For Zimbabwe by Zimbabweans

Prophet Magaya exposes a conwoman LIVE in church

Sign up to receive VIDEO alerts

Enter your email address:

Delivered by FeedBurner

  • what about the conman in him.

  • ho asi zvimwe zvinhu so

  • #Brooks prove it if he is a conman.

  • Prove it if he is not

  • Nxa

  • Actor

  • Some people get paid for all these games so that people think it true. Any way I don’t know about this, but I have seen this happening. I m sure those who are employ to be playing such tricks, will one day stop and repaint, for the kingdom of heaven is near than before

    • Taura hako shaa

    • You are lying.

    • Yes they must repaint their hearts clean as a way of repentance.

    • Yes Victor l have witnessed this with my own eyes

    • MaZimbabwe,everything done by a prophet kwauri kunyepa chete,kusvika wafa not believing,do u think he pay someone to this,tendeukai mhani,vana Tomas whn are u going to believe

    • Magaya is not a prophet he is a con artist wake up and smell the coffee

    • une proof ere yekuti i conman. Ukungofungidzira . Mafungidziro aunoita ndoanoitawo vanomutevera. Usazvinetsa hako.

    • And it’s mainly women who are used to do these dirty jobs. Such a shame!

    • nxaa who wants to be paid kunyadziswa kudaro?saka ma conwoman and men havako here?so havafaniri kutendeuka ba,regai vanhu vatendeuke plz,

    • You are a witness and I am also a witness kuti haisi fake.

    • Amen

    • Who can define a prophet among you idiots

    • kkkkkk pane yakandinakidza,pane prophet vakati maporofita eku masowe uses marine spirits,ndakazonzwa zvangu umwe mukweguru weku masowe achiti it was prophesied many years back pasowe kuti someone will come achataura the same zvakataurwa na papa…………..saka mubvunzo wangu urikuti did u register to vote next year,??

    • Saka mupirofita wamunozotenda ndiyani muchafa ne nhamo nemazidhimoni enyu iwayo anokuudzai kt every prophet ndewe fake Saka imi venyu vefake ndevapi chitiudzai inini handipinde kwamagaya bt I hate vanhu vanongorutsa kutaura ko kunyarara unobvei kana usina comment

  • Iye ndiye tsotsi .Will expose him one day

  • Matsotsi anozivana…..

  • Conman exposing another con woman

  • Ma drama ayo kutsvaga mari pa town

  • Zvekutsvaga macustorma zvo

    • Ndovacha tswaga ma customwer here ava the whole world knows him already

    • Hatitsvage ma customers ku PhD sorry hako

    • Kkkkk tete imi ndimi munotsvaga macustomer kubhawa hahahaha,kwete maprophets awa,God bring people to them,thts their calling

    • Lenox ndiwe customer yangu yekubhawa imwe yandichatsvaga ndeipi iwe uriwe unonditenga daily

  • Conman exposes a conwoman !

  • Mbavha iyi inondibhowa

  • Iwe magaya utikubirawo vanhu murimese muvhirongwa

  • MUPHD HATIDU MBAVHA YADAH CONNECT ZVAZVINHU KO WOTIDII VANA VEYADAH

  • what pple know they destroy and what they don’t know they call Names!

  • Jesu ndiye mambo kwete Magaya namatai mwari kudenga kwete kuti phd what what zvazvinhu Magaya hatomboziva kwamunoenda kana mafa hakuna denga re phd

    • Unorwadziwa ne PHD namata kwako ikoko.You don’t qualify to tell us how we should WORSHIP.

