Magaya and Warriors Winning – Miracle or Coincidence? (VIDEO)

You might also like More from author

  • Hapana Magaya wy Yadah ichidyiwa mawarriors

  • Vaita mari

  • they won it before without magaya

  • ICHOKWADI HERE ?

  • Wakushaya manje nehanda nakasikana

  • Thank you Prophet W Magay for your support,financial,spiritual etc,I’m proud of you Prophet W Magaya.may God continue to bless you in Jesus Christ name.

    • Nxaa mari dzaanenge achibira vanhu idzo heeee anointed orange 10 mari chii ichocho nxaaa

    • wrist band ha iwe takaitora Cosafa kudhara Magaya asiko

    • ma zimbabwe mungorineka hunhu kekushora panenge pagona umwe munhu hameno kuti ka demon ikako kachabudarini mamuri.

    • He is supporting financially not spiritually

    • I m failing to get the fact here, Mari iyi wakaipiwa here or it was a promise? plizz help

    • @вríαn hαtíѕí kuѕhσrα вt munhu ímвαvhα mhαní uчσ ndσrwαdzíwα munhu αchítєngєѕєrwα díѕc 10 mαrí zvíchínzí rr αnσíntєd ѕkα zvσrєvα kt vαrσmвσ hαvαchαrσpαfαdzwí kαα nхααα pluѕ cσѕαfα íчσ tαkαíhwínα kαrє mαgαчα αѕαt αtαngα вíznєѕ rαkє

  • Where was magaya when we needed him at afcon in gabon.

    • He was there bt GOD’S TIME IS THE BEST

    • Oh please.

    • Thank you Prophet Magaya for showing love. Thats the Zimbabwe we want. May the Almighty God richly Bless you.

    • hichichic violet.Thank God instead. I hope your prophet has paid his subscription this month otherwise its goodbye miracles.

  • Dont include that man of darkness in our beautiful soccer

    Only God can bless our country to success not a human being
    #Go_warriors_Goal

  • Yadah 0 Shabane Mine 2

  • A gud hand indeed vamwe vachingovukura

  • miracle yei tendai coach nevakomana vakatamba yake Yadah irikungodamburwa wani. He is doing good sponsoring warriors but bhora harina miracle. Nyika dzese dzinonamata wani.

  • He is talking crap.

  • Musadheerere simba remunamato, kubvuma kana kusabvuma Prophet Magaya did pray f the warriors,MWARI vakapindira,he also surported them financially

    • But his team Yadah irikuiitwa punching bag nemamwe mateam every week

    • tibvirwe apa

    • Its tru bt God has his ways of doing things,bt Y can’t we black ppl appreciate munhu paagonawo

    • Tsek get away

    • Gerald haupore ukagwadziwa na prophet cz havaregi kuita zvakanaka cz of pple like u …haaaa chaai

    • kkkkkkkk haya hanzi akanamatira mawarriors, KO ngaanamatire Yadar tione. musatisetsa imi. haana kana help iyi pamawarriors ngaaite tora Mari united kuchurch kwake chete

    • Vongai apa pakuda njere wangu, don’t say maWarriors akahwinha because of your prophet iye achitadza yake team what the meaning of that,I prayed also for the win of warriors but iwe kana wakanamata Magaya thn Magaya onamatira maWarriors wakarasika wangu wake up

    • Vongai iwe kaa chese changoitwa ndimagaya anodii kunamatira yake kuti ihwine Inga irikungodyiwa wani ko iye magaya wacho ambori chiiko think wanzwa

    • Anenge achitsvaga mukana wekuvhara vanhu.

