For Zimbabwe by Zimbabweans

WATCH: Masvingo Stance Compilation Part 1

  • ummmmmm Masvingo maivavarira

    • Ini ndava kutobuda mu group rino kungovhura unonzwa masvingo

  • Gugulethu Monica kkkkk

  • haiwa kwanai kushaya basa uko.siyai kumusha kwedu mukatadza kutaura nezve kumasvingo hapana angaverenga zvinyaya zvenyu

  • Fadzie Mago hona kkkkkkk

    • This is too much ,,ndakuzosungisa vanhu manje πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Imbopinda paGokwe admin ndasuw Gokwe

  • And the people involved don’t see the blatant tribalism in this?Every person from Masvingo acts the same?What an awful way to entertain ourselves.

    • I guess this is just a joke honestly. Nothing can take away the fact that we are proudly Makaranga..

    • I don’t get Zimbabweans’ sense of humour.Couldn’t people be funny without being offensive and peddling stupid stereotypes?

    • Lighten up cupcake πŸ˜‚

  • Kutijairira manje kwamukuita musade kutihwa

  • This is Mash central style, no doubt

    • Watiii kkk nechekwenyukasi kkk

    • I worked in areas in Mash central, mumapurazi ie from Mazoe to areas like Mzarabani, Chiweshe, Centenary, Mvurwi ndostyle yavo iyoyi

  • Nxaaaa fokofu mhani saka manetswa nei pazviri

  • Tribalism is an illness, it’s like madness we must cure it!!!

    • Don’t be bitter its a joke

    • Who said I’m bitter? Its a joke to you not to me.

    • Majokosi hama kutapudza stress yenhamo kkkkkk hapana nyaya apa

    • If u don’t know hw to take a joke rova pasi shamwari. Only half yevanhu vari apa ndeye veku Masvingo vamwe tozosheyana zim yese asi iwe wakutoita hasha

    • Its not a joke its tribalism this

    • Im not from Masvingo hangu bt aya majokes aya hachaiti anything funny zvakungonzi masvingo zvinozoita kunge vanhu wekuMasvingo vakazungaira maningi

    • Kkkkk

    • Antony Haramakwere – I repeat, it’s a joke to you and not to me!!

    • Ukaona uchitotsamwa nezvinhu zvakadai ah watotiratidza kusakwana …vanawasu munovatei… Ko vegokwe kusitorina nemaphone acho muchingonyoza wani .nhasi zvava kumasvingo makuti tribalism… Kana muchiti makadzidza ndazvishayawo Ini… Sometimes kana uri wekungohakira samadzibaba ingobva pa fb Pacho nhy hatingatadzi kufara nekuda kwekutsamwa kwenyu guys

    • Its just a joke man don’t be so 😈😈

    • Murikuhwanda nechigunwe chief ……there’s a smell of tribalism here .Hakuna joke rakadaro . U can’t always joke nenzvimbo 1 january to December zvotoramba zvichisetsa nekudakadza ………Itayi mushe vamwe pano

    • Epilogue Epie Mupaza – it’s a joke to you not to me!!

    • Epilogue Epie Mupaza – it’s a joke to you not to me!!

    • Ah mukuru saka manga mati chiii if its not a joke

    • Ah mukuru saka manga mati chiii if its not a joke

    • Ndati tribalism is an illness, it’s like madness we must cure it.

    • Ndati tribalism is an illness, it’s like madness we must cure it.

    • Boiz nyaya yekungoti zvese zvakashata Masvingo siyanai nayo musaite pfungwa dzakadhakwa kudaro kunge vanhu vekuMasvingo

    • @Shadreck uri ma1 chaiwo kkkkk kunge munhu wekumasvingo

    • Kkkkkkkkk Shadreck Kangoni

    • Wait, how is it tribalism when it’s being done by Shonas to other Shonas??

    • Tafadzwa Irvine Mlambo – there is nothing called Shona. Shona is a nickname for Karanga people so let’s start from there. Also these memes are not being done by Karangas only. It’s still a wrong whether you call it tribalism or regionalism but it’s still a wrong ism.

    • Shona is a term used to identify peoples who speak one of the Central Shona varieties : Zezuru ; Karanga , Manyika; korekore ; Ndau

    • Define tribalism cde?

    • Pple are very funnie if u go to their regions these pple critising masvingo in the name of jokes unotoona kuti vakasara ndekupi kunodzidzwa like masvingo we got schools vamwe vanodzidza vakagara pamatanda no classrooms ungati idanga rembudzi asi unonzwa vachiti masvingo

    • Gerald Mufunda – a tribe is a group of related people or families sharing the same language, culture and history. Tribalism refers to loyalty to one’s tribe at the expense of other tribes. Are you happy?

    • I concur Dennis Madzingo, it may seem like jokes to some but there is trend developing and I believe a method to the madness. It’s like dancing to the song unconquerable and folks just say it’s music.

    • NYAYA DZAMASVINGO SIYΓ€I

  • Haiwavo zvokupenga izvo.

  • Ini hangu umwe ndichamudimbura masvingo yaita sei

  • Kkkkkkk

  • Ladies and gentlemen zvekunzi Masvingo Masvingo zvingori zvema jokes . Neni ndiko kumusha but I just enjoy everything. Pple from our province are well known for being innovative. Ngatisakanganwa chembere yekwaChivi tisati tafunga zveZaka rinopisa Bikita makomo . Taitweiko vana wezhira pa Masvingo ne carpet. Kkkkkkk

  • Masvingo ndipo panoti Zimbabwe

  • Kkkkkkk

  • Kkkkkk hayayas

  • Stupid Zimbabweans
    I give up

  • Hapana tribalism apa ,kufara chete!ndimi makutochinja nyaya!

