For Zimbabwe by Zimbabweans

Flashback VIDEO: MuZANU PF tinodzinga, hatimwashuki kunge MDC – Mnangagwa

  • Nhasi ndiwe wodzingwa nomutupo. Vanhu wakaita seawa havafanire kutungamirira nyika

  • Makadzinga ani imba yembavha nemhondi tibvire ngwena ndopomovona zvakangofanana makatarisirei ipapa makudo ndemamwe anongo homoka hawo

  • Foolish boy!

  • ASARA KUDZINGWA NDIWE MIRA UONE,mark my words

  • Asshole

  • Munangagwa is an idiot

  • Mugabe ws ryt thers no sucessor in zanu pf kkkkk de and mboko deyr fulls

  • MDC yagara haibvisi ZANU-PF in 2018 chete vanhu vacho tikavaudza chokwadi moyo yavo inozovarwadza havo.

  • Imi vamuNangagwa nyarara henyu Kuti zii munochedzima na Mai
    Stop

  • Zanu ihuku inodya mazai ayo watch yo back ngwena

  • iNgwena iyo , kkkkkk kumwashuka

  • Asara kudzingwa ndiwe une dzungu mujuru was totaly good

  • Hasha hakusindiko kutonga

  • Attack Dr Amai

  • You are the next one in line of that firing

  • Mdc inoda kutonga isina kuwin apa vatsigiri vacho mhirizhonga hobho

    • I MDC yakapondesa vanhu kuMidlands neMatebeleland here?Ko muna 2008 ndiyo yakadyiwa ikaita long and short sleeve here?

    • kwanzi flash back wani this has nothing to do with MDC kani veduwe, its in relation to wats happening to him now

    • Munenge mukuvaviwa nechikara imi, mambonzwisisavo here context yacho?

    • Ndino zvinza asi kuti ndikangonzwa inzwi rekuti mdc ndotofunga zvavanoita zvemhirizhonga

    • Kusina mhirizhonga ndekupi ivo anamunangagwa zvavarikuswero tanyangwa nemukadzi wani ? Ana mutasa vakaendepi do u realy want me to name them 1by1

    • Iwe mumariage haumo nyara hauna mutemo

    • Ndine murume akanaka zvisingabviri asinamhirizhanga anerudo tatova nevazukuru chero ukabvunza vanondiziva

    • Vana mnangangwa vanotanyangwa nani

    • Murume wacho Ari Mai Phiny,siyanai nePolitics idzo,mubikire Baba kumba uko,musakonzeresa kumba ikoko

  • Minister vanhu vemdc ngavasungwe isu hatidi mhirizhonga

    • uri dofo . Chizanu chakakuyamwa moyo

    • Zanu inemakuva mangani zvainihwina nekuponda haisi mhirizhonga here nyarara apo dai wati hatidi mhirizhonga muZanu .pamunot unit peace and development moona kut monyebera nyika

    • Murikurwadziwa nei nekuda mhirizhonga here

    • Muri mboko amai

    • Ndianiko apa mai iyi Facebook….. Mxm

  • Kkkkk rinonzi Gava iroro dzingayi henyu vanhu Mdra

  • Kkkkk rinonzi Gava iroro dzingayi henyu vanhu Mdra

  • Ngwena vakabata matomu.rekerai zvikazhane nguruwe neana ayo

  • Thats y Sekeremai is the chosen one,

  • VaMugabe chiororo, Ngwena vaishaina paVedio iyi, zvino ndimwi makudzingwa

  • WAKAMUTADZA KASUKUWERE NAMOYO UKABVA WAPETA MUSWE NHASI NDIPO POWOUYA UCHITI UNODZINGA WAKAVATA IWE

  • Iti muZanu pf tinodzingwa becoz anodzinga wacho i1. Kana usiri 1 iyeye unodzingwa ukanyara.

  • Bambo u dont qualify to be a President nxaaaa,Taurai zvinovaka nyika

  • Urayai nyika silently motinyaudza madhodhi evanhu

  • Murume mukuru kuswerotaura zvenhando? nxaaa.

  • Inonakidza iyi!

  • Isu taamatswana isu uranayi ikoko kkkkkkkk kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk kkkkkkkkk

  • You’re next to be sacked. Kuunganidza vanhu kutaura nonsense. How can Mugabe pass the button to such an idiot.