For Zimbabwe by Zimbabweans

Mnangagwa your marriage to Zanu PF is over, kwava kungogarira vana – Rufaro Kaseke (VIDEO)

Mnangagwa your marriage to Zanu PF is over, kwava kungogarira vana – Rufaro Kaseke (VIDEO)

  • angofanana nemunhu anoshandisa econet.akungogarira nhamba.

  • Ngavagare ikoko

  • Uhmmm

  • Kugarira guyo sembwa. Who can share these vids via app

  • ndogarira vana vangu ndofira vana vangu #singingSteve’dhongiMakoni

  • Yu are ryt Kaseke ED ndimai vane rudo vanoti ndofira vana vangu sezvo isu vana takura kudai we will tell baba kuti vaenda zvavo kusmall house tosara hedu namai pamba. Likely result.

  • Mugabe ndiye Zanu here

  • Who is this horrible looking Rufaro Kaseke?Nehanda,PLEASE will you stop making us to view such crap videos from crappy looking,weed/ganja intoxicated psychopaths…please i beg you ooh great Lance.Viva Mnangagwa VIVA!

    • Urikuda face yake kana what he is saying; this is not a beauty contest it’s politics boss, comment on what he is saying

    • Mukanya can you not see that he is the rear opening of the alimentary canal

    • Kikiki ndashaya kuti zvemalooks zvapinda papi apa

    • Wabatwabatwa

    • Kana usinganakirwe nemasasi ake kwenya jende. Isu totonakirwa nechokwadi chaanoregedzera

    • It’s quite obvious that this Chikanga guy is gay. Instead of listening to the message you are busy looking at someone and see if that man is “beautiful or pretty” in your eyes. Pasi nengochani muZimbabwe!

    • Kkkkk chikanga enda unotambira panze muno mune vanhu vakuru kkkk

    • Oh he is gay ok should have known sorry

    • That Chikanga Munya is a G 40 gay gangster always looking at other men’s looks rather than listening to what they are saying.

    • I checked his profile he surely looks gay

    • Please forgive this Chikanga moron, he has serious issues not only with current social media players but with himself.

    • Matiro anozivana. Munoisana kuhoro thats why maziva kuti iGay

    • 😂tell me something? Watoona video kusvika yapera yeahh? Kusvika pakuCommenter🤷🏾‍♀️. Hauna nyaya

    • Hahahahhaha u are much more horrible looking and dim witted

    • kkkkkkkkkkkkkkkkkkkiki i dont watch anything from tuma Dreadman

    • 😂 the truth is like a knife to the neck,don’t hate the messenger even if the message is painful

    • And you know this,how?

    • kkkkkkkkiki

    • Kaseke akusvota kuti arikutaura chokwadi. Ngwena apera basa varume. Ngaachingo tora twake arove pasi.

    • Zanu pf people alwats shying away grom the truth eeeh vapera Ngwena

    • Viva Mnangagwa Viva!

  • Tell them achazvozviona avharirwa kunze ku congress uku hakuna kumira mushe.

  • Chinja iwe maitiro ako ekudzinga mavice president ayo,,,hezvoo ukoooo bwaaaaa,,,,,

  • For sure Mnangagwa cant be savaged every rally just like that. Thats lack of Principles. He cant be reduced to that level

  • sorry lacoste.

  • Kkkkkkk

  • Ngwena deserves that cz vafana waimusuporter wainhongwa nhongwa or kudzingwa iwo wakanyarara. Now zvawe kwawari cz waigaya kuti vanotyiwa. The best way kutongosiyana nezveZanu while he can pane kuzobviswa zvinonyadzisa

    • Why should he leave Zanu. He is vice President a top post. Zanu has looked after him in 1980 was one of the young ministers. ANOSIYA achienda kupi. He has achieved a lot politically

    • Saka ogarira kunyombwa kwaarikuitwa kuya? For dignity sake he must js walk away or he ll be sacked soon. Wana Mujuru varipi now? Wasnt she a vice president?

