For Zimbabwe by Zimbabweans

Was Jah Cure wearing women’s clothing in Zimbabwe?

  • Unisex

  • Kkkkkk nehanda radio is this the best way to end 2016

  • Hehehe if you think so you have very little knowledge about current fashiob trends .People blur the gender lines in 2016 to create a unique look.

  • It wasnt a fashion show but musical show

  • Most of these top designers mufashion industry umu ingochani wangu, yah we might be in 2016 but you should also select cos zvimwe zvacho zvozonyanya.

  • Munhuwese akungopfeka kunge bheb

  • clear sign of kuthi Zim kumusha…..remember pandayenda kumusha boyz dzaiti ndakapfeka hembe dzegals

  • Kevin Shamhu

    I you guys grew up wearing zipped trousers,u should know better. Look at that photo n see where the zip is facing b4 saying nonsense you morons

  • MaZimba matanga.Our nation is full of hypocrites.

  • This is not 1960s dude time flies things changes the way we dress

  • No because the button was on the right side

  • So what?? Like really now??

  • As long as riri trouser ndere varume apfeka dress ndiye anonzi apfeka zvema bby

  • Akati vakadzi vanopfeka matrousers ndiyani?Murume akapfeka skirt moti anopenga saka hamuna kwenyu vanhu imi.

  • Aya cure

  • Yah… Zim kumusha for real

  • Unotoshaya kuti zviri kufamba sei!

  • Ini jahfloor fashion sense yavo inekaungochani mukati l have seen many pics avo vakapfeka tumwe tumitodo tunosiya une mibvunzo.

  • Dem nuh real

  • Zvinhu zvinokosheswa Zim hazvina kubasa

    Got a message from a friend hanzi chipata pata chinoita varume vemuZim kunochecheudzwa kunokunda kwavanoita paregistration yakubata. Hanzi vanofunga economy inosimbiswa nemakanda eplumbing…

  • Cilla Mawerera Inzwa shaa kkkk

    • Kkkkkkk zvandisiya ndine dambudziko zvikurehwa apa.ndavamusiye

    • Kkkkkkk zvandisiya ndine dambudziko zvikurehwa apa.ndavamusiye

    • Kkkkkkk zvandisiya ndine dambudziko zvikurehwa apa.ndavamusiye

    • Kkkkkkk zvandisiya ndine dambudziko zvikurehwa apa.ndavamusiye

    • Kkkkkkk zvandisiya ndine dambudziko zvikurehwa apa.ndavamusiye

    • zvakaoma kani bhururu

    • Ta Solomon ndibate kuwhatsapp urgent

error: Content is protected !!