For Zimbabwe by Zimbabweans

“Prophet” Walter Magaya begging Girlfriend Petronella Donhodzo (AUDIO)

  • 👀

  • 😳😳😳😳😳😳😳😳😳😳😳😳😳😳😳😷😷😷😷

  • Vanhu tsvagai mabasa….mukushaya nyaya dzekusasa…

  • mapererwa ne nyaya.

  • If so wakwana papi ,hazvipe vanhu sadza izvo,hazviwedzeri hufumi hwenyika,zvisinei shandai chaizvo mufadze mambo wenyu your master devil ukasadaro ungati washandei hazviunzi sadza patafura zvauri kutaura godo neshanje ndozvakubata ,kuwawata kudai zvakadzora zodzo ibvachupfachu,dzikinuro ijahwi woshora gara ikoko kufanana nemurume wen’anga anoti kana zvavabata murume nemukadzi murume anoti sekuru kumukadzi wake,makabhoekanaka nebasa rakabatwa ku PHD Ministries Zuro sunday ndodaka mamukira kudai,haisi mhosva yako zvakakugarai ndiro dambudziko kusimbirira kubata mambava ehuku ,huku yaenda,zvinonetsa kuudza munhu kufanana nemwana wen’anga nharo ukamupa mapiritsi haamwi anototi itsvina yemakonzo,asi ukamupa chake chifumuro chaakajaira anoombera pamberi nedzikinuro mati magwadziwa here hamusati matanga muchiri kutanga dzamara mati gojono .vanhu vakakwana handitarisire zvakadaro mavari ndimi makafanana nevanokuridzira kuti murume aroore umwe murume imbwa ikava nani,kudzungaira semudzimu isina kana birth certificate kudaro ukatove nano nekuti vedzinza vanoziva nhoroondo yawo pawakatangira kubuda zvako zvekungodhuga sembeva ndashaiwa paumire chiremwaremwa kumbeva nekushiri kudzikinuro hatiregi dzamara magona kuti Mwari

  • NYAYA DZAPERA KA

  • Nhodza

    Lol. Uri kuzviona kuti vari mu spirit. uchambotorawo anointing oil, yei yacho apa? iwe uri kukwirwa na prophet woda kuti vari mu spirit. Piswa nyoro musikana,

  • nyorai manyepo enyu muchaneta henyu….WE ARE NOT MOVED AN INCH!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!

  • Nehanda mapererwa

  • ini hangu handinamati kuPHD bt ndoona kunge zvese zvirikunzi audio zvakubuda izvozvi inhema dzega dzega,n izvozvi hatichazivi kuti nyaya yacho yaari kupomerwa ndeyechokwadi or hapatorina nyaya,sei zvakubuda nhasi

  • handinamate hangu ndiri ikoko but murikumunyanyirawo imi musarwadziwe nemunhu .Tsvee kutsvaga zvinoraramisa mhuri kana musina zvekuita gadzirai mapothol akazara munaMasvingo road

  • handinamate hangu ndiri ikoko but murikumunyanyirawo imi musarwadziwe nemunhu .Tsvee kutsvaga zvinoraramisa mhuri kana musina zvekuita gadzirai mapothol akazara munaMasvingo road

  • nehanda nyaya yenyu yavakutibhowa iyi tsvagai dzimwe

  • shifting to higher level and mainraining it!!!!

  • this trick was good at first but now zvazonyanya and it now sound like zvinhu zvepwere. mutsayi maIndustry akavharwa aya than extoting someone’s money.

    • i could not tell if you are Pro or Anti Magaya in your rant.which is which shamari

  • hatinei nazvo izvi nonsense

  • Busy trying to pull him down u mean to say all our calls we make with our wife’s and stupid girls friends are recorded? So why the recording are not made public?

    • Chipo

      There is no smoke with fire.