For Zimbabwe by Zimbabweans

You told me Jah Prayzah and EXQ are using witchcraft on you – Olinda to Stunner (VIDEO)

  • Idiot mukadzi uyu

  • Oh damn

  • Kkkkkk bva zvichanyorwa till Jah prezha averenga chete

  • Oooh ndokwayave

  • Il

  • Usade kuparadzanisa vanhu iwe imbwaa iwe kwana ukure haunyare wakusvota hey

  • Rega zvichinzi musaudza madzimai enyu ma secrets ebasa or madhiri

  • Low blow olinda

  • Big idiot…….beauty without brains

  • eish!her again. sies!

  • kikkkkk tell them Olinda

  • Olinda you’re now a broken record. many start to support Stunner for the way he treated you coz unenge unoshusha iwe

  • Ko highlanders yakunzi highberia, ishuwa here?

    • No its not true.Highberia must be the b*tch you call your mother!

    • Woow slow down the temper bro! Stop taking everything seriously

    • Hezvo!.

    • Thats crossing the line. Insulting smeone you dnt knw. This is a social platform. This guy is just asking. Ma feelings kumba kwako

    • George Dongo you are also a useless kunt so plz just shut up!

    • Its nt yr fault my friend you need help upstairs. So lame and dull. No time 2 fight wth u on social platform Mr so called rapper.

    • Its nt yr fault my friend you need help upstairs. So lame and dull. No time 2 fight wth u on social platform Mr so called rapper.

    • If you want to talk to me cme 2 my inbox and then we can hve a good chat little imature little man Marcus Lacoste.

  • Chapel chapera soup chakuda kutsvaga ma Ben ten on fb

  • NxaaΓ  ukwane

  • Ha iri hure rakutisembura manje..leave stunner alone zvauri kuita it shows uchiri kumu feeler

  • Mukadzi akadai ndovainzi MHUNZA MUSHA- mupfana wangu wakagona kusiya Jezebel uyo….
    wakarambwa saka wakutaurirei ma secrets emumba

  • Masasi ekurwadziwa aya.Akudackuimbirwa song yaMaskiri-Masasi ekurwadziwa πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Stunner and Olinda again can we get better news Nehanda

  • akutorwadziwa newe stunner,, wakaipa kusiyana nemahure ayo

  • Ndaida kutumidza mwana wangu kana azvarwa ari musikana kuti Olinda…. handichada bicoz mumwe ane zita iri anotaurisa

  • This woman is a PSYCHO shame.

    • And she is making our Zimbabwean women look so bad and desperate nhai… Nxxxaa….

    • So pathetic ufunge. Haasiye atanga kurambwa, we all been there!

    • And now akuda kupesanisa ma artists sha, how old is this chick nhai??

    • Apparently 33! Nhasi ndipo paazondibuda. She tried to separate Stunner naAmai vake, when that failed, akuma artist! So silly

    • She has no shame.. Zvaakura wani nhai

    • Hakunawo madhokotera evanorapa varwere vepfungwa vabatsire Olinda coz it’s either she is suffering from mental illness that blocks pfungwa dzake kuti afunge zvakanaka or mumwe wevaya vasina havo kutokwana….

    • anoda kutomborohwa coz zvaakuita izvi zvanyanya

    • She really needs help. I blame her fans. Vanosekerera zvisina basa! She needs help uyu

  • muparanzvongo

  • Hapana zvemkadzi apa nxaa😞😞

  • But olinda so,,achiri kuda stunner…manje manje hondo ichatanga neka ben10 kako katitan

  • Pedegu apedegura kkkkkkkkk anonzi mukaradhi iyeye

  • zimbuya rinosvota iri

  • Mukadzi uyu ndongo muonawo online.. mbiri yake ndeyeyi

  • Nawawoo,purizi Orinda give us a break we don wanna hear anything from you.You are out you are out,FINISH

  • But stunner ndoyaiita vamwe vake iyi…….

