For Zimbabwe by Zimbabweans

What I learnt in diaspora being from Zimbabwe – VIDEO

  • Unongohwa iwe

  • Ndinodada newe hanzvadzi weruzhinji awe marwaivhi kanavawe out of the country, raira vamwe wako kuti hazvichinje mombe kuti icheme sembudzi kunyangwe ukapihwa degree rokugara mudiaspora ropa rako ndere zimu

  • Emru Kunanti

    1. Actually, it’s a myth kuti vanhu veku Masvingo vanonzi WeZhira. Originally, wezhira was a term meant for people from Chivhu, on the way to Masvingo. So Masvingo people would say to them “wakadii wezhira” referring to the fact that Chivhu was on the way to Masvingo. Unfortunately, the name stuck on them.

  • gpaskav

    Well done sisi uri wezhira zvokwadi haurashiki ndaizofara ndikawana number dzako ndanzwa kuvhaira newe kuti uyu ndiye anonzi mwana 👏🏼👏🏼❤️💪🏻

  • A few gud points -but U.K. Is not mayenzanise -the uk has a rigid class structure-with elites & commoners -just coz my sister doesn’t hang out with the elite of British society does not mean they don’t exist -do a bit mo reading