    • kune re Roma kana Lutheran here chitiudza iwe

    • Saka mufundisi wako kwaunonamata ndiye anoziva kwauchaenda iwe,that is kana uchienda ku Church kwacho,otherwise you are one of the anti Christ who make noise

    • True kevin magaya s just a bogus prophet

    • Farai Raison Gwaringa handinamate mfundisi ndonamata mwari arikudenga

    • Shakespear Madzima Zhou denga rimwe revanonamata mwari vachiita kuda kwake

    • Farai Raison Gwaringa handinei ne Phd moto wema tissue zvichapera hazvo shoko ramwari rakataura kare kare kuti vanemeso asi havaone vane nzeve asi havanzwe rikati zve vachauya vachati gomo ibva harare enda wedza richienda asi vanenge vasiri vekwa mwari masaramusi chete kutaura kwe chiporofiti chakare kare chinondirwadza kufa kwevanhu vasati vaziva chokwadi vachinyeperwa nevanoshava neshoko ramwari

    • Handisi pakurwa nevanhu kundituka kana taurisa hakushandure chinhu anoziva kunoenda mweya yevanhu ndimwari pachake akasika denga nepasi Magaya hachisi chinhu arikutonamatirawo denga rake asi akasabamata mwari haariwane

    • Mhazi munenge mavekurasika .uyu munhu akabvuma ega pachena kuti akabira vanhu mari.Prophet havana kumumanikidza kana kuvhundutsira .ini ndaivepo muchurch musi uyu .zvino imi munoda kuita gweta papi.

    • Mutauto M Mutauto ndepapi pandarasika?

  • Izaya 55:1 ngatinzweyi zvizere apo

  • Matsotsi haagerane!

  • Stage managed! Playing games with people’s minds.

  • Iron sharpens iron

  • Hapana ane proof yekut Prophet Magaya he z coman that woman proof iripo and she admit kut she was doing wrong so y pipo muchitsvaka zvisipo muchisiya zviripa chena ad surprisely mese mukuita against prophet munozviti ma Christian so na nhasi hamusati masangana ne verse inoti don’t judge here or u are paid kutaura kwamusina kuswera if u don’t blv zvinoita prophet better kusiyana nazvo kwete kuda kuziva ziva sry if panewandatuka

    • You can say that again 😎

    • Iye wenyu prophet zvaishora wani mapositori achiwawata zvisina basa, maidi kumuudza the same message kuti don’t judge. Tibvireipo apo.

    • MBIRI KUNA JESU

    • if thts the case dont judge homosexuals, adulterers etc coz verse yakati dont judge….haina kuti man of God chete

    • Kubvuma verbally azvina meaning …wat if ukabvuma nhema

    • ko kana akabhadharwa who knows me i dont believe it

    • Starvo dnt wast your ink uchinetsana nevana Satan Ava,Satan will never say thanks in life,godo godo ndiro rinouraya maZimbabwe,God gave u prophets and u must celebrate nekurangarirwa kwakadai not kungo commenter nonsense everytime,tendaiwo zvakanaka zvinoitwa nevamwe

    • If u read yo bible zvakAnaka u wl undestand kut man of God ukava judge chii chinoitika unless usingAriverenge haunganzwisise

    • Mbavha inototyawo kubirwa nxah

    • proof yatinayo ndiwe urikuradza kuti you have been conned by Magaya to the extend of just defending him as if without him you cant survive. jesus is the lord not a mere mortal men. if you could put up that effort in defense of jesus’ mission we be pleased to have a candidate to heaven. it seems most people who are following these papas they dont see that they are just being mislead. your papas should show you the way to christ not them. it was written he must be exalted and no other why all these magaya what nonsence. I just encourage you brother to grow in the knowledge of christ not the papas of these world. you have a very big task my dear if love your papa as from this our you are commissioned to preach repetance to him. you must tell him to you and your like mindedthe way to christ and how to be christ-like. the good thing is he knows the truth just like his father.(devil). but just enjoys the world. it is written even the elect shall be decived. beware of con-artist my dear. you love him but just give ear to the truth.

    • God dsnt even care shamwari how many pipo out there are atheists vanototaura shit zvekuti unoita kunge uchamupa mbama but mwari anovasiya vakadaro otherwise angatopedza nyika yeseka coz pane sm1 ataura smethng abt a pastor or prophet smewhere. he has got bigger thngs on His plate

  • Uyo anozviti phibion madakuchekwa atori kumwedzi hake

  • Inga isu we exposed magaya kuti he is a conman wani …why didn’t yu write about that

  • Prophet is too rich to be a conman.that woman I know her n I have proof zitsotsi.fraudster.my Prophet is a hard worker.farming mining aviation plus many more alongside partners. Africans learn to celebrate one another. After all if wat u think ppl are paid to act that’s foolishness.that woman was caught several tym n forgiven without being exposed. She was exoposed because she kips duping ppl money hiding in Church whilst a sangoma.Yadah kusvika ndafa.

