For Zimbabwe by Zimbabweans

Uri ani unofamba uchiti hatichadi vaMugabe nekuti vakura? – Supa Mandiwanzira (VIDEO)

  • Replace old guys you are killing the part and country

  • I’m the citizen of Zimbabwe mugabe must step down

  • arikutaura zvekupenga uyu

  • arikutaura zvekupenga uyu

  • I’m a concerned citizen. #thisfossilmustgo

  • Who the fu$*?#g hell are you to force us to like being led by a geriatric.

  • uyu unogwara njere chete, ungafananidza munhu nedoro 7 days kana whiskey, Hahah 😂 somebody to examine his head

  • Uri kudya nezanu pf super ndiko uchitaura sekuti uri mutoilet kunyange iwe urikuzviona asi hudyire nekuruta nekusave nemoyo semunhu akaita secrifice yeropa ungadii kuuraya ndihwo hupenyu hwenyu vana Super kufuma nemisodzi yeharahwa nechembere nenherera dzamurikupedzera vabereki

  • Le yimihlolo yethu.

  • Supa uri duzvi remunhu kana pamusha chaipo ukaona mhuri ichiri kuriritirwa neharahwa ine over 90 yrs ziva kuti haina kurongeka mhuri yacho what more when it comes to state affairs?this is stomach politics if i may call it.You dont have people’s interests at heart.

  • zvinosetsa mbavha yakahwanda izvi

  • Mukadzi arikudhidwa kuD.R.C uko iwe uchihumana wakatorerwa mukadzi urimbwa navaMugabe vako ivavo

    • 😂😂😂😂

    • Muchaza mpfana Supa Mandiwanzira , kutotaura matuzvi sezvinonzi Mugabe anoshamisa wakamboona ngomwa ichishamisa chupeti

  • pamhata pewadzimu wako Supa

  • naivo vanoterera vanopenga kwazvo

  • Kuti haana here

  • Munhu anoenda kupenjeni avanemakore mangani at 94yrs he is still working when is it ,us youth gonna lead this country. I was born he was the president now my son is nearly 30 he is still in power two generations no no no its unfair. Maybe you were supposed tobe our leader if you are his best man ndosaka wakatorerwa mukadzi uri dununu remhata

    • it doez not make sense -mwana wako aakutosvitsa 30 iwe wakazvagwa Mugabe achitungamira.

    • kkkkkkķk

    • Wataura zvako munyori vanhu vasingagone maths nekunzwisisa point vanonetsa sando dzako zvipiri zvinotevera hazvo

    • Lol @ dununu remhata

    • He became Prime Minister in 1980, then President in 1987. Your child is 30 years, meaning he/she was born in 1987. If you were born in 1980 it means your wife gave birth to your child when you were only 7 years old. Anyway ngatisiyanei nazvo, pasi nekurambira pachigaro!!

  • Ashley Mashonga uyu Supa anoda mboma

    • Well Supa has always displayed moronic tendencies from a very young age, pasi newe Supa be chembere yako

    • Ashley Mashonga I wish if we could tag him… wanzwa manje kuda kuvhara ma elders nenyaya ye whisky

    • Haa his a zimcare of a person, will make him cry😂😂😂. ZANU cannot be compared to wine any day, it’s more like masese akawora

    • Ashley Mashonga nailed it bro , ZANU Pf chimugonjo “Bulk beer” hapana paye. Bob kamunhu kanozviitira manyoka

    • One has to wonder how those spineless man actually won the liberation war, have never had of ma warvet akapusa seemuZimbabwe

    • i agree 100%, I personally think the Brits won that thing but they just wanted to give us independence. With people like Bob who are self centred they is no way we won that

    • Hehehe u guys will wait fo u pa Airport hamupinde muXimbabwe imi lol

    • *X* another chinesse region

    • Ahahaha Snootie Joe Zhanota bro, ndo independence yacho. Kutaura zvatinoda

  • Supa where is your wife?

  • Aizve iwe kukura kunorambwa ere saka. Bva daidzai nikuv ka vaitwe zve mwanamudiki vadzoke pazera rako

  • ungaipedza here list yevanhu varikutaura izvozvo,pamwe iwe wega ndiwe usiri kudaro

  • Ini handimudi zvachose

  • pamberi mberi navaMugabe

  • Ko kunyarara hako.

  • Kupata kwakadai hakusi kwechimanyikaba

  • when he started to rule i was 6 mnths only cme end of oct i will be 38 , but still clinching on . Ndoohumbimbindoga

  • Super is stupid and foolish

  • Mxii!
    Chichaoma chikorobho!