  • Nangwevukashora masvingo hako admin but iwe hauna kudzidza sevanhu vemasvingo

  • Iwe lance ukwane wazwaka

  • lnga isu anaSamaz, we have been at the butt-end of every joke from time immemorial but we have never raised any tribalism issues.

    • So true Gerald Fungayi Chipumha

    • True that

    • ko nhy nhy… tinotonakirwa nazvo isu

    • Thats very isusu vana samaz mwayitiwanzira wani,ngendaa yekuty zvaziMasvingo mwaakuite annoyed ngenyi?Anhu eku Masvingo chitonyararayi henyu mwakakatiwanzira kwenguwa yakareba maningi,munogondenyi inga mwakaenda kuskuru wani

    • musatibhaize imi ……..kutukirwa kwakadonhera rukuvhute rwako kunenge kutukirwa mai nababa navabereki vavo nevabereki vavo futi ………saka tsvagayi zvimwe zvine kakunakidza mukati not kunyomba vanhu nekwavanobva kana kugara . Hakuna ari nani kupfuura mumwe pamberi PAKE IYE MUSIKI. 1 LOVE

  • Only I can say is de name zimbabwe came from dzimbadzamabwe which is Great Zimbabwe….. where’s gr8 zimbabwe again? 😎 m proudly vitori…wezhira….wezheve

  • Vanhu veMasvingo vanonyanya kudhurisa vakadzi I hope after this vakadzi vachachipiswa coz zvinenge zvongonzi Masvingo!!!

    • mface wangu hakuna kusingadhure vakadzi. bt unenge wangoita munyama wekusangana nevanhu vanoda kupfumira pamwana.

    • Ko kwakachipa ndekupi tiuyewo kwavanopiwa mahara vasina value vanoonekwa nekuchipa

  • Kugwadziwa nesu chete,becoz tinokwana pese pese kkkk

  • Yiwo amabheyapeya akhona lawo,kkkkk

  • Sandra Mushayavanhu

  • Is Masvingo a tribe or its known the shona

    • Zvorevei zvawanyora

    • Masvingo is not a tribe but a province

    • Hence the term tribalism doesn’t apply

    • The known tribe of Masvingo is shona tribe

    • Lol tell em…

    • The known tribe of Masvingo is the karanga people we are not shona

    • The known tribe of Masvingo is the karanga people we are not shona

    • we are not mashona mhani tiriMakaranga isu hatibvi mashonarand isu-

    • Karanga is also shona pple

    • Lol kuti Shona zvorevei? Shona is a derogatory name given by Matebele so we are not Shona.

    • Karanga is dialect of shona, in mashonaland ,there’s zezuru, chikorekore ,chibudya or chitoko and the whole lot of dialects which falls under the shona tribe or the shona people

    • A dialect doesn’t make you a tribe ,yes you are different from zezuru or ndau it’s only dialects which are different but you are not different from shona people , in as much as you try to see your self different from other shona people ,that’s when people start to make fun out of you

    • They are five major dialects of shona language in Zimbabwe , ndau ,zezuru, karanga, korekore and chibudya or chitoko

    • Hudofo hwacho huri kutoenderera nepano pafbk futi shame

    • The original name is actually Vanyai for so called Shona. Shona is actually Ndebele for BaTshona. We are not Shona’s because noone is called Shona and hapana kana one anemutupo unotaura kuti mashona.The ones called manyika are the people of Mutasa Makoni and Mtambara plus MaGaza(shangaani) of which manyika didn’t exist till colonial times missionaries actually called them Makaranga for sometime before tye evil divisive plan was put in action.Vakaranga or Vanyai is the closest we get to the umberalla name of those who are called Shona today. Zezuru means vanogara Pauzuru those from the Zimbabwe plateau and if you go to so called zezuru land they sing the song Jari Mukaranga signalling they are also Makaranga.All those divisions were manufactured by the settlers using Identity politics . sadly we hold on to them today. Kore kore simply means vanogara kure kure those north of the empire of Mambo which was based near Bulawayo.In truth l personally the only identity that matters to me is my totem l am a Moyo Rozvi and we are found as Ndebele,Venda,Kalanga,Lozi ,Nambiya,”Shona” Karanga etc l refuse to be mislabeled as Shona though because it makes me limited to half of Zimbabwe and it’s meaningless to me

    • Do you also know that rozvi is also a nickname , in the history of human kind a nickname always comes from the characteristics of a person or certain group of people, even if you want understand this better look no further than your surname

    • In your explanation Kossam you simply avoided the word dialect ,or maybe you have never been to vama nyika or vandau, vakorekore ,mazezuru , vakaranga or vabudya first thing you will know they all speak one language, which is shona but the tone or certain words are totally different

    • Even the word Masvingo is also , it comes from the Great Zimbabwe House of stones , which was also the headquarters of the shona people at one stage in our long history

    • Yah I admit that. I was trying to be difficult . We are one people from Zambezi to limpopo.tone should not be used as our identity because its a function of many factors most of them external . Silly example is English accent ye vafana vekuprivate school neye team yekupublic school dzakasiyana zvekuti we could call them two dialects. But varivana vana Musiyemwa vese. Mitupo seems to be the winner eventually because it unites across tones and languages moreover since we don’t marry within our mitupo it makes us even more related. Saka those who grouped us like that need to be beaten up moreso those who look down on people of different tone..