    • Pauchafa uchavigwa parupasa ndopauchaona kuti magaya imbavha

    • Prophet vane ma farming mining aviation and many more, ko iwe unei so far? Dololo

    • His prophet lol haaas gore iroro

    • In this whole speech there isn’t God. Mbiri to Magaya. Itai mega.

    • kkkk im here fo comments

    • Kkkkkkk kusamuda nekumuda prophet wacho haadye kumba kwako,u will comment rubbish abt him,but tht doesn’t kill him.

    • Your prophet is rich because of fools like yourself. Collecting over USD$150 000 per service will make him rich richer richest while a Dololo like yourself will stay in grinding poverty the rest.of your life.

    • kkkkkkkkkkkkk

    • Uchida usingade kurwadziwa chero kudii.Nzou haitadziswe kufamba nekuhukura kwembwanana.Mwari WA Prophet WMagaya is a living God. Nobody meet his true anointed servant n remain the same.m a billionaire my self. Phd true sons n daughters none is poor. Like father like son. Mbiri kuna Jesu. PWM a true faithfull servant of Original God.

    • M a living testimony myself.So nothing nehanda radio. U can say can dilute my love for PhD n my Prophet. In fact Godo iroro rotondiwedzera Kuda Phd.mbiri kuna Jesu

    • zvichemo zvakaiswa mu bag hwfa

    • All answered

  • Stage managed

    • Very true. Akatobhadharwa mukadzi iyeye namagaya

    • Stage managed for what reason.Tell us

    • stage managed how

    • stage managed how

    • Asking silly questions guys . We all know what happens in those fake churches

    • Kkkkkk Bba Vee

    • Aiwaka Baba Vee musati silly questions, pindurai zvabvunzwa nevanhu coz if you give your fact, opinion or judgement you must support it without that its meaningless

    • Am not here to debate anyone. That above is my opinion which am entitled to . Good day vana vapapa not God

    • Farai Raison Gwaringa for business purposes

    • Magaya must go to the hospitals theres a lot of sick people they need help

    • stage managing to get mo fools

    • indeed that was stage managed

    • Taura zvako. Magaya arikuita basa rekudya mari dzevanhu and now he is using this woman to cover chitsotsi chake.

    • kkkkkkkkkkkk

  • Kkkkkkkk chinamato chenyu chiripapi munongoswero taura nezvamagaya makutoziva zvamagaya kupfuura maverses emubible kkkkk vanhu munobdinakidza iwe kana uchinamata zvechokwadi ko unopedzerei nguva yako uchitarirasa zvausinei nazvo mongouta basa rekutsvaga panenyaya dzamagaya chete bible unoverenga nguvai

  • SHE IS EMPLOYED FOR TRICKS. THEY KNOW EACH OTHER.

  • Matthew 7:15 beware of false prophets who comes to you in ships clothing but inwardly are ravenous wolves.

    • Beware of earthly fake Judges,who takes the position of God to determine who is false and who is genuine.

    • Kkkk good answer Raison,Dai Ari mukoma wake achifara,but becouz its someone,anotsvaga verse raasingagoni kuturukira zvakanaka hahahaha,hei machristu anegodo kudai aaaaa kusanyara

    • John angoposter a true genuine verse from the bible, now maYadah makuuya muchiti maChristu anegodo hee kusanyara. I’m lost…

    • Tru

  • Its 50/50 apa papa. Mukadzi uyo ari kudya mari nezita rako and newevo uri kudya mari nezita raJesu apa uchitengesera vanhu cooking oil uchiti annoiting oil.

  • ungaregerera munhu and then expose her at the same time? What forgveness is that?

  • Marketing strategy well done magaya.

