VIDEO – Child made to chant hateful Zanu PF slogans and also dress in Mugabe regalia

  • Thats as deplorable as it sounds…but that video is as old as Nehanda

  • That’s nonsense

  • Ndizvozvinoitika kana baba ririrombe

  • Dictators.

  • Disgusting.

  • That kid’s future is secure.He will grow up knowing he can look forward to controlling strategic means of production which is land whilst the likes of Patson Dzamara force arch their children to please Western embassies.These are not times to be stupid.Join the winning team lest some of you here will be flogged by your church children for denying them opportunities in life by way of supporting useless opposition parties

    • Children have a right not to be compelled to take part in an political activity.thats abuse at the highest level

    • I think you were dropped on your head when you were young

    • You have been brainwashed and u tell yo kids lets join the winning team coz u can’t think for yourself so STUPID reduzvi

    • @Chennhamo i dnt blame you but your upbringing :the words you speak and mind you have shows that you need a defrief for grade 0

    • Uyu munhu anopenga sure. He is a lunatic out of touch with reality. Winning team ipi apa humbavha ndokuwina here. U are a joke

    • Chenhamo akajaira nhamo and achafira munhamo kwaari it’s what the world should be

    • Amana mufana iyi ane munda muchitaura rubbish. Regai muone.Tichaona akangwara ndiani.Imi me Facebook yenyu kana iye nemunda uwo

    • Minda ipi muchiswerotengesa mainputs amunenge kapihwa.Rimaika tiwone Minda yacho ana Chenhamo

    • minda ikutorimwa.Hapana kusinw huwori shamwari.Zvakafanana nekuchema kuti semi line mahure.Hazvina musoro chikuru kurima nekushanda.Kwete kuswerowawata muchitaura nonsens e

  • l blame iro rikutora video neiro ririkudaira bwasi nayo bwasi nayo zvekupenga

  • This is child abuse. Ndinokumbirawo hotline yeve Child Protection

  • mumoona kane utano here kamwana ako

  • Kane ngwendere

  • dai kadzidziswawo nemaBible verse

  • This is Indoctrination at its best

  • Ndozviri right anokura achiziva gwara remusangano pamberi mberi neZANU PF

    • Wazopenga manje

    • Gwara ripi. Gwara rekurova vanhu, rekupisa vanhu nemaplastic , gwara rekutambura, gwara rehigh unemployment, gwars rekurarama zvekukiya kiya, gwara rekuita vendor, gwara rekubuda munuika uchienda kusouth Africa nebotswana kunotsvaga mabasa because muno unofa usina kumboshanda. My friend muka muhope mauri vhura maziso ivawo nechinagwa muupenyu. Kamwana ikaka kari kudzidziswa chii. Teaching a child to hate fellow Zimbabweans kuti azoita chigeen’a. People taking away the future of this kid. This is child abuse of higher magnitude

    • Kushure kunonhuwa nhamo

  • Child abuse shame nxaaa komubereki wacho aripi idununu chairo

  • while their own kids are somewhere over seas enjoying, this is child abuse at its worst

  • Zvakanaka chaizvo chaizvo excellent

  • Mwana uyu ato nubu

  • haha how low can you go ? Get your MDC kids to do the same

  • Child abuse straightaway

  • NGAASUNGWE IYE MUGABE,THIS IS OVER 100

  • Batai munhu muzvambaradze,its over 100/ CHILD ABUSE.MALAWYER EHUMAN RIGHTS NGAASUNGE MUNGHU.