    • Nasper Mushonga Manyika wasiya why wasu vasiri tribe

    • Manyika or Chimanyika is covered under Ndau , e.g If you are in mashonaland east, people in uzumba or pfungwe will tell ours is chibudya or chitoko but if you listen to their dialect or their tone it all falls under chibudya

  • Munogwara chigwere chisati chambogwagwa imi

  • Mimi Bouvier

  • Amandakiss Ndlovu

  • Rios Ctid Mudumo Wat can say abt this?

  • BULLSHIT tribalists. We need development why wasting time on kids games. We are proud of being the custodians of the great Zimbabwe and producing highly educated people.

    • They envy us don’t. Vanotoziva kuti maphoto hatigoni hedu but intelligence havasviki.

    • So when it comes to boasting about how educated you are it seizes to be tribalism? enjoy life and stop catching unnecessary feelings over mere jokes guys

    • Intelligence dziripo but kakudzungaira manje

    • intelligence dzipi tibvirei apa hamuna nyaya

    • Instead of insulting the great people of Masvingo I thought you were going to thank them for the great job they have done in enlightening you otherwise you could still be in the dark cave of ignorance. Tell me one Zimbabwean who went to school in Zimbabwe up to higher levels who have not gone through the hands of a Karanga. To the great people of Masvingo I want to say, ‘ You are so far ahead in deeds and magnanimity that the fastest wing of recompense is slow to overtake you’. Always remember that if a piece of stone breaks a golden cup the value of the stone is not increased nor that of the gold diminished. To the people of Masvingo remember you are the gold and they the stone.

  • Makutijairira manje

  • Lunatic fringe, you are still backwards

  • Nice pics,

  • Huyai muione Masvingo yacho, kwete kuitya zvekuinzwira pamaphone. Kwete kushoropodza guta rakazvinakira.

  • Mahwindi akudzidzira macomputer pambare..Masvingo hakuna anhu akadhibha ndivo vakazara muH vachi hustler. .gen’a rese rH vari kubhema madrugs

  • haaaa mainyanyira amana

  • Masvingo inotoda munyengetero

  • Nehanda radio ndimi musina kana kumbokwanwa….mashaya nyaya here

  • Even in the times of SIMON MUZENDA these Jokes were there Hapana zvekutsamwira apa imi vanhu veMASVINGO…

  • Am happy with those jokes ,tisu anhu acho

  • These are just jokes hapana tribalism no racism kungofara badzi even the admin/writer aigona kungoti Chinhoyi but its for fun

    • Seyi asina kudaro

    • Anoziva kuti Masvingo ine vanhu vakafunda vakawanda vachakakavara apa writer anenge achitosekerera zvake

    • Akadii kuzviita izvozvo zvekuty masvingo zvanyanya kunakidza chii apa mavakuzotibhowa manje

  • Kufara chete

  • Helen Mai Kiki Yelloww ghuyai muone’

  • Matinyanyira tisiyeyi hedu proud nekubva kumasvingo

  • Yandipedza ndeiyo akatsika pa chemba kkkk

  • To all masvingo haters! Just know one thing……The most intelligent people come from there o cary on hating…..that won’t stop us from leading you! Just a joke! Ya

    • The most educated people are from Msv

    • Whats your point?

    • what he is trying to say is kana vachitorwa mapics vachipoza varimutoilet vanenge vachiita maexperiments

    • He who? Follow the conversation baba! Natsai is a lady!

    • tsigai mambo ipost yaNatsai here iyi?

    • tsigai mambo ipost yaNatsai here iyi?

    • Well I was responding to natsai

    • Well I was responding to natsai

    • Easy baba

    • Easy baba

    • I think Masvingo is the lagest province in Zimbabwe and they’re better schools than other provinces , so makawanda and you’ve the schools definitely you’ll be educated some are not educated just because they have limited schools and vanhu vacho vashoma

    • I think Masvingo is the lagest province in Zimbabwe and they’re better schools than other provinces , so makawanda and you’ve the schools definitely you’ll be educated some are not educated just because they have limited schools and vanhu vacho vashoma

    • Hahaha….excellent excuse Mr Wilfred ..I like that one hehehe

    • Hahaha….excellent excuse Mr Wilfred ..I like that one hehehe

    • Ini dzinza rangu rinobva kumasvingo but now in Karoi Havana kusina vanhu vakadzidza parizvino neimwe nzira masvingo yatosara nekuti ruzhinji rwaperera Joni @ tender age kunotoriwo me illiteracy semamwe maprovince ndomaonero anguwo ndasangana nevazhinji

    • Edwin ipapo uri right but u can be intelligent hako but wakazungaira nekupusungwara at one go

    • Ummm vanhu mazoi nyanyira masvingo chese chese masvingo musadaro musapuse kunge vanhu VEKUMASVINGO

    • Masvingo ine zvese vakadzidza nemadofo plus mazungairwa unozodei farirai hama dzenyu idzo

    • Educated but not Learned people!

    • Kana hapana hamuna njere

    • Masvingo inevanhu vakangwara zvikoro chaizvo zvakatangira kuMasvingo uye Zimbabwe comes from Dzimbadzamabwe big up Svingos

    • Fort Veeeeee

    • Best schools are in Mash East n Manicaland I have never seen a school in top ten of best results from Masvingo province food Fr thought

    • Pane province isina vanhu vakaenda joni here iwe dako,kwana

  • Ko kuti Vhitori ndiko kuti Rudzizve nhai ! Isu veMasvingo tisu maNews Makers ka . Ndiko kunobva Sugar ,Ndiko kwakabva zita reNyika fut.

