For Zimbabwe by Zimbabweans

Mai Alice chiyi chauri kuita – Hubby catches wife with boyfriend on farm – VIDEO

Mai Alice chiyi chauri kuita – Hubby catches wife with boyfriend on farm – VIDEO

  • IYE ANOVABVUNZIREI ZVAVARI KUITA ACHIZVIONA? Chikomba chingaitei ???

    • Kkkkk type inobvunza kt kur kunaya here

    • Kkkkk aaah nhasi ndazosekawo

    • true varume vanozviita kubvunza those silly questions compared to ladies. Mukadzi akaona zvaaona hatambise nguva kubvunza zvisina basa she simply cry kkkkkk

    • Vry normal,its a rhetoric question ,no one will answer that,,eg a close relative dies someone may ask ,,nhai mwari madarirei?

  • Kkkkkkk

  • Kkkkkkkkkkkk

  • Boyfriend yakaitwa kafiramberi hey. I believe that ladies are dominating the number of men in the world, but one still envy sleeping with someone’s wife. It’s sad hey. Kumabhawa variko vana sisi Madube naana Beauty vanongoda $3 or R30 chete.

  • Vakadzi vatobvuta rekeni havasi kumira

  • But pakarohwa mbiti, kutota ropa

  • Iuiii muchinda uyo anenge arohwa chaizvo..arikutotadza kutaura chaiko. Pakaipa

  • akavabata here or vakazvibatisa

  • Uyu anodashura kwete zvaNgoni

  • Kkkkkk chikiti chavekukuvadzisa mmmmm hahahaha

  • uyo arikunofa uyo

  • Dzawe bhoo idzo handione dzichihura zve

  • Nehanda dnt hv a whatsapp group titore ma video?

  • Ko mukadzi wacho akaitwa sei ?

  • As long wakawana asiri virgin gara waziva kuti you are sharing.Ko nderakeka

    • Chero iye virgin munoshare hazvina mugoni izvi

    • Even a virgin can still sleep around after you have broken her virginity๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

    • Iwe uri chii first of all?Virgin or zitye??

    • Ndiri mvana

    • Phiri virginity hainei nechihure unofunga anotadza kuhura nekut akawanikwa arivirgin bambo ndimi murikuhurirwa makazoodza pfungwa munhu wese akazvarwa arivirgin hunhu hwakazomugara ndohwaipa vakawanda vacho ndiwaya mavirgin pamwe asitorivirgin arinani akuziva yaanoda akazvipira kut ndakuda kugadzikana mavirgin akuchitangidza manje kutamba amumba mako imomo nekut haana kubvira atamba humhandara ndikatarira virgin kut unoiwana kumazera api ndoona kut vazhinji vakutambira humhandara kana hujaya mumba

    • Wangumwana akatoroora asiri virgin zvitorinani chandinongoda kut avemutano nekut atamba aguta akuziva zvakanaka azvipira kut paveeeeese asarudza mwana wangu adzikana virgin handitode kuda kunyepera vanhu kudzikama uchizohura wamumba mangu nekut takutruster kut anga ari virgin wochinatsohura murume achimurambira kut ndakamuwana arivirgin sekuru vangu vakambodaro vanhu vakazoita kusender maphotos ake nechikomba varinaked pafamily grup vakachema misodzi vakangot ndakamuwana arivirgin mai——

    • I don’t agree with u Phiri

    • U r as good insulting Ladies.

    • Chihure hachina kuti virgin or not. King Mswati married virgins but two of his virgin wives cheated on him with his bodyguards and another one with a minister.