    • Iwe its 5 tmes now winning this cup 4 tmes dzose aivepi ko iye ohwijisa mawarrious ku Yadah ichichaiwa

    • He is sponsoring e team not pray for e team… Thanx for our supporters who were at e stadium and on social media for motivating players kwete zvako izvo zvenjunju

    • Kine munhu anonamata kwaanoda nezvaanoda asi Mwari mumwe chete,saka kutuka Magaya nesu hazvidzoreri zodzo mumashure izvozvo ,ari kuitetena wani maworriors mari yaaMagaya nesu mapartners ake,tichingodzorera Mbiri kunaJESU,ivo maworriors ari kumutenda wani ndozvakakosha chete.Mwari vachiramba vachiwedzera patapudzwa

    • Iwe Gerald handina mashoko newe ,kutuka munhu pasocial media wausingazivi kunongotaridza hunhu hwako nelevel yauri pakuziva Mwari nevakakukurisa

    • Ukaona wakutukwa ziva kuti zvauri kutaura hazviite. Kava kechi 5 tichihwinha same cup. Magaya anga aripi pese ipapo. Thanks Magaya for sponsoring warriors, iyo yekuti kunamatira warriors siyanai nayo iyo.

    • You Zimbabweans wake up , haichisi nguva yekuwimba nemunhu yatava iyi , it’s time to kneel down and pray to our Lord Jesus Christ. Why munotemba magaya imi, wimba naJehovah mwari wako. Mwari akatitungamirira kuCosafa not Magaya.

    • hadzimo

    • Ngaanamatire Yadah FC. Kana kuti Mwari varamba kupindira Kkkkkkk

    • Magaya hapana hapana,he is a very gud business man,hence his clients wud die fr him.

    • glorify God, even Jesus said it. I m not saying Magaya or anyone ddnt pray for the worriors but le us know where blessings and all the good things we get come from.

    • @vσngαí tѕєq wαkσ kutí ndєkєtutαngα hrє kuhwínα vσѕαfα kα4 kєѕє αkα αívєpí mαgαчα wαchσ kσ íчσ чαdαh zvαчαvα kurσvα вєαtєn run αrí kudíí kuínαmαtírα unєngє wαkαdчíѕwα kuphd íwє nхαα

    • ZVASIYANA

    • kkk muchingodyiwa namagaya makasvinura sematemba Kkkkkkk hays muchazofungawo rini ko ma degree enyu murikumashandiseiko kk

    • Other teams also prayed so why didn’t they won

    • Financial support never bring in scores.

    • Hezvo ko zvamuchatonamata waMagaya nhy muchitadza kuzvinamatira pachenyu munamato une simba pakuzviteurira

  • Anganamatire maWarriors kuti ahwine iyo Yadah FC ichidyiwa sekunge mushonga wemusana kudaro

  • Anganamatire maWarriors kuti ahwine iyo Yadah FC ichidyiwa sekunge mushonga wemusana kudaro

  • Thank you prophet Magaya for the wonderful support .the players n coaches need the incentive.at least they can also buy things they want.those saying contrary are the satanist themselves who prefer seeing our players being poor

  • Kkkkkk panonzi pano

  • That guy presenting needs to relax

  • Prophet Magaya a real hero

  • Goood

  • Where is Methodist Church, Makandiwa, Afm, and others church

    • Their sole purpose is to save souls not sports

    • Wat does sports have to do with people s salvation

    • Plus havabvise mari dzekupartner

    • its not their primary obligation to support Soccer,

    • Mumwe nemumwe panezaanofarira vanofarirarawo zvimwe zvamusigade

    • ngandosvinudza mapofu mu road nevarwere kuzvipatara zvaita Jesus. akangodaro he might convince me

    • Churches are for spreading the word of God helping the poor and changing lives etc celebrating these activities such as sporting which are funny things… is something luxury and misuse of church funds for personal fame

  • Wakahwina nekugona kutamba , plus Magaya haasi mwari. Wakatungamirirwa namwari

  • Aitamba number ani ko magaya wacho? Ngatitendei mwari nekutipa vanhu vane chipo chenhabvu munyika 1st tozotsvaga zvimwe tavamberi.

  • Magaya haasi muporofiti chakanaka chaarikuita kubatsira maWarriors nemari ipapo tinomutenda

  • Yadah Football team irikurobwa week in week out…The warriors just won because they are good not because of Magaya….

  • Thank you Prophet, please continue to do more for our nation.