  • Iwe nehanda radio usiyane naprophet magaya kanawashayanyaya yekunyora varacompany yako usatambe nemunu wamwari man of god baba vendu atindi navo uchasvotwa kusvika mati

  • matthew 23:9

  • Conwoman vs Conman (Magaya)

  • I can’t buy this

  • I now believe when it is said hatred destroys the hater, l believe that lady was exposed so that people would be alert and take caution however some people vanongoda kuramba chokwadi chakayanikwa pachena vachiti stage managed wait until you are conned or if your relative is conned then you shall know its true.

    • Amen

    • Imi vakuru ini. Learn to read in between the lines. Magaya is squandering people’s money faking to get them jobs and people are complaining kuti arikuvatsotsa and demanding their money back, so the only way to cover his back was to use that woman kunge ndiye arikudya mari dzevanhu. Can’t you open your eyes and see here. Vari mudhiri vese nemukadzi uyu.

  • hmmmmm hmmmmmm

  • These people are paid to act then fools will believe its real

  • Stage managed to attract customers , someone z saying the prophet is rich yes he’s but how did he became rich? Answer z simple, by luring clients using different tricks.

  • Zvakaipa zvazvichiitwa nemukadzi uyo Prophet vakagona chaiko Yadah kusvika ndafa

  • Jesus loves sinners,not sin.He does not expose their behavior but works to transform their characters and attitudes.Magayas motives are displaced.He wants pple to apploud him for discerning the hidden lives of pple not to help them change so they can see God.At the end of it,its him,not God.

  • Fake

  • Bogus prophet Zimbabweans wake up

  • widzo usakumbira sorry hauna kutuka wapinda nemuchokwadi vanhu vanofarira kungojaja munhu

  • That woman was a conwoman but Magaya is still conning people

  • Magaya anodii kumboenda kuJairos jiri kune zvirema tione mbiri yake pane kutora vanhu vanonyepera kusaona kana kuuya kuPhd varimuWheelchair otherwise dat guy s fake arikutamba Mwari

    • God hve mercy …..ngiyakuzwelaa

    • Chipatara hachifambire murwere
      Wakamborwara Hama dzako dzika dana hospital ikauya kumba kwenyu
      Jesus chaiye aifamba ne nzira and vanhu ndivo vaiuya kwaari nevarwere read your bible zvakanakisisa
      Kutoti Jairos Jiri yatova imba yemunhu private property hasiyana netoilet yepamusika inopindwa neada achiita zvaanoda
      Iwe enda kuJairos Jiri uvatore uuye navo pazindoga On Wednesday na 6pm and i will refund you transport money yawashandisa in the name of Jesus
      Some of those people kuJairos Jiri have physical problems not spiritual
      Come to PHD we have a photo gallery evakabatsirwa ne ma artificial limps its nlt new to Prophet Magaya
      But secret yaisingazive who ever is running those disabled peoples homes arikutodyawo madonations aarikuwana anotopemha using them saka iwe ukati ukuda kuvabvisa ipapo do you think vanokutendera

    • ndinindadaro magaya s just a bogus prophet conman

    • ndiudzewo asiri conman. Auna kana chi but unopedza nguwa yako uchiti nhingi i conman. Mwari haasi benzi ane makore mangani ne ministry yake. Week in and out unona pakadzara vamhu. Iwe ndiwe unoona chaizvo.

    • ndiudzewo asiri conman. Auna kana chi but unopedza nguwa yako uchiti nhingi i conman. Mwari haasi benzi ane makore mangani ne ministry yake. Week in and out unona pakadzara vamhu. Iwe ndiwe unoona chaizvo.