  • Billowing smoke yembanje high grade from Mozambique

  • Benzi remunhu ndosaka vaMugabe vakakutorera mukadzi vakamupa Kabila ukwane iwe ko haana kukura here

  • 😲 Zanu pf should stop forcing it’s way into our lives.Game is over ma1

  • A citizen.

  • Kutaura kwemunhu ane nzara uku,wakaguta aunzikwi uchitaura asi zhara yaruma ndopaunoti nyaudza tibvirepo

  • uuuum ana super mandiwanzira endai munoverenga NEWS apa

  • Usashoresa vanaSamanyikaba iwe kwana kasoro

  • Supa, ndosaka wakapihwa Zita redoro.musoro wako wakadhakwa saka hausi kuona kuti Mugabe wako yava harahwa here ?urikunyengerera hu minister asi wakahupiwa usina kudzidza here.uridofo tinyararire uko.

  • Regai mbanje vakomana munhu achembera uyu mupeyiwo zororo

  • No substantive policy issues,just praise singing.Where are the jobs,what about infrastructure etc?Hanzi hapana unoti bufu,kana iriyo democracy yekudaro haidi kudaro.

  • tisu vavoti vacho

  • Ndo paunoona vamwe vachitorova maoko nemhururu pachitaurwa zvemanga manga kudaro supa uri yeyoo chaiyo

  • Mbwaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa

  • kana newe mandiwanzira kungo zvishingisa hauchada kachembere kako asi kuti aya mashoko eku dzivirira buzimusi rako kuti ringa fukutwe. uye upfumi humwe hwakabva kuzanu hwauinawo ndehwe kutengesa mukadzi wako kuna kabila kwawakaita kkkkkkkkk kuroodza mukdzi wako kepiri nekuda mari wakagara usisa mude iwe

  • Super mazita anopihwa madhongi kumamisha kwete munhu. Unoda kuti vanhu vati achiri mudiki here president wako? Akwegura 93yrs ndookuchemberaka ikoko, kusanyara ndookunokutuma kuti uwawate tsvina yamashoko…

  • vaña supa munotya kutaura chokwadi. kana munhu aķurà ngaazorodzwe. źànu pf u are abusing our old màn

  • Totazvinzwa newe, hapana hataiziva kuti vakura, kana newe uvhakurawo , waita basa nechiziviso

    • Chakaipire vanhu weMdç munongopengera change ñemutungàmiriri upi Tsvangirai haana value yakafanàna neyaBob chero akura Bob anowiña maelection .

      • Dhodhi

      • Which values are u talking asi, values to kill people? Values to bond notes, potholes, corruption, poverty, Gukurahundi ko ukatikwanira uneyi

      • geza muromo iwe

      • Kana iye mutana zvaakango taura kuti Tsvangirai akahwina 2008 ne 73% akarambira pachigaro.pane pakambohwina nugabe here kana kuti kungo rigger chete

      • maelection haangowinwi nje nemu nhuwo źvake saka muchishamisika mwaruza z vaakutodawo vanhu vànooñekera kwete vañaTsvañgas

      • unopuwei kutaura zvakadai iwe uri munzara kudai

      • Mental patient. Benzi rinoda kukanya Vamwe vachida kuseva. Muri kupemberera n’anga inobata mai uroyi. Wake up!

      • Muñhu anovhoterà munhu asingawine ibenzi unenge usingaone sevamwe wronģ asnwers repeateď 10000 times cànever be coŕrect.Fielding Tsvangirai all these yrs can ñever briñg change

      • Seriously this is a stupid now yu say M d c for what .look how did yo boss win elections where are two million jobs he promised.dd yu knw pple are killed on roads bcoz of him . Even yo family hates yu

      • Pple need change not just win do yu eat win iwe achimweneka Kkkkkkkkk

      • Kumeso kusingaone uri boora ngoma wakamama pfungwa ukasiya duzvi mumusoro wasted sperm

      • unongotiwo kushata kunge tsamba yenyunyuto chinja maitiro mhanhi

      • U are charishiñg hope on à fool kusungirirà tàŕisiro pàbenzi sakà unotooña çhiedza ipapa

      • Urimhata shaaa

      • Utori husiku hwakatambiswa ,takazokucherechedza utori chimu alien nxaaa,satan

      • Peter go to hell and lay eggs. You are an idiot

      • You are a good fool

      • Go back to Malawi or Zambia ,chimubrandaya ,beche ramai vako rakaora you don’t know nothing

      • ZiMberezenga remunhu rinongomberezeka risingazive kwarinoenda nxaaa. Uchafa nenhamho. Mkondombera!!!

