For Zimbabwe by Zimbabweans

Full collection of VIDEO clips of Mugabe sleeping and falling at events (Up to April 2016)

Full collection of VIDEO clips of Mugabe sleeping and falling.

Sign up to receive VIDEO alerts

Enter your email address:

Delivered by FeedBurner

  • state!!

  • Ichokwadi here

  • Any benefit there

  • Pliz bring us soccer news,hanzi kune strike maWarriors anoda 15000Bond note per player ndizvo????

  • What would one archive when watch that video. ?

  • ZvaVaMugabe hatinei nazvo taurai nezvebhora rinova rinotibatanidza muZim,not Mugabe this Mugabe that.mavedios nemapics takazviona kare.

  • for what reason kwenyu hakuna chembere neharahwa here, kwenyu ndozvamunota kuti ukaona mai vako vakagara deya unonodaidzira raini rese riiuyekuzoona here

  • Does watching those change anybody’s life? Haven’t they taught you not to laugh at your elders at home?

  • Ndidzo nyaya dzega here panopano mugabe

  • Ko Obama paakasura abvunzwa mubvunzo naBob.iwe pahudiki hwako wakatombokotsira kana kudonha paruzhinji

  • Buritsai enyu muchidonha tione,siyanai namdara

  • Not funny at all

  • Kana inini ndombodonhawo kana ndikatadza kutsika. Apa mashayawo zvekuburitsa

  • Unganakidzwe nekudonha ko iwe hausati wambodonha

  • Ehe Mugabe achembera haanga tadzi kudonha mabvi ake akungwenda ngwenda saka azvishamisi

  • I dnt c any lesson on that.sorry mr reporter,revise your work

  • Ngatiregerei kunyengedzana.vakangwara vanosiya zvigaro vasati vabatwa nechirwere chikudonha-donha.tinodawo wechidiki anokwira masteps endege achimhanha sa obama.anopinda munhandare kutamba bhora saNyusi.haikona anotaura zvisinganzviki nokubatwa nehope macrophone ichiri pamuromo.

  • Time for prayers

  • kanga kapihwa chekudya here

  • Hands off my President!!!!!!!tumikosho twenyu

  • Tanga wagona maspellings , positive vibes only 2017

  • Shame on u, no fun at all

  • How many have slept in 2016 and where are your videos;)?

  • Siyanai nemdara wedu. Wts Ridiculous about falling.

  • Kkkkkkkk

  • yeah it’s not funny bt it’s pitiful kkkk