For Zimbabwe by Zimbabweans

Takabikwa, Takabvurwa – Baba Tencen on Warriors (VIDEO)

Sign up to receive VIDEO alerts

Enter your email address:

Delivered by FeedBurner

  • Vapera baba Tencen venyu avo

  • Kunonzi kushaya zvekuita chaizvo

  • This idiot crazy comedian is always criticising Zim .but ndokwaanobva nxaaa

  • wapera basa

  • Ba Tencen is backooo

  • kkkkkk from the word go mafunnies ake ayisasvika pano sekesa kkkk

  • Mweya wokungoshora…the boys played better and experienced opponents. The public figure that you have become.. Try and show objectivity and maturity.

  • GO WARRIORS GO, TAMBAI BHORA VAKOMANA, NDOZVINOITA BHORA, NGATISARASE MBEREKO NEKUFIRWA.

  • But he might not be funny Asi Zim was a disgrace

  • Votsek!!!!! ndoska waitengesa maCD muPitori basa rekuhumana sezvinonzi wakarongeka mazivende….Ndosaka wakaZvamburwa KuMbare mazino Akadonha

  • Chivhayo pihwa mari yako bak

  • Rubygem

    my God, you made my day, that was hilarious. Watched the video 3 times. Pwaaaaa