  • Rutendo Makurira… futi here nhai.. Kundai Matina Madziwa, Phillo Matina, Simba Madziwa… guys, tipeiwo ma serious please please..

  • Ndozvoga here zve ma snapπŸ™†πŸ½
    Ende huye hazvitikonisi kuenda kuchigayo ne magokoko edu,tichirya mbuva ye mambura ne magwiriπŸ˜…
    Pamusoro pezvo takarava zvokwamai ravai vamwe muchingopata muchigadzira ma snap eduπŸ˜‰

    • Kugwadziwa nesu zvako wezhira. Vanhu vasina kumbovaviwa nemasosovori vanonetsa. Havazivi kana rukwengeru kwataikwesha man’a.wkamboona muvhitori une man’a kupi. Tibvigwe.

    • Idzo mbozhanhare dzavakatengegwa huye dzakagadzigwa ne mavhitori,uye fb yacho Mark Zuckerberg mukaranga vohoda kufarisa kungoona snap masvingo chino ne chino vanoti zvotigwadza here,tinombaiseka hedu isu tichitobata takamirira kuhora.

    • Hino isu hatigwadziwi. Totoita humwe pano mangisi anouya namai keresiya hedu πŸ˜€

    • Huye kutosvusvura hedu pano tichinwa mabhotoro ne mabhisvo takamirira ma rekodzi,zvokuti masvingo yahohwinywi zvonyogwa ne vanhu vagarisa vasina kudya harugwaπŸ˜‹πŸ˜‹

    • Huye kutosvusvura hedu pano tichinwa mabhotoro ne mabhisvo takamirira ma rekodzi,zvokuti masvingo yahohwinywi zvonyogwa ne vanhu vagarisa vasina kudya harugwaπŸ˜‹πŸ˜‹

    • Huye ndoda iya yedevera ngwena tiri paMadondo. Aaah kumbumura huruva zvokwadi

    • Huye ndoda iya yedevera ngwena tiri paMadondo. Aaah kumbumura huruva zvokwadi

    • Huye bodo

    • Huye bodo

    • Nhai zvako Tendai….tsvee kutaura kuti shasha zhinji dze chikoro dzinowanikwa Masvingo πŸ™Š

    • Haiwa tibvigwe kuda kutihwa kose ikoko,zvino zvotozhapirigwa nemasnaps acho kutogegedzera navo.Kuneimwe province here inoendwa nered carpet?

    • Vane Negative energy

    • Lilian Sadzauchi ko kusaziva kuti tine hotera Tafara Madondo ne restorendi inotengesa ma chips pa chiteshi che ma bus pa Zouma pekuti unodya uchiona hako uchiona view ye ma bhazi achisvika pa rengi wakadekara.

    • zvese negative eneji nekakupata mukati kkkkkkk

    • Kupata chaiko kuri pachena…kusingambovhunzwi

  • Admin kana makoshiwa kumwa ma A R V utiudze.,, urimhata yeimbwa

  • Tribalism yanyanya pano

  • Masvingo we rock

  • Ndini varidzi veZimbabwe ko muri iyo Great Zimbabwe zvinorei. Ndipo paKrawa yeNyika yenyu.

  • MuZimbabwe ndememajokes chero bond note chairo rakambowanzirwa richangopinda kufara chete musatsamwa guys kkkkk pamberi nemajokes

  • Cerise Isabelle Homan Perrot our new challenge

  • Last year there was a fake news article that said Donald Trump is from Masvingo, makaitwiko neMasvingo?

  • Hapana zvaungatiita ungatidiii tichidya harurwa Hapana Hapana

  • Don’t allow people to insult you in the name of jokes. Vavakuda kutihwa isu zvino vezhira.

    • seriously we are being insulted in th name of jokes.why musingaite majokes nematribes.

  • Iyo Masvingo makazoinzwisisa

  • Stupid Zimbabweans majoring on minors. Zvinovaka nyika here izvozvi?

    • Even president anotombowanao nguva yekuita ma jokes wani.besides nehanda radio is not gvt so haivaki nyika.unless ari dokora anyora zvakadai yeeees.this is media house so regai tifare zvedu isu.#MasvingoPose

    • Even president anotombowanao nguva yekuita ma jokes wani.besides nehanda radio is not gvt so haivaki nyika.unless ari dokora anyora zvakadai yeeees.this is media house so regai tifare zvedu isu.#MasvingoPose

    • Even president anotombowanao nguva yekuita ma jokes wani.besides nehanda radio is not gvt so haivaki nyika.unless ari dokora anyora zvakadai yeeees.this is media house so regai tifare zvedu isu.#MasvingoPose

    • Even president anotombowanao nguva yekuita ma jokes wani.besides nehanda radio is not gvt so haivaki nyika.unless ari dokora anyora zvakadai yeeees.this is media house so regai tifare zvedu isu.#MasvingoPose

    • Nhai shaa zvekuty president zvinebasa reyi zvakatikoshera hre unoty evn prsdnt vanojoker unofunga kuty tingazvivhunduka hre

  • Munotora ma pictures evanhu veku Kenya Maasai maakuti ndeve zhira. Munopenga imi ve nehanda .

