For Zimbabwe by Zimbabweans

Chamisa asks Mnangagwa and Mphoko about Grace Mugabe’s statement on succession

Nelson Chamisa asks VP Mnangagwa and VP Mphoko about Grace Mugabe’s statement on succession – Zimbabwe parliament

  • I like mpoko response. The Shona question can not assume it has made sense to a ndebele responder.
    Milton
    Freedom

  • Nzou haitadze kufamba nekuti imbwa dza hukura

  • πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜œπŸ‘†πŸ‘πŸ‘Œ

  • He was avoiding the question because he is part of G40 formation.
    What should have done was to seek interpretation but He does understand the question entirely.

    • It was a good way or protesting, imagine if he spoke in Ndebele in parliament full of tribalist 🀣

    • He knows how to speak shona that l know but He wants to stay clean.

    • Kkkkk

    • Remember in Mberengwa they introduced him as mboko and he protested , mboko is a deep colloquial word in shona.

    • He understand and speak shona that guy. He was just avoiding.

  • Ndohudofo chamisa unobvunza zveku party mu parliament
    Zanu pf yakambobvunza zvemu mdc mu parliament hr
    Uite mushe ndosaka muchingorohwa pama elections

    • munhu waatobvunza uyo anonzi mnangagwa anogara akataura naChamisa zvekuMDC.follow live parly days ugoona kuti its nothing new between these two

    • Mbvunzo wacho maunzwa here mudhara or mabundles apera musati maona Vid yacho

    • If u listen again u will realise kuti abvunza zvehurumende kwete party !

    • Yes we need to know whatever that is happening muzanu bcoz u ar the ruling party iwe ndiwe dofo

    • Zvakataurwa mu parliament hre
      Mai mugabe is she a legislator?
      Imbwa dza morgan monetsa

    • Mai mugabe vaitaura zvine chekuita ne zanu pf not gvmnt

    • It’s not party issue the the president gonna be Zimbabwean president not zanu of. So it’s in the interest of rest of Zimbabweans for him to ask

    • Uri dofo saka
      Motogarira kunzwa zveku zanu pf mounza ku parliament
      Ndosaka pasina dvlpmnt ma mp e mdc kuita basa rekunotsvaga kune zanu pf gathering

    • usangomhanyira kuti ndoudofo tanga wawerenga wonzwisisa sando dzako chamisa

    • Ukawana mari wotenga data woteerera zvakare and carefully this time

    • Handitosweri.ndichiteerera bcoz kwakatotangira nyaya nemataurirwe azvakaitwa naamai ndozviziva

    • Kkkk hanzi Amai !

    • Luckymore Janaso, nyatsobuda pachena panyaya yembwa apa, usairova wakaviga mupini. Uri kureva kuti MP imbwa kune mutungamiri webato rake? Uri kuburitsa here pfungwa yekuti dare reparamende rakazara imbwa dzema president emapato adzo?

      Panyaya yebudiriro, what iwe ma MP eMDC haana budiriro, ungatiudzawo here bato rine maMP arikuita budiriro uye wobva watiudza kuti budiriro yacho ndeipi?

    • vana luck more parliament inofanira kutaura nezvei .pangava pakakanganiswa nedzaunoti imbwa dzeMDC ndepapi chaizvo

    • Luckmore janaso Asi urimwana wa grace tikwanire mbwa ndimai vako tanga waverenga wozotaura izvo coz uri Benzi hauziwe kna chinhu saka anotadza kuvhunza kuti zvaita sei tikwanire usatituma kutaura much about you Wanzwa go to hell

    • I think lackmore uridofo zvekere

      Nyaya yagrace and Zanu pf inokonzeresa kusamira zvakanaka munyika sekuti zanu in the acting government at the moment so kusawirirana kwavo kunoita kuti zvinhu zvisa fambe zvakanaka

      Lackmore can you visit your grade 1 teacher and ask for grade1 lessons

    • Luckmore nekuti lackmore zvakafanana hr
      Ndosaka ndati uri zidofo hapana zvauri kutaura

    • Lackmore I think you should go back to primary school coz you can’t even think

    • Welldigger

    • Ma elections anotaura kuti vanodyiwa ndeapi kwana imi vezanu Ndimi mbavha unodzvanyirira tibvirwe apa waguta kunyarwa

    • Wave kutokanganwa Amai vako Kumusha uko,uchiita Grace maiko nhai,idiot

    • Vanhu veZanu maakutotnetsa

    • Ana Janaso

    • Your days are numbered baba Luckmore… jus like your leaders u all know your lives are unpredictable after the oldman is gone… hamurarame pasina Zanu… #hokoyonenhamo

    • Luckmore unofunga nemazvo ko iye chamisa anobvunza zvemaparty mupaly anei nazvo ngaa join zanu pf kana achida kuziva nezvezanu pf hakudzingwi munhu hakusati kwavharwa madoor

  • Pwapwapwaaaa

  • Chamisa akanyanya

  • Wese anomhanyira kutuka haana chipenyu chekutaura. Tell us facts about the issue at hand that concerns us all than hurling shameful words at Chamisa.

  • ED MNANGAGWA hapana zvamunomuita

  • Asingazive kuti Chamisa muZanu chaiye ndiaani

  • how did they respond mpoko and lacoste

  • Pantha Joel Edwin Kaliwoh. Blaz vako Chamisa vatanga.

  • Hazviunzi chingwa nemagarine pampa pangu izvi

  • Hazviunzi chingwa nemagarine pampa pangu izvi

  • Kkkkkkkk chamisa tinha dzirwe kuumba mazamo wena

  • Kkkkkkkk chamisa tinha dzirwe kuumba mazamo wena

  • Mphoko was very very right. Chamisa wasn’t asking him that question in Shona.

  • Mphoko was very very right. Chamisa wasn’t asking him that question in Shona.

  • Chamisa nyaya yekuti achagara nhaka kuzanu pf ndiani haisi nyaya yekushaira hope kumdc ndeye kuzanu pf ubvunze mibvunzo inobatsira nyika kwete kuswera uchibvunza zvisinei newe munokundwa kuma elections nekusada kufunga

  • Kkkkkk

  • They wanted to avoid him from asking but he told them point blank that they must read the law pwaaaaa

  • Kudos to Hon Chamisa coz this tirade will affect the day to day running of Government.

  • apa mazanu marwadziwa nhai kkkkkkkkkkk tiri kukuonai kurwisana kwenyu henyu mucharatidza zvenyu zvamuri ipapa pabhobho apa kkkkkkkk bhobho uyu uyu bhobho rwendo rwuno ndibhobho kkkkkkkkkk

  • Ko kutya. Kuna madam speaker na VP Munangangwa I felt sorry for those two.

  • Was it Chamisa or Maridadi?