    • Ndini ndadaro dat guy s pure Satanic

    • wava kutaura rough taurai zvamagaya siyai zvekwa Jiri

    • Hapana rough apa but hamudi kunzwa chokwadi,magaya akaratidza kuti muZimbabwe mune vanhu vakadzungaira chaiko chaiko kuzengeira zvituta zvavanhu zvaakaenda nezvichemo kuIsrael mubag chii chakachinja muhupenyu hwako since abva kuIsrael kkkkkk

    • Chenjerai i give you the benefit of the doubt prove your arguments with a tangible evidence or just open a fraudulent case against him because u speaking with boldness if not you just a player hate just give credit to one who does good stop kusimudza hapwa saying things that are not there buys Prophet Magaya this.
      We shifting levels negodo rengu
      Yadah housing project
      Yadah connect
      Farming /mining
      Now Yadah Airlines
      Iwe uchingoti conman conman unechiiyi chawaitirawo nyika or your community?
      How may kids are in various school levels because of him
      He donates to every sporting fraternity kusimudzira the talents of the boy or girl child he knows academics are not the only thing that one can get employed upon but sport is also a job
      Messi, Ronaldo
      Usain bolt has millions but he made them on the track in a total of less 5mins.
      Hauna munyati una prophet Magaya saka you are bitter with what He is Achieving ne PHD family

    • kkkkk Chenje une pamuromo

    • Tatenda T Chidanika ndini ndadaro mukamuona magaya mumuudze kuti hanzi neni urimbavha

    • kkkkk Chidanika,u will shift levels and levels and go as high as much but kana ari false prophet kudonha kwacho kuchava nemutsindo,who said false prophets can not do positive things wn the devil himself is healing and making pple rich??if ur his follower u better stay away from social media and concentrate on those levels amurikukwira nawo coz for sure if he is fake muchadonha mese zvinemutsindo.
      dont quote me wrong handina kuti he is a false prophet

    • Kkkkkkk

    • Ndazviziva kuti uchatukwa zvangu Chenje kkkk

    • Kkkk Evangelist T Zvirikure taurai zvenyu ndanga ndichitozviziva but chokuita hapana ndini ndadaro

    • PHD Ministries is and its not a community or branch church ine macell groups all over the world our Facebook page is to share activities happening our you tube channel Yadah tv is for bringing closer those who are distanced
      Ne magnitude of the PHD numbers and what our father is doing it is the journalist ana radio nehanda that a taking zvaitika on a live service and post on there pages as they see fit.
      Purpose of a news radio tv channel is to show or educate society from the eye of the report and his bosses akaona iri worth saving they public but they also have laws that governs how they work.
      Saka kuti ibvai pasocial media patisina kumboenda its not it
      This story in question it came out pa Yadah Tv on a Wednesday service but on our Facebook page hapana that story so i ask you what social media are you talking this page is not run or managed by us but its an independent source that saw milage in the case and they published it
      Prophet Magaya just exposed a cornwoman ingawani he said vacho vakavharwa we coming to him claiming ma refunds and he had no option since the name that was used was his he refunded them so to protect himself he had to do what he did fulstop kutoenda pasocial media nekuti the word will reach wese and make it clear kuti KuPHD we don’t make people pay to get employed
      But the opposite is true
      Nehanda good job expose those bad people in our society ndovauraya Zimbabwe corrupt has fueled poverty ma extortionist awandisa using the names of others

    • Bruce taitombodarowo but after situations i passed through iro Bible ndichiverenga

      Read these verses
      Matthew 7 vs 15-18
      Mark 3 vs 23-29
      Mar 9 vs 38-41
      And the best of them all is John 14vs12

    • tora hama yako iriko uyende nayo ku PHD

    • Hauvagone Chenjerai Gachange ndezvekungotarisa nharo dzacho vakatobrainwashwa kudhara too late to knock some sense mavari

    • Kkkkk taura hako hanzvadzi

    • Guys musagarwa nemweya wegodo and loose focus the centre of attraction is what does God say about this my proof and evidence are those verses a posted handina kumapihwa nemunhu but i am across them in the bible..
      1 corinthians 11 vs 19
      Factions are healthy that those who are approved may be recognized among you
      If Jesus Christ is love where do you anozviti im a Christian find the strength to call another one brain washed yet Christ came for everyone
      Are you not suppose to say. Matthew chati chakati inoti saka imi pamunoita abcd hamuone kuti you are contradicting the bible
      Not kungoti brain wash satanist fake ne fulstop
      Ini challenge me ne Bible verses if not the devil ndiye akatoku brain washer to deep levels ekutoti left kana right hauchatoiziva
      Phd has done wonders and things never been done by any church
      But when i read the bible i came across a verse in Jonh 14 vs 12 Jesus said you shall do more great things than that i did as i will be sitting next to the Father in heaven
      Romans 8 vs 28 says

