For Zimbabwe by Zimbabweans

WATCH – Zim man Ngoni who catches wife with another man finally finds out WHY or does he?

  • Fake news. 2 different pple

  • Murume uyu ndamufarira ngazviitwe kuvharidzira Satan mumba nekuti ndizvo zvinozo pindika mangwana kuita nyoka
    Mukoma mukadzi uyu ibvai masiya

  • Kkkķkkkk male version of Olinda

  • Akadyiswa uyu anotoda help guys musamushore mukadzi imbudzi siyana nembudzi bhururu muchero wemusango uyo

  • Delete the wife

  • Jehovah tibatsirei

  • Akadyiswa

  • Kkkkkkkkk sorry to laugh bt l work in a salon n ibhodwe labafazi and all e powder stuff is being bought by women to use it mu bedroom mavo fr sex

  • Anyone who wanna confirm get in hre by copa cabana in any salon and ask fr magetsi and its e stuff tht they wil show u its 100% harmless

    • Is it part of the cure to use it with out hubby’s knowledge

    • Alot of them use it without telling their partners and they keep on buying more cz they say their partners enjoyed e sex

    • And e powder stuff they drink it and e black stuff they chew it

    • Roy Tinashe Lord! That’s working out somebody. Better tell them so that they get well prepared to race the doped mare

    • I guess t depends w e communication between e couple

  • Saka mishonga ayidii, ayishandisa nani, why send for that particular bag and not others, wayigarepi iwe murume zvakadayi zvichigara mumba mako. I believe the guy was leaving far from home and the wife was a prostitute

  • Vakadzi vevanhu varikuhura kudarika masingle ndatenda hangu Precious Nyasha Chifamba Hazy Nyari M Amai Tina Mugariri Raynadine Mutigwa Maphosa Wenharo WaMai Thomas Fay Chin ndokwayave yanaNyasha

  • heyiii

  • Kill the wife

  • Usafurirwe nevanhu kuuraya mukadzi unofira mujeri zvako iwe atosara achienderera mberi nechihure chake musiye chete

  • Eish abafazi

  • Benzi inongwe hana moto saka kutsvagirwa mishonga

  • maromo anenge bhutsu, hauna nyaya iwe

  • Sorry wangu wakangoitawo munyama now I can see wy wakashaya simba rekurova pawakabata mkadzi wako aine chikomba,mkadzi wako imbwa chaiyo inokwirwa nedzimwe dzine sick nezvimbwa mupengo futi,bt pliz chisiyana nemunhu uyu muroyi uyu even poison anokuisira

    • ummmmmm mamwe maadvice anopa munhu kuzvisungirira kkkkkk rudo rwagara rwonetsa

  • siyana naye uyo u deserve sm1 bettr.chero pawakamubata nemumwe murume wakataura naye semunhu chaiye u r a cul man

  • Ian Douglas Smith

    Blaz gara nemukadzi wako usa pihwe mazano nevanhu vanopunza musha wako.just listern to your heart and do what it tells you.