    • Iwe wakawana virgin here or zveuvirgin unongonzwawo zvichitairwa ,pamwe hautozivi zvinoreva virgin

    • Mirie bvunza hako haatozivi kuti hunobreakwa sei shem

    • At least your mum is a virgin kkkkkkkkkk

    • Kkk chimuregai kusaziva rufu ndatomunzwira tsitsi

    • K kkk zvekuti virgin hazvina basa wangu kkk vanongohura vanhu ava. Wakanyeperwa, ndipe number dzewako kana wakumuwana ari virgin tione kuti anojamuka here

    • Asi makaroora mazitye here boys dzangu??Mukatotinha mombe??

    • ๐Ÿ˜†๐Ÿ˜†๐Ÿ˜†

    • Phiri have a point guys, wataura chokwadi Phiri

    • Kana munhu akatadza kuteerera baba,amai namwari wake angazoteererawo iwewe?Ndiri kutaura semunhu akakwira vakadzi vevanhu vakati wandei including waLandlord

  • Zvino mai Alice vogarira kadoya kababa Alice here?

  • Tinashe King Jaji yohwe ๐Ÿ˜ฐ๐Ÿ˜ฐ๐Ÿ˜ฐ

  • Chii Chakuitavakadzi varimudzimba kuhura vana baba havachagna he re dzokerai pakarepaye vanababa yoo

  • Munozonyanyawo varume kutiita makeyblokers January to December murume usingauye kumba wofunga panodya support here apa.for yr own information varume mkabata vakadzi nezvikomba ingoudza mumwe wako kuti thanks waindichengetera zvinhu zvangu ndadzoka nw tambira kure bcs isu vakadzi once matisiya for long time tiri kuzotohura hatiregi fulstop

    • Shame

    • Lovemore varume munogara nemagaalfrends kwese kwamaenda ini ndini ndonzi usaite chikomba zvatotanga so TAJAMUKA

    • usataurire vakadzi vese ita iti ini ndichahura. full stop. and usati varume cz hauzive Vese if u had a bad relationship nemurume one usati varume vese waiziya.

    • Nicholas two means many sorry if i offended yu bt ichokwadi chandataura.my relationship was gud it’s only that he is no more on earth.

    • im sorry for yo loss my sister. well if yo relationship was gud that means there are still gud guys out there u see yo man was good and i believe so are u ndingokumbira chete kuti dnt limit the goodness in some guys cz u have heard or seen something.

    • memory Sando dzako tanzwa kuhurirwa mudzimba umu tichinzi sorry hatizvipamhi.ngavagamuchire sory iyo.shiri yabvuta rekeni.tajamuka

    • Memo advice yako yakanaka asi inorovesa big time

    • Kkkkkkkkkkkkkkkkk kurova ani manje

    • Ungati chii iwe usina murume wacho

    • Saka ukujamukira munhu akafa.

    • Ndikujamukira iwewe

    • well said memory

    • zvimwe zvinhu zvinopedza power!

    • Hatibate marutso isu

    • SANDO DZAKO MEMORY KUTI KUNOBIKIRWA BOTA

  • Why did he beat chikomba achisiya hure rake remumba. Ndozcinotaridza kusakwana. It only shows anomuregerera soon after this mukadzi pfambi uyu

  • Head injuries and bleeding need medical attention as a matter of urgency.

  • Adultery is adultery . There is no justification whatsoever of doing what the two did. Marriage is not a prison in the middle.of an ocean. If you are no longer interested in your partner ,come out in the open and leave and enjoy your new found love. Its fortunate that the two are actually alive .We have read about deaths related.to these issues. . Mukadzi wemumwe chipembere chekumutsirwa. One.day munobatwa .Zvino mbonje idzo unozotsanangurira vazukuru kuti ndeyei? Leaving your.people a legacy of Chipfambi. We can.do better hama

  • El Vee Tek Prosper Ngomashi

  • Kkk pakaipa Farie Xavi Matz

  • Amama,,,kutorova nyoro hake

  • Team iyo igora kunyepedzera kufema kunge varikuda kufenda kuti varegererwe๐Ÿ˜œ๐Ÿ˜‚

    • ๐Ÿค”vapinda pa tight, the devil is there to steal, kill and destroy. Two families have been destroyed and relations broken. Let the word of God lead

    • ๐Ÿ™๐Ÿป

  • What an idiot. Beating chikomba will not stop your wife from looking outside your marriage for affection. You need to address the root cause of this cheating. Maybe you are neglecting her and not giving her enough vitamin D. Or maybe she revenging on your own cheating on her. If there is no more love in that marriage just dissolve it otherwise ucharwa nevarume vese vemuZimbabwe one after another wavabatikidza vachikukwirira hure rako iroro.