    • We understand God sends his prophets into our lives 2 chronicles 20 vs 20 says believes in my prophets and you shall prosper
      The bible is full of evidence of how you can test if one is sent from God
      And with different missions
      Paul Mwazha says he was sent to rescue the continent of Africa wani and thats his main focus
      JOHN the Baptist says he was sent to pave way for the people to receive him well
      The aim of PHD as the founder Prophet Magaya says it a point of need ministry
      How then can you meet a need of someone arikuda mari ye school fees rent asina pekugara
      Yadah connect is there to make sure financially you have it.
      Saka pamunoti fake brain washed ndepapi tikupindurei
      Lotto chaiyo vanoti you have to be in it to win
      Saka ukagara kwamunoti kuma teresi and want to be the spoke person we Phd or muzivi wekuPhd ungwarire kushandiswa nasatini kumhuriswa vatumwa vaMwari
      Atrue Christian does not speak about things they don’t have proof of
      Phd is open evry Wednesday Friday from 6pm sunday from 8am
      Come for free ask upindurwe why we do what we do
      Zvamurikuita kana Jesu akamira apa idnt think munotaura zvamuri kutaura
      We don’t fight aganist flesh and blood bit principalities of darkness satani chaiye
      And he is not happy with what Is happening kuPhd deliverance iriko healing business teaching and investment ariko for the glory of God one needs deliverance in those areas and celebrate God more

    • Who cares abt Magaya bogus prophet conman

    • Vanhu vanongo comenta what they dont understand,

  • Mukwarwadziwa hamupore siyanai ne munhu wa Mwari

  • Vanhu havadzidze vangani vapidzwa mabasa efake mutown vachibirwa kupera kwazvo
    And my Prophet ne level yavasvika people are now taking advantage of him saka to shame the devil he has large following saka to stop it he had to go live and expose it iwe wakambo enda kuinterview wonzi bhadhara $300 kuti uwane basa? Kana ndiwe is that normal
    Basa is for your employer to benefit from your labour and experience in exchange for money manje ukabhadhara for basa whats the reason yekuritsvaga

  • .a conman exposing a conwoman…the irony lol. there really is no honour amongst thieves

  • pane asingazivi kuti isiteji manejidhi iyi

  • Staged

  • Iye ndiconmanwo anotengesa maoil neprice isingaite itsotsi naye magaya mbavha huru yakahwanda nebhaibheri

  • I like this guy called Walter coz he is helping this country to expose fools and idiots by making them blve he is god. I like his marketing strategies they help him pull all the fools and blve every word he utters.

  • You’re a conman yourself and your followers are following your footsteps. Nonsense iwe.

  • Varombo ndivo vacho vaunonzwa vachiti prophet i conman. Week in and out toona kwakati mwii kuzara nevamhu. Sure iwe nechicomment chako pano ndiwe ungatimisa kuenda ikoko. Kana tichi coniwa tiri kuconiwa mare dzedu. Iwe hauna mare saka prophet vangakucona chii. Kuconiwa ndokuti tinayo. Une demon renhamo vacho vanoenda ikoko hatina nzara. Sure sure world wide mbozha dzinouya, mapilot, musicians, football players, politicians, lawyes. Vanhu ava vandataura vane cash dzavo. Iwe zvako fudzamombe nekafoni kako kanoendawo pa fb woti hanzi the guy is a conmen. Iwe mare unoida chikukutadzisa kuiita chi. Itaka conman nekuti unoona sekuti zvirinyore. Mazimbo kupata. Demon guru ndoiroro rinoita kuti usaona pari kuyambuka vamwe. Zvirinane ndiudzve kuti i conman nemunhu ane mare dzake kwete fudza mombe auzivi nekuti million inogadzirwa sei. Gara wakadro isu zvedu zvikuita kwa conman ikoko. Ndapedza

    • Iyi language ndeye mukristu here iyi. Handinei nezvinoitwa namagaya but ndakaverenga bhaibheri rangu zvakanaka. Jesu akashoropodzwa nevaisatenda maari akasvika pakupondwa but handina pandakaona vateveri vake vachinzi vatuka vanhu or kurwisana nevavengi vaJesu. Iye magaya kubata kwake kana kuri kwechokwadi munozvinetserei nekumurwira muchizama kuudza vanhu hunaku hwake muregei zvinozviita zvega kana aripachokwadi

  • Hmm grandstanding, why not then take her to the police instead of doing this?