  • nxaaaa mkutijairira manje

  • haaa masvingo soo brain dzadhakwa neharugwa

  • Why am i seeing this rubbish on my wall? never liked this Nehanda radio.

  • Musatanyoko

  • Succession battles disguised as humuor.

  • Kkkkk

  • Ayeta Sharon Sesemane Banda

  • fo e y masvngo

  • Go fuck yoself admin if u dont have anything to do

  • Wezhira pa masvingo ndokuti zimba zve.. Ko vangatidii… Hapana….

  • Chero akaita wekuTanzania akungonzi Masvingo

  • lance guma ndaiva nerespect newe chaizvo bt after this wandiratidza kuti uri munhu wetrablism.hapana joke yakadai yekudzikisira vamwe vanhu.nzvimbo nenzvimbo inehunhu hwayo bt why musingataure nezvazvo vakadzi mazezuru vakawanda ipfambi.thts why makaona mface webulawayo vanhu vakawanda vasina kufara nechiplacard chake chanzi (amashona izinja). lets learn to respect each other we ar al human beings.tribalism mustfall.

  • Rikavira musati mataura nezvemasvingo hamuna zvamunenge mashanda pano Masvingo hoye

  • Ana Samanyika vaimbosekwawo wani indava kungooma so..pakutopinda tribalism aaaaa veduwee

  • hatinei nemi chero mukati masvingo muchanyarara

  • Hope

  • 😜😜😜Masvingo iyi☝hameno

  • Kana usingabvi kuMasvingo hauna kwaunobva zve, Usambotya chana chavatete kana kusvoda kuti unobve Masvingo,, takapinda muHarare umu tikakorobhesa ma floors vanozviti vakadzidzamo muHarare, Book tinoita rekumwa ne tea kana kuseva nesadza pedu PaVitori, tichidya sadza takasunga nhunzi makumbo, tozoti dzikei paZaka apo pane Bere rakakunda n’ombe kusisa mukaka, musada kuti jairira

  • musatanyoko

  • So when it comes to boasting about how educated they are it seizes to be tribalism? enjoy life and stop catching unnecessary feelings over mere jokes guys

    • Why dont u just do the same boast about yo education. Boasting about ine’s education is not tribalism but just boasting.

    • so we are cool, jokes are jokes and boasting is boasting saka hapana tribalism.

    • so we are cool, jokes are jokes and boasting is boasting saka hapana tribalism.

  • Jay Cornelius, Vimbai Faith Murungweni,Valentines La toya,Tutsy Jemwa

  • Masvingo ndiyo ine yese manje. Iro zita rekuti zimbabwe rinobva ku Masvingo

  • Kkkkkkkk masvingo pose hahahahaha

  • mugotidini semunoroya…hapana ende hapana…bhora bheri vana wezhira wezhara wezheve wezhowezhowe

  • Masvingo yakapenga

  • Admin man’a sechikamba chinoinda kusvondo

  • Kana usina kuhla harurwa, mabura, makurwe, magwazhava, nhuruveri, mashakada, magwingiziri, rupiza bvaaa wakasara. Tisu anhu acho. Madhongi kuchigayo hende rhumba kwaMutizira :l

  • Masvingo ftπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Masvingo woyeee

  • Heedeee

  • Because of this post I unlike you.

  • Because of this post I unlike you.

  • masvingo ndokumba kwauri kbasa.munhu wese anobva kumasvingo.abaiwa ngaabude

  • masvingo ndokumba kwauri kbasa.munhu wese anobva kumasvingo.abaiwa ngaabude

  • iyo masvingo yacho ineiko chinozivikanwa kunze kwenzara chete

  • iyo masvingo yacho ineiko chinozivikanwa kunze kwenzara chete

  • Maybe we should joke abt gukurahundi

  • Maybe we should joke abt gukurahundi

  • iyo masvingo yacho ineiko chinozivikanwa kunze kwenzara chete

  • iyo masvingo yacho ineiko chinozivikanwa kunze kwenzara chete

    • Sugar inorimwa ku Masvingo waka failure geography ku school mfana

    • Biggest inland dam is in Masvingo as well Hahaha

  • Hahahaha mom

  • Hahahaha mom

  • A whole news agency taking center stage in spreading stereotypical, tribalistic jokes

  • A whole news agency taking center stage in spreading stereotypical, tribalistic jokes

  • Yah takukuonai manje makungowhanda nemasvingo imi murimi munodaro

  • Yah takukuonai manje makungowhanda nemasvingo imi murimi munodaro

  • Ndokunobva Zvobgo aigona taura zvanoda futi pamberi paBhobho kkkkk ungatidii isu vezhira nezhou iri muzhiraπŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…

  • Ndokunobva Zvobgo aigona taura zvanoda futi pamberi paBhobho kkkkk ungatidii isu vezhira nezhou iri muzhiraπŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…

  • Nice one, ko iMasvingo, hakuna vamwe vanozviita

  • Nice one, ko iMasvingo, hakuna vamwe vanozviita

  • Chekenyenye ichi.#masvingopose.this isnt tribalism is jus for fun.its not differ with what pipo do with Gokwe.masvingo pose.dakutochishandisa ichi

  • Chekenyenye ichi.#masvingopose.this isnt tribalism is jus for fun.its not differ with what pipo do with Gokwe.masvingo pose.dakutochishandisa ichi