      • munofungà ķutuka ķànarova kunotoñgesa nyiķa nyiķa haitonģwi nembwá woye

    • Riri kuti chii benzi iri rekutengesa mukadzi kuDRC iri

    • Iwe unombori ani, unoudza vanhu zvekuita,

    • I call super the big evil. Vana vafa ngenzara iwe uchi protector on expense of the uneducated. Haa tibvirepo. U must feel ashamed

    • Ukaona munhu achisvika pastage yekutengesa mukadzi that person can never say something tangible

    • Handaimboziva kuti kunanzva mudhidhi weharawa ine 93yrs kunodhaka kudai. Supa adhakwa manje he is a booty licker and a sucker. Son of a bitch

    • Ko iwe uri ani unofamba uchiti achiri pwere

    • Munhu wese ane choice yake,usa manikidze munhu zvasingade.

    • Rwendo rwuno muchasura chando dzamakaba dzakwana. Muchanyengwa kumukosho nekuda chinzvimbo

    • Real fools are those who sit and listen to this rubbish.Hanzi Zimbos are educated- my foot.Educated to expect everything from a 94 yr goblin-it’s a shame.

    • Vamandiwanzira ini ndikwanisa kuti baba venyu vakakarahwa asi imi hamuzvione nekuti ndibaba kwamuri kwete kunyika yese. Tafa nenzara mari dzaka zara muoffice ezanu pf chete isu nyika tichi tambura nenhamo saka musa tirambidze kuti kakura kamudhara aka hakacha goni kuriritira nyika.

    • Nobody is concerned about it, I am nobody,therefore I am concerned #concerned_citizen

    • 37 years with less than 37% achievements successful in a country ,and you continue talking this nonsense..Let this Nonagenarian rest ,life after ruling pple is also really enjoyable, give chance to the young blood maybe our country gonna be a better place to live wen ruled by new generation..

    • Gadzirisai window rakafa iro

    • Ana Supa??? Hatidi nemashoko edu, just concentrate ne bootlicking yako wakanyarara!!!

  • Bere remunhu

  • Type yacho haichaonekwa bcz yakapera kufa karekare,

  • Ndosaka mukadzi wako akandoitwa concubine kuDRC

  • Zanu Yaora

    Ko nyika zvairikutongwa nemapenzi nhaimi

  • Ko iwe ndiwe aniko?

  • Super super tinyarewo

  • Zibenzi remwana

  • Aaaah ! Ndaiti wakachenjera Supa, zvauri dora chairo

  • Daqo raqo supa

  • Iriwo iri, rinotaureiwo

  • Wambogeza face here? U can’t even see the sunrise?

  • Vana Supa taiti Mune njere

  • Our president was given a walking stick by People of Mozambique to show he is old. Ur neighbours sees much better than you

  • Iwe, iwe ka usade kutinyangadza Supa. Washaya zvekutaura nyarara mhani.

  • What do expect from him bunch of foolish learned guys

  • kuda zvemahara .udza mubereki wako abve pamusha wake nekuti iwe wakura . vana vasina kupagwa ava . mese murikuhumana tichatofa tikasiya zanu p f ichitonga maita pwere.

  • id ya wakanyarara,

  • Ntotabanyoko

  • who made you the Devi’s advocate

  • Supa ita mushe vanhu havarambidzwe kutaura zvavanoda! Iwe uri ani anotiudza izvozvo

  • Gadzirisai window rakafa iro

  • Zvango fanana neminana yatirikuitirwa .imi mugere bhoooo ndosaka urikuda modya zvamada mota mofamba nedzamada dzimba haticha taura .itai zvenyu asi raramo ya nyika yedu yorwadza . Vana vazvarirwa nhamo .muchidya muchiguta .kuenda kuchipatara kuno rapwa mari inodiwa ikoko yakawandisa . Zvenyu hatichatedzere makasukwa pfungwa asi mwari ndemunhu wese.

  • Supa iwe uriani?vaMugabe kana vaenda Zimbabwe icharamba iripo,nyika takaipiwa na Dzivaguru,Muvambapasi,Musikavanhu,Soronzou,Mwari, kwete iwe Supa,inyika yezvizvarwa zveZimbabwe ,harahwa iharahwa mhani iwe,dzoro rinenge shamba.

