For Zimbabwe by Zimbabweans

A message to Prophet Walter Magaya’s ministry workers and others like them

A message to Prophet Walter Magaya’s ministry workers and others like them.

  • very true m behind u vanodherera annointng vanhu ivava machurch mangani anobhadharwa usher

  • ls Magaya a true proohet???

    • A Fake prophet WILL NEVER Attract Crowds. Magaya is A true Prophet

      • fidza

        a true prophet is never liked by the people and doesnt attract crowds, none even ana elijah never pulled crowds, neither did isaiah or even john the baptist, but simon the sorcerer had the whole of israel following him…

    • ummm Satanist got crowds too

    • PWM is a true prophet

    • Magicians

    • i think he is nt why achibhadharisa vanhu kuti vamuone . jesu skabhadharisa ani kuti amuone

    • Akabhadhara ndiani, usataure zvausingaziwe,

    • i heard anobhadharisa more tha 300 kumuona personally

    • hakusi kubhadhara mdara imari yaunodya nekugara muhotel cz unongoenda uri iwe everythng zviriko kuti udye ufuge jira ndomari yacho hapana kubhadharisa

    • You pay $300 for one on one , after paying they tell u that he is very busy he will just lay hands on you, you dont even talk to him.

    • thts true sis he is a false prophet

    • tsitsi usanyebere vanhu hev u eva bin ther that mney is very little unogara 4days muhotel yekwani uchidya evry meal uchipihwa refreshmnts fo $350 that mney is very little kani

  • captain dugaz

    getaway magaya ndi mwari ere

  • Kkkkkkkkk go visit him and prove it. But dont go to test him u will be ashamed.

  • the truth will come out in Heaven on judgement day.

  • This man is chatting shit! If he promised to pay them ngaavabhadhare, they have a life to live as well. Magaya anomeka mari so they should get their wages… Zvimachurch izvi ndezvekutsvaga shagi.

  • nxaaa kutombonzi ooo mari from church , makawanirwa nyasha, vese varikutaurisa makambopiwa coin of Apreciation from your churchs here,, Tendaiwo zvimwe
    musarwadziwe navaMagaya

  • Magaya is a fake prophet of God thats is a real illuminate he peform in church

  • Ehoooooo

  • fidza

    using the same logic sei magaya achizvibhadhara menari isiri yake? stop campaigning for magaya

  • i just think judgement ndeyaMwari matauriro anozoita vanhu vachi judger bible racho ramunoverenga rakati do no judge if u dnt believe PWM ko kungonyarara dnt judge ndezvaMwari zvekutongera munhu hapana anomanikidzwa kuendako wani

  • ini he is my Prophet handimirire kunzwa zvinotaura vanhu.he us a true Man Of God

    • U brainwashed nana papa venyu pauchakumbirwa poto ndipo uchazoyeuka kuti takambokuyambira