  • Iwewe kana uchirwara manurse anouya kuzokurapa wakagara kumba kwako.

  • One of the most important thing l like about my papa is that he always stresses that he is not a god man bt a man of God.Like him or not,he is a true man of God,Jehovah.And ruvengo,kushora kana kumutuka,he will never stop,untill you realise he is a servant of God,humble and true.MBIRI KUNA JESU!!!!

  • One of the most important thing l like about my papa is that he always stresses that he is not a god man bt a man of God.Like him or not,he is a true man of God,Jehovah.And ruvengo,kushora kana kumutuka,he will never stop,untill you realise he is a servant of God,humble and true.MBIRI KUNA JESU!!!!

  • A con prophet exposes a con woman in church.

  • Anobirwa Magaya mari yacho akaisevenza kupi

  • Conman and conwoman are the same

  • Umm

  • Kamba yasangana neane sando

  • The accuser of brethren is the Devil. Jesus never accused sinners. He delivered them.

  • Ohw,so he exposed the competition?Coz he is the biggest conman of them all!!

  • Armen

  • Thank yu papa Magaya armen

  • This was NOT prophetic but an incident being exposed zvisina kuporofita Even Magaya has openly said people go to him with complaints against this women and it is second time this lady achizviita. Magaya is right here I support what he did

  • Musi wazvichabuda zvakashata zvake muchapata inguva chete vanhu vamwari kuputirwa muchinyanya mhani

  • Birds of the same feathers

  • Munoto ziva kuti kune mbavha nhaika

  • Conman exposes conwoman..

  • It takes a thief to catch a thief.

  • Akadii kunobatsira muskana wenyoka kuchinhoyi hasi mapostori anogaroshora ndivo vakaenda

  • The more pple say bad about PHD or prophet Magaya the more u advertise him.Prophet never said he is God himself saka vanhu zvamotaura izvi mozviwanepi nhai?.ko chamakaitwa na Prophet chinoita kuti muvavenge kudaro chii nhai? Kana vaine zvavanotadza kutonga ndekwaMwari .

  • Be sorry toGod not a prophet because only God can forgive your sins

  • I jus want to comend these people of Magaya finally they are beginning to argue without using vulgar

  • Vanonetsa kunzwisisa maprophets awa honai Mboro akuzviti akauraya Satan umwe uya ozviti anotaura namwari paphone

  • How can a con man be exposing onather conman

  • Zvirema ndizvo ngazviende kwaMagaya because this is about faith. Take them kwaMagaya kwacho iwewe

  • Mbiri kuna Jesu Thank you Prophet expose them

  • stagemanaged

  • its true conman are therelike this lady and are the ones who are tarnishing the images of Man Of God.

  • Ndizvo zvatave kuita,vese vanotaura zvakaipa,vachida kusvibisa Ministry ne chibaba chedu,tave kuvapfumura maphepo,pasi rese richiona

  • was she not paid to lie so that magaya will gain mileage

    • Mileage for what ? Dzimwe pfungwa so ayas.

  • What ever happened to Walter rape case?
    I’m sure he paid his way our this little bastard

  • Madhiri here awo kkkkkkk

  • Iike uri

  • Kuvharwa chete

  • Joseph sought to put away Mary privately without open shame for he was a righteous man . No matter the circumstance a righteous man will never put any man to open shame

  • Walter can do anything to gain mileage, the truth will come out one day…only time will TELL

  • Conwoman n conman is there any difference

  • fidza

    haana kumboita same thing pa those girls vaaiti varikuda kundi extorter mari iri nyaya ye rape case yake? same old tricks…