI KUNA JESU.ONLY THE DEVIL AND HIS SYMPATHIZERS WILL TRY TO QUESTION SUCH HAND,TRYING TO FIND FAULTS.THE DEVIL OR HIS SYMPATHIZERS ALWAYS CONCENTRATE OR SEE THE NEGATIVE ONLY NOTHING ELSE

    • If there are 2 situations,negative and positive,a true Christian focuses on the positive,but an agent of the Devil sees and focuses on the negative only

  • Zimbabwe ichine govement here?

  • Which province is this?

  • Ndotenda prophet Magaya nekuto poster ma before pictures n after cz vnhu vanodakutenda vaona well done prophet W.Magaya nebasa home ramurikuita

  • Madzibaba Bhawureni

    Zvakawoma

  • ko MP and the resident Minister for Mash Central varipi when these things are happening

    • MaMp emuno akangodya iwo dumbu rikaguta haachafungi vamwe munhu aritori nani pamaMps ese ndi Chinotimba unotombomiramira vamwe ndana cherotakuta isu havanei neruzhinji asi voda kuvhoterwa movaona vakuita tutya tutya kuzotsvaga mavotes go to hell vanhu vasina vamwe at heart

    • in 2018 the MP will visit Doma Village for the 1st time since last elections in 2013 so that he/she can be voted into power by the same Doma people who are being neglected like this

    • Vari kuverenga mabonds notes and planing to steal.

  • Pamberi ne Zanu-pf… 37 years and more….

    • Dako rako mdhara .horo . Tsve kubatikana nezvikutaurwapa wakutaura zveZanu una kura bambo

    • eee pamberi nayooooo???? zanu isnt to be blamed bt the mp weikoko

  • MAN OF GOD HIS DOIND AGOOD JOB PWM ITHANK YOU ,LIFE OF DOMA PEOPIE ARE CHANGE.THANK JESUS CHRIST AND H PWMAGAYA

  • Thank you Prophet Magaya for your love towards the poor ndokunamata uku nt vanhu vanofunga kudya mari voga vachitadza kurangarirawo vamwe thank you thank you may our Lord Jesus Christ extend you

  • So sad God have mercy on them

  • Which side of Zimbabwe

  • Wotonzwa mumwe munhu achingoshiropodza vanhu pama Rally woshaya kuziva kuti zvikumbofamba sei.. Svee kutaura zvinobatsirawo vano tambura.

  • All these has Zanu pf DNA on it

  • Proverbs: 22. 9. He who has a generous eye will be blessed; for he shares his food with the poor.
    Thank you God for giving us such a father Prophet W Magaya
    #mbiri kuna Jesu

  • zvinorwadza veduwe

  • Eiiish was such a sad story

  • God of my father pwm,really yu are the father to the fatherless.

  • Lucy Chiwakata

  • Maakuzozviziva nhasi nokuti pane Anemoyo werudo avakuvabatsira wamunoshora pasina mhosva.Mwari ngakuwedzerei makore Prophet Magaya

  • kubira mumwe murombo kwakupa umwe murombo .hasiriye apa makanyanyopata .mari arikutorera warombo wane zvirwere .vanezvinowanetsa nhamo tsakasiyana siyana .ndiye akabata book rechema otora mari iya hoyo kunogowa hanzi ndini ndakupai .wadii kuti ndeyechema

    • Zvinobuda mumuromo mako zvinoratidza hupenyu hwauri kurarama.Nepfungwa dzehudofo

    • Washaya aku supporter nekuti urikutaura matoto

    • Suto why usinga tende zvakanaka unedambudziko iwe unodawo kubatsirwa

    • #Defence

    • Iyewe ndiwe mumwe uchada rubatsiro nemumwe musi. .

