For Zimbabwe by Zimbabweans

TD Jakes preaches to an empty stadium in Zimbabwe….. Meets Mugabe to give him prophecy

TD Jakes preaches to an empty stadium in Zimbabwe….. Meets President Robert Mugabe to give him prophecy.

  • ANOTHER WOLF IN SHEEP CLOTHING.

  • Achatukwa naGrace

  • Lol

  • Wonder if he gave him the date

  • Empty inorevei can someone really preach when its empty

  • Vanhu vaive kuCarnival

  • Vanhu Havana mari

  • people busy discussing about Zodwa saga

  • Kkkkkkkk yaa tsvatuwaro

  • Ndiani akamboti vakuru ava vakaSatanika kuUnder world

  • Vanhu vaneta nazvo izvi unonzi free entrance mopedza bag rezvipo rinotenderera kashanu kashanu bond riri kurwadza

  • Dai aiwe vema miracles kwazara ndozvakuda vanhu mazuvano

  • I couldn’t resist passing by and laughing at 😅

  • God is not looking for crowds even to one person twas k

    • The stadium was suppose to be full but Zimpraise failed to advertise and also did the event same time with the carnival . Zimpraise organisers failed to consider the country events that comes 1 in a while.

    • True that

  • Is he a prophet? 😷

  • He doesn’t prophecy. Doesn’t heal. Doesn’t deliver. Is a PREACHER!

  • Musataura zvekwamusina kuswera…. Prophecy maivapo here… It can be just courtesy to give Ceaser what belongs to Ceaser… Honour and Respect to the head of State regardless ….That’s what the Bible preaches

    • Zvakanyorwa papi mu’baibheri’ zvekut kushanyira mukuru wenyika ndizvo zvinoreva give Ceaser what belongs to Ceaser

    • read Romans 13verses 1-7
      I’m not a politician but a child of God

    • zi child of zanu

    • Amai garai pasi maa munhu mukuru …

    • Kwanai moms vanhu havana kuenda chete y becoz akanoona Munhu watisingade

    • give your shit to your cizar .

    • mbudzi yemunhu siyana ne bible uyende kunoroya

  • It happens once you start your program by visiting an unpopular and cruel family

  • Anoita minana here iyewuyu?

  • Kwakwambonzi $10 ndokuzonzi free…lol. saka vaanhu vakagara vangoti hoo ibhoo!

  • I think.our economy had a hand on that.it came at.a time when people were looking forward to a happy school fees.paying week. So pakaipira ruzhinji

  • Wonder what the word of prophecy was

  • Pakambotaurwa zve $100 kwakuzoti free entry pa last minute ndopakafira madhiri ese,,,

  • Musanyapa Hamunyari.

  • Poor planning by zimpraise

    • The stadium was suppose to be full but Zimpraise failed to advertise and also did the event same time with the carnival . Zimpraise organisers failed to consider the country events that comes 1 in a while.

  • Ko td jakes haasi mwari zve

  • Pane maviri as long vachisheedza zita raIshe naiyeo aripo

  • ibwo bwanhu bwacho bwakamirira kuti rugabe bwufe, ibvo bwouya bwuchiti long life bobo (president), anoenda ndiyani?

  • Ur problem is the people u associate with

  • Tina Magaya muno hatichadi zvekunze.

    • Mwari baba varikuda vanovanamata mumweya nemuchokwadi haisisiri nguva yekutarisa Maprophet kusanganisira vana Magaya tarisai kuna Mwari baba Mbiri yose kwavari ndivo vane humambo husingagumi ndivo mununuri vasingadi muripo wako asi kuvanamata chete

  • They thought he was an Ibo man from Nigeria .

  • Vanhu are now after miracles.

  • Gone are the days when ma american tele evangelist used to fill stadiums ana Billy Grahama nana Bonkie – africa yaane ma prophets ayo saka zvakavharana

  • He needs to pick a few notes from Magaya and Makandiwa these know how to spin money.

  • Size yakakwana…..they don call us 99% literacy rate fo nothing…..

  • Haaaaa zvonyadzisa izvi!! They wasted a lot of money advertising on tv n radios but abantu avafuni bumpulu

  • Good for my people for not entertaining fake pastors

  • His fans stayed at home in protest follo Zodwa’s no show at the carnival

  • zvowanikwa

  • Dai ari zodwa zvitorinani

  • why was he charging though?

  • ma zimba vanoenda kwavanoudzwa kuti ndimi munodya na prophet. kunonzwa nekunamata mwari apachina .mwari we mu Zimbabwe asi ndewe ma prophet chete ?zvavo ndo zvirikupenga nekufaya

  • Garikai Mukarati

  • TD Jokes

  • Zimbabweans want magicians, illusionists》miracle workers, so ukokwaisava nedhiri kana. Ko ane nhombo kana makuta or zvuma zvina mazita? Market Research critical before a business endevour

  • kkkkkkkkkk TD JAKES KKKKKKĶKKKKKĶKKKKKKKKKK

  • Guys let’s always be thankful, Amen!!!!

  • Jesus at one time preached to one person the samaritan woman