    • So are u condoning what the wife did??

    • Nonsense.. You want to justify adulterous acts.. For better or for worse.. Regardless of the issue adultery is no excuse..

    • its true.kwesha mukadzi anzwe parere moyo

    • Ndizvozvo. Arikurova chikomba kuti chiri better in bed than him aridahwa.

    • Dhongi neMbizi (zebra) zvakafanana zvokuti hapana kana chinhu one chakasiyana…nyaya iripo zebra is clever and active asi dhongi idununu zvaro kupfava kunge cotton ende ndosaka richigara pamba…..mukachiva kunaka uko muchida maZebra kuisa pamba muchabaiwa nekushanyirwa nemaTourists.

    • Reuben vaudze havadi chokwadi shoko harivhikwi vazvinzwa thanks hako

    • Mashoko makukutu kubva kuna mukoma reuben

    • Charly ๐Ÿ˜†

    • Women are just like that you are preaching an old adage that the woman is lacking something of which its not true. She can do that without lacking anything just adventure. To him she might be actually saying im tired, tired of what? Of that guy

  • Chipfambi chakashata. Musha watoparara apa. Muchinda uyo arohwa zvakaipa nenyaya yekuchachura poto isiri yake. We hope haafe coz the law matrixes can be intricate in the event of his death. Varova vacho vanogona kuita ‘mufakose’ vakanofira mujeri futi. I empathise with the kids sired by mai nababa Alice. I do not condone what that injured dude didi but “A man cannot get another man’s cookies unless his woman opens the cookie jar for him”.

  • Have we really become this adulterous though, what is happening to our morals that Zimbos are proud of or it was happening but there was no social media back then

  • Hapana justification apa.. Adultery is adultery regardless of their differences.. If you no longer want chigotaura ka! But one day you will face your vows before the maker.. Nxa stupid woman!!

  • There is no justification to adultery.

  • Pakaipa

  • Funny we pass all these comments good. As if all here are perfect and have no sin at all. Still casting the stone on such and yet some of us here have sinned.

    • We sin with the unmarried not mukadzi wemunhu. Imagine all the sacrifices dzaunoitira mukadzi wako rimwe bonga rouya robvisa bhurugwa rake. Shit mhani

  • Maone pakaipa

  • Pakaipa

  • Mukadzi wemumwe chipembere chekumutsirwa…… Copied from a post! Dzango mbonje dzega dzega. Adam and Eve vakatiparira!

  • no need to beat up the guy cz pamwe takawanda taisvira ipapo. ngaapedzerane nemkadzi wake

    • Unenge waita hasha ukaona kunhu aita ma guts wekutorara pa bed pako nemukadzi wako futy

    • Saka iwe wakanaka ndikadiwa newako handitye kubatwa coz haundirove

    • thers no point unoti garai maenda mese

  • Pakaipa

  • Kashoka keshuro kane makuva pasi

  • No 1is perfect kana painesati ambotadza toradombo utake mudzimai wawaona achifeva jesu anonaro mushoko rake dzvene ini ndinoti dai akangobata mukadzi wake akaenda naye kuvabereki vake onopereka kana achida kudzorerwa masenzi ake vongotaurirana nekut zvinonzi mudzimai anorambirwa hupombwe chete zvekuswerorwa izvo haaaaa zvakasara kaaaaaaare tisat taziva mwari