  • does that bring food on our tables?? imbavha dzese, nonsense

  • Algoni Gotami, Jasmine Muzadzi, Mduduzi Sikosana, Tendai Ngosi

  • Hakuna chembwa tenzi ararira ice cream …..I like

  • gyys ED kunyarara kwake kunenyaya mark my words ku congress kwacho hameno Bob na amai vakakuenda varivapenyu coz uuuuu kuchafiwa pamberi apoii

  • Trust issues kaa paye ngaabve asati adyiswa imwe muganilla

  • haana kupusa ED sezvamurikufunga anozivakuti kutaura nekuita zvakasiyana iye anoita haatauri. coz kubva kare na kare hapana paimbotaura

    • kkkkk yah ipapo wataura hako but grace anomupedzera manje angamutya ndiibob not msrujata

  • Haachatofi uya vakamutadza paya zvatozvarana ivo ndivo vave pama1 coz intelligence dzese dziripo paya

    • Iwee intelligence dzipi paye munhu akadyiswa poison pedzezvo womanikidzwa kuti udza vanhu kuti handina kudya poison asi ndakadya chimunya

    • Chamakapatira vanhu munofunga kuti munhu akanyarara kwanzi akapusa. Quiet people are so powerful than those who making noise. Mnangagwa is the only man in Zimbabwe who can kill Mugabe.

  • Its not over until its over

  • Siyai zvakadaro imi

  • Magumo anokosha kukunda mavambo zivai mwari nguva ichiripo . Zvanzi huyayi kwandiri vanenhamo nematambudziko ndipukute misodzi yenyu.

  • I don’t feel any pity for Mnangagwa on anything else that can happen to him. Mnangagwa, played a very big role in abusing Zimbabwe and Zimbabweans to a shameful state, let alone him feel the same heat that we felt when things favoured him. Mnangagwa, was one of those people who should have rescued Zimbabweans by his bombastic character of being brave enough to stand still on his ground while in combat. We would been praising him better than MUGABE, had he putted forward the country first instead of mugabe and his personal ends. Mnangagwa, was MUGABE’S right hand, does he think Zimbabweans are so stupid that they have no capacity to identify the accomplish in destroying our once a “BASKET BREAD OF THE CONTINENT”? A big SHAME ON YOU MNANGAGWA!

  • CHIYANGWA WAURAYA BHORA EISH

  • Mugabe is a better devil than that dambudzo

  • Ummm!

  • Pamberi naVaMugabeeeeeeeeee

  • Ngwena idhara rotyiwa kuisirwa poison kumutya my guess is he is the next preiident as pr constitution zvekunamira namira tunyaya may : he is path on good record of policies despite vanoti its my intiative check his 5 portifolios in party and gvt bob was rite and he never reshuffeled them : who else in present gvt have dne so well lyke ngwena check matura :g40 is busy drainning liquid cash from efforts by ngwena hw kan u go to shabeen and case noise buy hses : do money exchange at roadport vechidiki u will be dumbed as u go along stop it forth with

  • G40 inomunyomba haatauri ,masupporter anodzingwa haatauri ,ndaakuhwa kumufarira mhani,

  • Kkkkkk zanu inotanga yamuundura undura so he can have a bad public image then yozomusvipa kuti chero akadakuita chiparty chake hachina Ano supporter. ZANU chiororo 🤣🤣🤣

  • vana being us the Zimbabweans

  • plastic croc

  • The only person who can not leave ZNUPF is Mugabe only

  • who can share that video on whatsapp

  • The last kicks of a dying horse are extremely dangerous don’t underestimate Ngwena… he knows how to play dirty games

  • So they poisoned him, told him to say he wasn’t poisoned, now they take turns to hang him out to dry. I hope he has something up his sleave

  • Yes you can say that again

error: Content is protected !!