  • jokai nekwenyu. mazezuru moda kuzviona semakakosha kudarika vamwe. muri matofo

  • jokai nekwenyu. mazezuru moda kuzviona semakakosha kudarika vamwe. muri matofo

  • Pakaipa

  • Pakaipa

  • Masvingo ne Tara zvino zvayapera tara yacho takungoti masvingo ne dust

  • Masvingo ne Tara zvino zvayapera tara yacho takungoti masvingo ne dust

  • Ugoona tichi vhotera muzezuru

  • Ugoona tichi vhotera muzezuru

  • Gokwee hoyee

  • Gokwee hoyee

  • Gokwe hoyee

  • Gokwe hoyee

  • Nehanda wakungoda kutsvaka attention

  • Nehanda wakungoda kutsvaka attention

  • ANA ACHIMWENE MATANGA KUTAURA ZVEMASVINGO VANHU VASINARUDZI

  • ANA ACHIMWENE MATANGA KUTAURA ZVEMASVINGO VANHU VASINARUDZI

  • Masvingo through N through

  • Masvingo through N through

  • Kkkkkkkkk

  • Kkkkkkkkk

  • Mudzidzi mukuru. Zvobgo… ndeweMasvingo.

    Captain weMighty Warrious Felistas Muzongondi…. ndewe Masvingo

    Best Actor Vharazipi… ndewe Masvingo

    ZCC ….. ndeye Masvingo

    School Θ›eam dzinongowina Pamushana,Gutu High,Masvingo Christian,Dewure……. ndedzeMasvingo

    Murovi mukuru pasi rino boxer .Charles Manyuchi… ndewe masvingo

    Biggest lake…Mutirikwi or Kyle ndeye Masvingo

    Biggest dam in Zimbabwe…Tokwe Mukosi ndere Masvingo

    Mufananidzo uripa mari yeZimbabwe…. Great Zimbabwe ndeye Masvingo

    Best commedian baba Tencen ndeve Masvingo

    Saka harare moshamisira nei. Mudzikame imi ……. πŸ˜‚ πŸ˜‚ πŸ˜‚ πŸ˜‚

    Hazvitoshamisiri pamwe Harare yacho ndeye kuMasvingo fut fut 😜😜

    #cnn!

    • Love it

    • Poorest province: Masvingo.

    • Hauite apa wauraya shaar eiish I love kuva munhu we kuMasvingo

    • Ko imi munozviti munobva Harare tiudzeiwo kuti on your National ID pakanzi Village of Origin makaisa Harare here??

    • Kudzungaira nekupusungwara thats the common factor pane zvawataura

    • Village of origin is any number in Mashonaland

    • wati vhara zip ndi best actor 🀣🀣🀣 ba tensen best comedian? uriwekumasvingo zveshuwa 🀣🀣

    • ini wacho..ndiri wekumasvingo

    • Biigest dam???revise your manners or go and drink your mental pills

    • Kkkkkkkkkkkkk Masvingo izere vanonyeba futi

    • Kkkkkkk pakaipa. Imi vanhu vekuMasvingo madii kungonyarara zvenyu

    • It shows Masvingo yakasara. Get yo facts together

    • Masvingo ndizvo hama ,coz pasina Masvingo hapana Zim yacho , isiri Masvingo sugar maiiwanepi imi vanambwa , first province yekuva ne Tar muZimbabwe, nw with the biggest Dam munyika ,evn Robert Mugabe ndokwaakakurira dats y ari sharp minded, va Ubert Angel one of the most educated in the land ar frm Masvingo, masvingo ndoZimbabwe yacho,

    • You don’t fight fire with fire ……..itayi zvamakadzidziswa kwamakadzidza …..ndakumbirawo vanhu vekuZim ,verudzi rwangu .Plz makuita discord manje

  • Munenge mavakuda kuzotibhowa manje nenyaya yenyu yezvimajokes zvisina nebasa rese masvingo ndoprovince yega hre chinonakidza chii pakuty anobva kumasvingo

  • Tasteless jokes

  • WECHEMBA AKANYANYA

  • mazezuru mikosho yenyu

  • There should be no hard feelings about this.Chinoz anongowanzirwa but he usually laughs about it.Apa hapana ambonzi imbwa,sezvakaitwa nemundevere wamataura.

  • This onslaught against the Karanga ethnic is sickening. People like Nehanda Radio being influential players. You have nothing positive to write about Masvingo/Karanga-speaking people?? At this rate one would be forgiven to suspect that this media onslaught is a bigger ploy to despise any Karanga person… even those aspiring for higher offices. More sickening is the fact that most people doing this claim to be from Harare. However; as long as your National ID is written CIT….you have a Village of Origin…. ndiko kumusha kwenyu ikoko kwete Harare yamuri kunyepera iyo.

  • The first people to attempt to explore the Sun

  • Hmmmmm hama dzangu chese chinonaka chikawandisa yave problem, too much abt Masvingo pliz tashingirira zvakwana veduwe

  • Zvakubhowa izvi

  • Where is the humour in the joke? Jus can’t find it.

  • Faith Kabanda

    • AaaaaaaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Stop dat cyrs

  • Kkkkk yooooo Abego, nice one

  • Iyi i gokwe kwanembudziya chaiko

  • Makuti jairira NCAA Mbwa dzevanhu fuck u

  • Wekuimba tichauyako kana muchitidako haasi weMasvingo here?