  • Dai warova Mai Alice vako ndizvo varikubayisa.Uyo murume dd nt rape akapihwa feya feya

  • Asi hakuchina zvinhu zvekuita kuzim people cheating .spend much time vachiita zve koi koi

  • But why fighting

  • Harare yanetsa pakuhura ๐Ÿ™ˆ๐Ÿ™ˆ

  • Please make sure you give attention to your woman not kugara uri busy and away all the time….plus muhunu ngakwirwe pabonde too bad to get her satisfied she will never want any man futi.
    Communication is key kuti communication yepa app kana pa fb won’t make your relationship last.

    I Repeat sex your woman too bad everyday if possible and satisfy her well!!!

  • what do u expect mupurazi, mupurazi yese yese inongotambika, ukagona kudriver tractor, kusunga mombe kuchovha bhasikoro usinankubatirira wobva watozoita cellular phone inoenda pawhatsapp mababe haupedzi

  • Edina Hawadi Tafadzwa Agatha Mabvura vamwe avo mavaona here

  • Varume vakukoshesa kutsvaga mari tsvee zvevakatorera vana vevanhu kumisha yavo mhedzisiro kuhurorwa navo vana maiAlice

  • Sorry tsano

  • Saka akarovereyi chikomba?

  • Mbiti ngaitsve

  • Kkkk

  • Haasi marabha here uyo kkk

  • Akatotadza ukawana mukadzi well achisvirwa iwe svira murume iyeye kunhata mukadzi wako achiona varipo varume vanotoda vakadzi varidzi ini ikasvira vangu ndinokisvira mukosho wako

  • Yaas neh

  • Ripisa kana warwadziwa ndotsika dzaingoitwa kare ayas wobva wasiya pfambi yacho

  • That guy was beaten badly his breathing shows he is on his way out and he will be in prison for attempted murder or murder after your wife was fucked

  • Ma1 asi mukadzi anofanirwa kurova pasi.

  • Kunzwisa Tsitsi senge pakafiwa but munotiregerera madzimai

  • If l caught chero ndirini apa ndimboisa mutemo mumaoko angu, mface ndokupa size mai mwana muroad.

  • Why posting all this on social platform,this should be domestic issue ,imagine how the couple s children will suffer for years to come bec of their mother s actions. Pple will always remind those children about this vedio even when they are old,think before you act

  • This is now a trend in our society, many married women are eager to taste something outside marriage. They don’t consider the consequences of that adulterous behaviour, what they need is only immediate satisfaction of their selfish desires. Kana abatwa unoona ongoti boi boi maziso kunge bonga rabatwa muchirugwi chehuku, that’s when she began to see reality, vamwe paruzvino vave kudzifunga dzimba dzavo dzavakaparadza, and once chikomba chaziva kuti warambwa nemurume naichowo chave kukusema like a used tissue…

  • ndokumbirawo ane video yacho anditumirewo pawhatsapp yangu, my device is refusing to download

  • The dude must be arrested for attempted murder. Ungada kuuraya mwana wevanhu nekuda kwehure.

  • I think this abuse to woman should stop. Women are tormented, beaten, abused, humiliated and illtreated when they are found cheating, but when men cheats its called normal??? No this should stop. No cheating is holy. Cheating is cheating either it’s from men or women. We all human, made of blood in veins, we all have feelings, we all have emotions. How many women are being abused daily and we as a society do what when a men cheats? Tell the woman to hold on, stay for their kids, pray, give all the comforts and say that that what men do. C’Mon we are just promoting women abuse and men’s cheatings. When women cheats please advise that men to pray and fast for their marriages too

  • Tambaimushe

  • Munokuvadzana

  • Fire her

  • Ane vedio nipeiwo 0717587391

  • Mmmm kuzorova munhu kudaro ukaona munhu achi cheater means haavhakuda so why stick around

  • Huya uone Alficha Marques