  • Gateaway

  • If u do not appreciate someone’s effort u a witch

  • Wese aku opposer Magaya pano tsek wake

  • If he promised 1000$ per win how dI’d it come up to 13k $

  • Zvasiyana ## Thank u Mporofita keep on doing great things

  • Pavagona vatendeiwo

  • Kana magaya achigona kunamatira team kuti ihwine anodii kunamatira nyika yedu yezimbabwe hezvo ane zodzo

  • IF ITS magaya who make it happen , handeyi ku worldcup tiitore futi.

  • For God so loved the world ( not Zimbabwe alone)… Even the Zambians prayed too. Even the Zambians are children of God. Noone has a monopoly over God, not even the papas of this world. Football is an earthly game of competetiveness which God gave to humankind for entertainment. Those who practise better, those who apply better tactics, those who have developed better through hard work and efficient input and those who are more determined on the day, will definitely triumph. God will be there guiding both teams so that the better team wins. Dont make God personal property, for He loves all of us who believe in Him through His Son Jesus Christ the Lord.

  • mariii each😲🤔🤔

  • Is he now the new sponser or that is another way of paying tax

  • That’s more than the cosafa cup’s worth!!

  • Money making gimmick anoswera apinzwa machena nevadi vembiri ava

  • everything is a miracle to those that believe even the fact that right now you are able to breathe in and out you can type and post on social media..existence is a miracle in itself even those that believe in witch doctors attribute the victory to their deities so it depends on whose side you are on as of me the God that i believe in made me to understand that there is nothing like coincident every event is meant to be

  • Coincidence. Yadah iri kungoradanurwa wani?

  • kwapisa

    Fokoro mhani iwe. Magaya has nothing to do with that win Yadah irikurakashwa uko

  • If you believe Magaya made warriors win,I feel sorry for you
    Credit goes to the players and tech team for commitment and determination
    Don’t be so naive and gullible maZimba

    • I think he needs to get arrested

  • Nonsense nehandaradio!

  • Thank u mr magaya. Hope u are rewarding your poor people for the gifts you are getting.

  • Whatever ever you call it ,i simply dont care.What i care about is the trophy that the warriors brought home and im happy.Zimbabweans they never cease to amaze me with their unappreciative and arrogant attitude.Prophet Magaya availed services that the warriors needed at a short notice ,something the national football association has failed annually to deliver.So why so many questions now ?The task that the warriors intended to achieve has been done period !!Most of those foul mouthed ,non appreciative Zimbos have nothing to offer the warriors but they make the most noise GET AWAY MOTINYAUDZA..

  • Imi vakomana vakatamba bhora zvekugona kwawo haasi magaya akati vawin

  • Zakeo Madhuura wataura chaizvo izvo. Mwari handi weZimbabwe cheteba . The whole world so lets not put God in soccer. Pane zvakakosha zvinodiwa naMwari kubve kwetiri kwete bhoraba. Ngatifarei kuti nyika yedhu yagona apa asi tisaswerotamba naMwari panyaya dzebhura. Munhandare vese vanoto namatira kuhwina wani vasati vatamba

  • Saka magaya chapinda papi apa

  • yes financially the rest th boys deserved it…an we always won ths cup so dnt gve credit to tht guy thts disrespect to our God

  • Mbiri kuna Jesu kusatenda huroyi

  • Give credit to Chidzambwa

  • Mwari wedu muhombe

  • Thank you prophet, u re d one for d one stl remain d one for d one wanoswotwa ndawaswotwe ndezvawo izvo!!!

  • Magaya whatever gara nemari dzako

  • Vapinda vafana ve locall!!!!

  • No Magaya miracle pliz Yadah yake iri kubvarurwa bhachi wani

  • Tendai mwana wevanhu kana agona

  • Yaaa I thnk boys re yadah rine gud salary

  • What new on earth are these Prophets bringing. Inga zvaingoitika kudhara ndizvo zviri kungoitika inga. Zim has won this title 4 times back and this is the 5th so why is this now due to some Prophet.

  • Thank you Prophet Magaya for your support.

  • ko Yadah ngaihwine katione kkkkkkk

  • PWM Yadah kusvika mati sorry

  • Next president

  • Coincidence because team yake chaio Yadah iri kudyiwa chaizvo

  • #confidence

  • Mangamafungei