For Zimbabwe by Zimbabweans

Fed up – Zimbabwean citizens beat up a policeman after he requested a bribe (VIDEO)

  • Kkkkkkkkkkkk dzaka chekwa wena kkkkkkkkk Povo yaramba zvema dhisinyongoro

  • teach him e learson were are you getting de money coz dey nid bribe every day

  • English never loved us⬇️

  • Ngavarohwe mbavha dzavanhu

  • Job well done

  • Very good BRIBE YEI hant vanohora every months POVO haina mari haazviite futi.

  • Brutal Truth

    Serves him right

  • Reporters jst say what they thnk esp on ths nehanda thng. Thats not wat hapned. No police can ask for a bribe but its motorists who offer the bribe after weighing the available options either payng 20 dolaz fine or paying 5 dolaz to the officer. Kufunga kynenge kunotonetsa vazhinji shuwa.

    • They demand bribes

    • I dont think you know how those corrupt traffic cops in Zim works.Thanks to the guyz.keep it up

    • I dont think you know how those corrupt traffic cops in Zim works.Thanks to the guyz.keep it up

    • kana vasingade bribe saka vanoitorerei….?

    • kana vasingade bribe saka vanoitorerei….?

    • Zero cmnt..

    • I have heard a officer tell someone that unless they want to be stopped everyday, then the person better pay him 20 dollars a week.. the officer did not realise I was in the vehicle till I coughed and he looked in the window. He quickly told the driver to go and that he’d see him the next day. Unfortunatley my phone was flat so couldnt record or I would have.

    • corruption is rooted deep within…pa enamel pamukuona pangori the easy part, ukazosvika kumudzi unozowana chatemesa musoro

    • corruption is rooted deep within…pa enamel pamukuona pangori the easy part, ukazosvika kumudzi unozowana chatemesa musoro

    • I think you are one of those corrupt officers or you are not staying here in zimbabwe at the moment

    • Tsano ndimi makatodhakwa manje. Police inotodaidzira kuti tenga drink. Munodriver kunyika ipi tsano

  • Ngaarohwe varikuita corruption

  • pakarohwa munhu apa kkkk

  • Gud job keep it up

  • ..kana munhu anetsa varume sotai munhu….

  • rooting up corruption

  • Unhu hwedu huye hwakaendepi… just 🎤

  • Unhu hwedu huye hwakaendepi… just 🎤

  • Nice Job.well done guyz.

  • Nice Job.well done guyz.

  • ini pandisinganzwisise panhu one,,, yeah corruption is badasitisu vanhu tiku offer ma bribe coz u really c kuti uripamhosva…usina mhosva awaibuda kana coin…

    vakatora mota yako kuendesa ku impound lot thrn woti vane utsinye tese tiri pakutsvaga..asi ndiwe wawakamira pa clamping zone, ndiwe wauchiita 150 on a 80 zone, ndiwe wawaka loader vanhu 15 in a 7 seater vehicle…….

    my question is, do u really want them to go by the book or r u glad that some of them aint..??

    we jst pathetic hypocrites thats all…

    • Problem ndeyekuti vakumisa munhu wese nevasina mhosva vanenge vachitoda something from you. I suggest they go by the book for the benefit of the country. Is it not what they swore to do?? Chichavatadzisa kutambira bribe pamurder chii kumwe kwese vachitambira. Cry my beloved country😂😂

    • haaa ende vanototambira zve….asiwo pasina mhosva unongo chiller wovatarisa ku face …woramba ne bribe….ticket is admission of guilt ka we all ono that so, haungo signe and u cld as well take them to court….trust me…vanopinda busy mu court muya…we gotta kno our stuff chete …otonovarova civil action for damages , ungatopedzisirwa wobhadharwa uriwe if u serious

    • the state is broken haaa, even mwana mu grade one omuhwa achiti zvinhu zvakaoma akuna mari kkkkk

    • Wangotaura divi rimwe raunozivavo hatinganetsani newe,,, tinedivi rausingazivivo

    • You clearly have never been a victim of these people.they trump up all kinds of charges just to frustrate you.sometime s you don’t really have a choice

  • everything in this world has an exception…saka there r gud cops bad cops…good civillians and bad civillians, tirimo tese mukati imomu and toziva patakamira …kwako kubasa uri foromani ukuba bag re samende, ukunohura woonekwa nemwana wobva wamutengera iphone, uri bank teller vekumba kwako ukuvapa mari zhinji vamwe vachivatira masirivha matatu….umwe neumwe akubasa kwake, ngaaite zvepabasa pake

  • im not saying zviri ryt, im saying, lets scratch of this layer of hypocrisy off first…otherwise tingori mu chain reaction ine same output

  • im not saying zviri ryt, im saying, lets scratch of this layer of hypocrisy off first…otherwise tingori mu chain reaction ine same output

  • $20/$5…which one do you pay… If it was you?

  • It’s sad kwakurohwa mapurisa kudhara kwairohwa mbavha

  • +

  • Bribe involves the taker and the giver, they are both equally culpable..however in this scenario, people can’t take the risk of assaulting a Police offiver in uniform for merely asking for a bribe…This article is false

  • Sei vanhu vachirova mapurisa akanaka arikuchengete runyararo nekudzivirira njodzi pamigwagwa?

  • the fine should be generalized and reduced from $20 to $5 to curb corruption.

  • I came to see the comments from ZRP employees 😂

  • Akamama imbwa yemunhu

  • Trash them idiots!!!

  • For now vagohwesa asi pachazoitwa recovery nepolice yotevera varova munhu apa ndopauchaona kuti Makandiwa haasi Mwari

  • The two guys who were arrested will know that crime does not pay. Isu we will continue googling tiripano pafacebook mukadzi ari paside ivo varikujeri.
    Zano pangwa une rako

  • Noone sympathise with these Police officers,Mapurisa vakuita kunge mbudzi muRoad,everyday roadblocks Sunday to Sunday,from morning till late,what kind of roadblocks are those.Its so sad that most of Transport Companies are now resorting to South African number plates fearing Police Inconveniences,is that good.