  • Ko iye ndiani anoti rambidza 🙈

  • Tseki waguta manje

  • You know the true.. That what you are saying is utter nonsense and rubbish..

  • Uyu Mandiwanzira angotsvak

  • Nxa face kunge shure kwehuku

  • Uuuuum ndazvishayawooo ini😸

  • Ndosaka wakatorerwa mukadzi akainda kundofongoreswa kkkkkkkkkkk nevaisi

  • Nokuti iwe uri kugutazve ndokusaka uchidaro

  • kwairehwa ani apa

  • ko mkadzi wake supa wacho akaendepi???

  • The only Supa we know is Supa maheu

  • Ummm

  • Nonsense

  • Ko mukadzi wako uye wekurooodzwa DRC neZanu wadiiii naye nhai mudhara SUPA

  • We need a young leader with modern brain not this vintage gvt.

  • Chupeti

  • You’re going with him !!!!

  • 😂😂😂😂😂😂😂 vakiti

  • I hope next tym achaziva zvekutaura kana kusatoendako kumarally acho

  • Kuti dzakanyatsokwa here

  • Iwe uriani unoti unovada. Vade wega dont force to like him. Supa you evil hearless man stealing from the poor

  • Iwe ndiwe ani unofamba uchiti unoda kutongwa nemukarahwe akadaro????

  • Tony Hilton M Arnold Chirombo Innoe Muswera Tatenda Mukova

    • This is bullshit

    • Hanzi murikurambirei single malt iyo anachairman

    • Simba Mavhunga those guys can’t even relate to whiskey, anofarisa. He’s the only one ipapo who can afford kana gold blend zvayo.

    • #Supa hachisi chinhu. Ane indiscipline. Akufarisa

  • str8Talk yadigg

    Super uri mhata u are mentally disturbed.i think wakaitwa insermination.u havent listened to the bullcrap coming out of your mouth i guess.ndiyani mumwe president ane age yake achiri kutonga……..newewo uchafa enda ku hell cz u spport shit muchi spender our money personally.zanu mese u are uncivilised piece of shit u dont deserve to run a country ….nxaaaaaaaaa

  • Iwe uriani supa,kuroodza mkadzi nokuda nyama ,hauna hunhu

  • VanaSupa kani tinyareiwo pfungwa dzako idzo dzasunama asi wakufunga nekumashure

  • Ko iwewe uriani unovada mboko yemunhu urikutirwadzisa nekuti ndimivamwe vacho vakuru vehuori kubva 1980 get away

  • James Tinotenda Ndemera kuvara nemapropergandist.

  • Ndiri mwana wemuzimbabwe

  • Mugabe must die thats all mhani

  • Eee kana akakura akura washaya nyaya here arikuitei mugabe wacho tibvirepo majaira kudya naye manje zvichapera vana vezimbabwe vatambura imi muchidya henyu one day tichasanga uribenzi

  • Supa nyarara ndosaka wakatorerwa mukadzi naKabira huminister hwaunahwo ipay back yekutorerwa mukadzi munin’ina waGrace hure raBob

  • Ndokutuka supu mandiwanzira

  • Uyu ndiye warwara manje kupererwa chaiko

  • Zvandanga ndichida kumutuka zvese atozvitukwa saka ndanyarara

  • haihwa tibvirei,itai huori makanyarara musataure zvisina basa zidhongi

  • Baldwin Guchu Topa Murwira

  • ngwenya

    Chanetsera Whisky – mugabe- iyi kuti bhodhoro rapwanyika saka quality hapachina

  • Singing for his supper

  • Urimhata.mandiwanzira

  • aaa.supa

  • AnaSupa tinyararireyi apa zvipi zvamunotiudza,ko mukadzi akatorwa makatarisa wani

  • Supa stupiti!

  • Diva Dollar

    Our people perish because of lack of knowledge…

    Zanu takes advantage of them.

  • stingray

    whiskey ye 93 years haina kunaka inodhaka zvakanyanya zvekuti haukwanise kutonga zvakanaka.tarirai muone zvaita Zimbabwe ne whiskey ye 93 years.Zimbabwe yabhakwa.

  • Munhu wese ane right yekuita zvaanoda kana iwe uchida Mugabe usati tese mukosho wako tirikutambura ku South Africa bcoz of mhondi inonzi Mugabe

  • Elton

    I didnt know that this guy is this stupid, most chupet guy