  • izvi zvavakuda bhaundari Wezhira VeHarare voguma Chivhu KwaMurewha hamutione ikoko

  • Mhata yamai vako

  • Even if yu try to provoke Masvingo, it will remains
    the best, sorry haters, this is true tribalism f**k

  • Anyone saying this is tribalism haadobvi Masvingo bodo, ndodokuvudzai, isu veMasvingo takafunda zve isu, wogoti Tribalism tiri maShona tose asi unogwara kahi? Zvongova zvikwee kuti tigwadzise mbabvu nekuseka izvi.

  • Masvingo neTara

  • This madness must stop

  • Dean Mubaiwa Tatenda Kaponda😭

    • @sabuku vemasvingo maiona here iyi Mubaiwa Dean, vanhu vako vatanga lol

    • Mdu wakufarisa hahahaha. I don’t know those girls

    • KP Masvingo is the Best place in Zimbabwe. Tune great Zimbabwe, where we get our country’s name. The Rozvi empire the strongest Zim has ever had πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

      Haya

    • πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Masvingo makanyanya henyu

  • svingolicious

  • Everyone who thinks of discrediting Masvingo is insecure about themselves. Why would anybody think that they are more important than another?? Zimbabweans will find someone to point a finger at instead of self introspection.

  • Some jokes are becoming insults a mischief that should just stop! We don’t bear sick minds th Masvingo people but we are proud owners and custodians of uncle Tom’s flagship. But dullards in other province see it fit and enjoy hurling nonesence willy nilly as if your life depends on it nxaaa! Please give us a break, its not funny at all!

  • Kkkk Masvingo neTara!!!

  • Andrew Miller the comments got my ribs cracking

  • Ko Gokwe

  • MASVINGO !!!! LOGO RE ZANU PF I GREAT ZIM IRI KUMASVINGO KUNOHWINHA ZANU PF KUMASVINGO. KUNE VANHU VEKUMAMA KUMASVINGO SAKA MASVINGO YESE NEVANHU VAYO MURIVEKU MAMA MUNODYA MAPETE

  • Lillian Mabel Ndonga

  • ​Boiz nyaya yekungoti zvese zvakashata Masvingo siyanai nayo musaite pfungwa dzakadhakwa kudaro kunge vanhu vekuMasvingo​

    kkkkkkkkkkkkkkk

  • I don’t support tribalism. Tisakanganwa gukurahundi, never again in out history steer up tribal hatred. Ini I don’t find funny ma jokes emasvingo. May be I got a dry sense of humour

  • Masvingo yaenda nenyika πŸ˜€ vana wezhira vanogwara nechirwere chisingagwarike

  • Didn’t expect Nehanda to seize this opportunity to promote tribalism.

    Coz it’s not only Masvingo jokes on social media. Why singling out Masvingo. Shame

  • kkkkkkk vese varikut tribalism masvingo ft

  • Tendayi Wilson Mazaiwana your applicatiom has been handed in .

  • Hakuna kufara kwakadaro guyz everyday masvingo dako rako Admin asi urimu Ndebele hre mandebele imbavha

    • Kkkkkkk vakubhowaka?vaakutukisa mwana wangu jkkkk

  • Yes Denis Dennis Madzingo, and its fanned by an illetrate media which is out to set the tribes on each other’s throats like rabid dogs in a vicious fight. I feel deeply sorry for the tribalis freny which posess people in our media houses. I am also surprised that literate men and women delight in fanning tribal hatred. These people pretend they are joking but believe me, what they are encouraging is what they deeply believe in. That is their tribal mentality.

  • Kudzidza kwevamwe hakumisi hudofo hwevamwe.kudzidza kwevamwe hakumisi veMasvingo kudya Harurwa.so stop talking about education.Tarisai mugadzirise hudofo hwakawanzika uhwo hwatazoziva nemafoni uyu lol

  • Mmmm Masvingo yatonetsa πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Masvingo ine vanhu Vakadzidza kwazvo .Ine vanhu vakapusa futi asi vakazungaira nekupusa vazhinji

  • Masvingo madii kungonyarara semurikuziva zvamuri

  • Pamwe harare yacho ndeye kumasvingo

  • Tribalism is the order of the day but its a shame to so called nehanda radio to mock the whole country like that.MASVINGO means ZIMBABWE.thats why u live in exile as zimbos makwerekwere n so on

  • No tribalism at all. Just some nice jokes as we serve our sentences in this wretched kingdom.

  • Kkkk

  • Wezhira akadya nduruuu

  • Nothing jokular about it ,like 93 year olds watching cartoons , real people don’t waste time and bundles on such silly things and even space on yr Facebook pages. There are lots of better things to discuss

  • Nehanda if u dnt have stories u better zip yo mouth rather thn posting childish staff

  • Thats kak

  • Mukwane admin

  • Wezhira huya uzvionereeee paita paimbeciles pano anozviti ndiwo vanhu chaivo hanz tobve Harare ndofunga havadhoti ini kana kut vanodhota mari

  • this Masvingo thing is becoming a nuisance and i dont see any fun in it,admin go to hell or go fuck ur mother

  • Am not from Masvingo but l hate it when Newspapers start stereotyping people. I once complained about the Chronicle stereotyping people from Nkayi too. This is utter rubbish. Will you please behave or you are just doing this for traffic

  • have been watching from a distance how this page indirectly contribute to sick tribalism last time it was bulawayo now masvingo jokes those are not jokes there are insults

  • Kkkkk unonyeba.

  • Is Nehanda Radio a real radio station?