    • Vakabatsira its Prophet Magaya nemaPartners avo kana usingazive zvekuPHD nyarara nxaaaa. Partner forever we are changing lives

    • Suto Nyax ,a person ‘s stupidness & maladjustment ,and moronic character is seen frm what comes frm his,,/her mouth,and from what they write ,U need help Suto We thank the God of Prophet Magaya he has exposed you out in the open,U need deliverance ,

  • magaya ngaape chaakashanda iye kwete kudada nemari yechema iyo yemundiro

    • Mai vako vane yavakambokanda here.unemweya iwe.Kudada kwauri kutaura ndekupi.Uchadya godo rako iroro.

    • Kubatsira kudada here.Kuchikoro waiwanika uri number ani iwe panopera term une pfungwa dzatsveyama kudayi.

    • I think une two or three ma fuse akatsva, unepfungwa dzakashata, unoda deliverance

    • My brother yu need help

    • church haisi yemunhu ndeya jesu haina founder .ukaona church ina founder zvibvunze coz shoko ramwari founder ione God and only God. zvanzi na jesu kana uchipa rokwo rwako rworuboshwe rusaone zvaitwa norudyi kkkk .zvino imi vaporofiti vedu motodana vashambadzi ve zbc kkk. peganism at its best .

    • Do they invite news crew, or the news crew follow them

  • Blessed Ndiweni

    vanhu vanoswera vachiudzwa zvemanyoka Kuma rally yet other Zimbabweans live like animals. whre z gvt?

  • where is Doma ?

  • Vamodiwa

  • its so sad u stil get things like this stil happenin in 2017

    • True bro I haaa ppl living with wild animals mmmm government need to come in fast not only election tym

  • Doma people vapinda machena. Thank you prophet Magaya.

  • Mwari ngaarambe achipa #PWM grace t live.and more wisdom

  • Thank you PWM for rescuing the Doma peoples. kudyiwa neshumba kwapera.

  • Doma is upper Guruve in Mash Central close to the border of Mozambique and Zambia in the area of Kanyemba. Where is the department of National Parks and Wild Management, why are they not attending to this issue as a matter of urgency?

  • Painful and touching story, thank you Magaya for saving these people

  • This has nothing to do with God or the devil..

  • Mukavaona hamuchavaziva maDoma people avo ruoko rwaMwari runoshamisa.

  • Handimu farire muface uyu anonz magaya .
    Bt pavanhu ava tinofanira kutenda .
    Makaita henyu vamagaya Jehovah wedenga akuitirei zvese zvamunodq uye muwedzerwe,mugoramba muchiitira vamwe basa rakanaka kudai
    Ndiko kunamata kune mabasa

    • Inotambika… Umwe neumwe anezuva rake ..rekuona zvinhu differently… Thus just your beginning… May the good Lord Help you understand the Man Prophet Magaya

    • Thanks Willie

    • Linda may the Lord answer your prayers,thank u for appreciating what the Man of God #PWM& the PHD partners ve done for the Doma People.Stay blessed

  • tee cee

    if yu listen to this, staying in zim yu shld not vote for zanu pf

  • I’m proud to be a Yadah TV Partner thank you Prophet for helping the Doma people Mbiri Kuna Jesu…

  • sad indeed we will remember you, u r our brothers and sisters nd sylithanda futhi

  • thank you man of God for helping these pple.may God bless you.ndiko kutenda kunemabasa

  • Ko vanochengetedza mhuka dzacho varikuitei dzichipedza vanhu”

    • jedza vanhu ndivo vasingade kubva mumagame park vamwewo ndivo vasingade kubva munzvimbo dzine mafloods eg muzarabani

    • Zvakangofanana Lmk chero vakabva hurumende yacho haikwanise kuvavakira dzimba,or any kind of help kuti vasatambudzike,saka vanobvirei pasina plan B”

  • YADAH YADAH THANK U PAPA MAGAYA

  • God bless more

  • Zvasiyana ..Prophet Magaya is a true man of God …we salute you !!

  • Zvasiyaaaaaaaaaaaaana

  • Ndini

    Mwari pindirai vanhu venyu vakundikana.