  • olinda uri pig yemunhu wanzwa

  • Saka

  • Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk makushaya

  • Majoki anonetsa askna miti yemisango iyi

  • This woman is crazy

  • Hanziii a beg a de tired

  • And so wat

  • Huuhu

  • Hhaa kkkkk asi hope haadziuye here?

  • Orinda Garo rine shena

  • Muupenyu hwenyu dzidzai kuve nehana besides vakadzi musaudza vanhu zvakadzika dzika especialy vakadzi pamunoburana haagoni kukurova anomhanya kutaura zvawaimuudza musafarisa ungaudza munhu wawaona nhasi zveupenyu hwako

  • This Bitch,u gt nothing special on u Bitch,yo stories are boring go and get a lolipop to suck

  • Eeeh regai ataure πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Dzakanetsa kare dai iri song iri mugove by Leonard Zhakata

  • Aaah musiyeiii sure angadiiii ndo zvinongoita hama dzake kuno ma coloured motii vanhu hre

  • Well said olinda

  • This one is lost time, for real. Such bitterness…

  • Wakarambwa uchirikudaka zvorwadza moyo, move on sisi regai stunner apfurwe nemhepo

  • uyu ahachadi kusekererwa
    akutosvota kunge chingwa chisina chinhu.. smh

  • gara pasi uri dako

  • Haaaa gadzi rinonetsa iri pliz leave Stunner in peace hanty mari dzako wakasara nadzo ere you must learn in future money can’t buy love apa STUNNER wacho unomuda fut

  • Zvimwe unotozvishaira pazvo the Stunner guy bharanzi haro sings shit,had to Google him to know him and I listened to his music😦😦😦😦😦kutoshaya kuti ndeipi chaiyo.

  • Hapanawo ane number dzake andipe here. Ndofunga vanogara padhuze naye vakumunyara kumuudza chokwadi ini.

  • Orinda usatisembure

  • Learn to move on my sister

  • 😝😝😝mboko idzo very boring πŸ‘†πŸΌπŸ‘†πŸΌ

  • Get lost already…cow!!

  • Chembere inozvinetsa iyi leave stunner alone ranzwa nekukuvarira mukati ,regai wakarambwa sara nemari dzako f**c b**tch usati finhure

  • heading it’s on 12:27 thank me leta

  • Pfutseke iwe kana usisade munhu you just walk away from him kwete kutaura shit kunge gonyeti ukurwadziwa Olinda shutup

  • Iyi gogo iyi ah shem sori shua

  • But Olinda akubhowa for sure she is too old to be everywhere aaaaah. ..she needs to take a chill pill#even tytan is after money let’s watch the space He will use her money to get a girl her age#achachema futi

  • ???????????

  • Amai ava vane problem. Why can’t she move on, Stunner has moved on. We are tired of seeing this rubbish. Please nehanda radio give us a break

  • mukadzi rudziiko anongoda kufugura hapwa pane vanhu nhai imi ????

  • Makaradhi kunetsa

  • Zvakubhowa.

  • Kkkkkk haaa ndafa nekuseka,,,Zim celebrits

  • Hezvooooooooo dead by jp and xq using witchcraft kkkkk ayaaaa

  • Kutatarika nekuda mbiri

  • I am leaving ur page because of you idiots giving this clown attention

  • Uyu anengozi uyu πŸ‘€πŸ‘€πŸ’€πŸ’€

  • This is why I would rather spend my time talking to millenials than these people who are victims of superstition

  • Jah praiser nyangwe akaita mushonga ndewake tsvagai wenyu

  • Olinda grow up aaah.things you were told muchinakirana siya zvakadaro…..

  • chimbuya ichi akomana

  • Milcent Mil Chipato

    • Taf Mugwadi

      She does not deserve this attention. Urikutopa Stunner mbiri. Dakutoimba changuwo chakanzi ukarwadziwa na Stunner haupore

  • We r fed up.of these people …this and that Kiri chiii KO oo NASA makutibhowa …go.find fame somewhere else or nezvimwewo zvirinani …Fxxxx off