  • Boiz nyaya yekungoti zvese zvakashata Masvingo siyanai nayo musaite pfungwa dzakadhakwa kudaro kunge vanhu vekuMasvingo

  • U can say it again n again Lloyd Chikari

  • You are sick upstairs

  • Let us be careful not to start something we will not be able to contain. Nehanda you are so irresponsible. Haven’t you read about the tribal genocide which occurred in Rwanda.

  • Wezhira wezhara

  • Mmmmposing on tje dunny just about tells you all you want to know about that part of Africa , Masvingo’s a sh..house

  • Adim kana usina nyaya enda undovata

  • U guys r mkng us famous..fr the wrong reasons..bt for thoz who dn knw Masvingo..thy r gonna luk t up & thy wl find out the truth

  • Masvingo yatora mukombe mwaka uno.

  • ?

  • Masvingo yakanyanya

  • Haha iMasvingo ipi iyoyo

  • to hell w ur posts admn

  • musangoti masvingo masvingo apa.

  • Ndo indiscplin iyoyo

  • I concur

  • If People starts their filthy jokes over masvingo ,i juss smile , think and ask myself ,ko iro zita rinonzi zimbabwe rakambobva nekupiko ? maybe ku mash east if its nt Masvingo Province My Home .

  • TRIBALISM yakutisemesa .ko vakabva kunana Malawi varikuzviti heee tobva mu Harare murikuvatii . there is nothing fun about tribalism .shame

  • jah neh….ko Nehanda yakutoshayawo kudai?

  • Yoooo masvingo yashamwa

  • Frank Tondo

  • Mashonaland yakazara foreigner vasingazivi kwavakabva thats y they are so jealous abt masvingo

  • Ko ukashora masvingo washora zimbabwe yese kusaziva kunonetsa

  • Who did this

  • Kkk mazimbabweans haapererrwe

  • I think its all.abt jokes handizvo

  • Kkkk Masvingo yajamuka enough is enough mazezuru anojairira

  • musatanyoko weNehanda Radio

  • I’m not from masvingo but zvimwe zvamunoita hazviite so. That’s not cool at all

  • Uchachiona nhasi iwe mheno hako

  • Tribalism, Regionalism being promoted like jokes. NO TO TRIBALISM

  • Vanhu vekuMasvingo hasha! Indava kugara makakoka kunge pfuti?

    Zvinhu zvekumahumbwe izvi ndizvo zvamunhaitire pfari nehasha?

    Tribalism yabva papi? Vanhu vepi musingasekwi nemi!

    Ana Wasu vakataurwa rusingaperi asi havana chavakabva.

    Kuvhunduka chati kwatara, mune katurikesu?
    .
    Panofara vamwe farai navo kwete kuzvitsaura.

    Mangwana bikaiwo renyu jeye kana rekuUMP muone kana zvakavashisa hope.

  • Mapose akanyanya aya

  • Why are karangas hated by other shonas? I always knew that they were despised because of their accent. However, over the years, this hate has spread to everything Masvingo!
    It’s pathetic

  • There’re worse challenges in the country than photo shoot poses. Are you people out of real news? 😑😑

  • Masvingo woyeeeeeh…..

  • MASVINGO MEANS ZIMBABWE IF YOU REALLY KNOW YOUR HISTORY. You can as well call Zimbabwe Pose. Dumb tribalistic imbecile of an editor

  • Hitler started as joke too,xenophobia starts as a joke find another hobby

  • Masvingo fuut haaa amana zvanyanya izviii ko chii chikumboitika masvingo

  • Kkkkkkkk

  • These people have got nothing to publish

  • Ini ndiri wekumasvingo, my question is, ko kusara kwedu kunokurwadzai papi? Ko imi vakaenda mberi chii chamuri kuita chinotifadza? Mune good pause pamapictures and muri mberi but chii chaita mushamisire? Tose tiri kutiza Zimbabwe yacho wani tichingorarama zvakafanana, ko imi makoshei manje, hamuite ndove inonhuwa sesu here? Hamufi here ndepapi pamunozvikoshesa napo imi mose munobva kusiri masvingo? Munomboiteiko zvinoshamisa nhai? Just need to know guys kuda zvamunoita zvinopinza sugar yabva kumasvingo mumba, nekudzinga macabage abva Harare mumba

  • Vanhu vekumasvingo makadhakwa sure ndaona comment irikuti harare yacho ndeyemasvingo kkkkkk murifoni dzekuchaya

  • handizi vekuma Masvingo zvangu but vetirikuita hazviratidzi kuti tirivanhu vakakwana

  • mukanditsvaka munondiwana proudly from Masvingo mugondidiii hapana and hapana futi

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • So like Masvingo πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚

  • tirii vnhu voooatina kana kisiyana dont knw kutibrain yakoo yeku posta shit iyo

  • This cancer must be stopped before it spreads . You were doing the same to the Ndebelez before . Retaliation is a mass . Nehanda Mother fuckers .

  • Kwanai harare inobva vana achimwene zvinhu zvikanaka ku Zim tokupisai chete itai zvenyu tokuzivai ndimi mozviti harare harare hooo mudhara wani anobva kwazvimba itai

  • Those jokes are XENOPHOBIC, i rest my case.

  • Tsvakai mabasa anambwa kuswerera zvisina basa nxaaa

  • U are creating a Rwanda

  • *WHEN GOING TO BED*

    *Harare*good night my love

    *Mutare*-SLEEP WELL HONEY

    *Bulawayo*-sweet dreams my all

    *Masvingo*- ukiye door,usakanganwe chemba

    Manga machinzwawo here ichi, chakanyanyaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