Zimbabwean Footballers and their cars – VIDEO

  • Zvikwembi zvega zvega izvo. Ana Jaure waifamba nePollo wakaisiya wani zvarema zvejoni

  • Dai wangoti SA based to be specific.

  • poor vedeo editing

  • Horrible video, kana kuona mota dzacho.

  • Chikwembi chinobhadharwa baba every month vanotora mari mu account kana usina chaunacho hapana hapana

  • Kingston Nkatha has a BMW convertable and an X6.Katsvairo has a BMW X6.Billiat BMW 1 series latest model plus several other cars.Karuru BMW.

    • Zvikwembi izvo pluz Katsvairo akatoisiya

      • Widzo

        kkkkk saka ini nezi yard rangu pa sandton randoobhadhara 20 000 pamwedzi unotosvora futi uchiti chikwembi

    • Unorwadziwa iwewe unei nazvo

    • Hanzi zvikwembi kkkk.musarwadziwa wasu

    • kkkkk dah man vanorwadziwa avo!ko chikwereti mahara here kana kuti chinobhadharwa?

  • What benefit is that to us ? How is that news?

    • it can motivate others to play football

    • but would be better if they show us their houses

      • Widzo

        they will show us later nhasi tiri pamota

  • You should have said SA based to be specific. Now the government couldn’t be able to sponsor anyone to Olympics 2017 😢😢😢cry my beloved country.

  • vakarasika, they require better financial advise

  • Dai wambokanda dzimba dzavo timboonao

  • Vane dzimba vafanha ivava

  • I dnt deal with instalments pliz sory

  • Haukona kuzotichemera mari yapera kudyiwa nemabhebhi

  • Investment is the best hatidi zvekuzoita mudeme mudeme pliz

  • Useless people show us the houses they own here in Zimbabwe kumusha kumba kwavo.that’s if thy have

    • Say tht again dia

    • Ana Nengomasha, mushakabvu Kasinauyo , kaitano neimwe gen’a wane dzimba muSA. U think vachadzoka kuita ful time kuZim here

    • They buy expensive cars so that they won’t loose a lot when paying TAX . They pay in installments cash avana mari dzakadaro .

  • Don’t be jealous.no one has right to tell people what to do and it’s their choices.

    • Not jealous baba it’s true it can be prestigious bt hme maybe thy got nthng, vabereki vachidyiwa magaro ngehuku

    • Ok

  • One thing for sure is, buying cars is not an investment they should do more of building houses

  • Jealous killed my cat

  • Havana godo neni vatsigiri vangu vanondishuwira hupenyu hunokunda hwawo.

  • Show us their properties, not those moving coffins Mr Admin , anyway what car are you driving yourself?

  • Soccer is a very short carrier u retire at half the pensionable age.help them to prepare for life after playing

  • Do they have houses to live in when injury strikes or when they retire? Misguided youngsters.

  • Umwe ari kutengesa mabanana kuParkstation aimbotambawo bhora

  • Conspicuous consumption.Cars are expensive and unproductive assets

  • they work hard so what?

  • Pindurai zvemota ndozvikutaurwa akuudzai kuti havana dzimba ndiani

  • sarwadziwe gen’a,saka moda kuti dzitengwe nani mota idzo ???

  • Motiwasteravo data imi nezvinhu zvisina musoro. Hapana kana chikuoneka.

  • Do they have houses? You can’t park your whip on someone else’s property and still be proud

  • Imi muneiko munongotaurisawo,inguva yavo regai vaite zviri pamoyo yavo at their own tym and expense