For Zimbabwe by Zimbabweans

Kaana mauya kuChristmas kubva kuSouth Africa musatinetsa – VIDEO

  • Hello big nose!

  • Ukwane iwe zibuno

  • never had the time to watch the stupid video,but from where I am sitting I can see dude is so irrelevant and very spiteful!
    These “kana mauya kuChristmas” videos always come from vanhu vasina kana plan,like Big Nose right here!

  • what a Moron!

  • unonetswa uneiwo mupurwa zvake dzvinyu risina gushe .kana usina zvekutaura nyarara………..hadzimo

  • Unatikwanira iwe, tseke

  • Bull shit

  • Ndiwe ungatotinetse shem

  • he is right .point taken kkkkkk hnz huyai nemaroad enyu ma1 way 6 lanes plus mari dzenyu.kkkkkkk but pamari??????? rand rikutenga kwese koimwe yake yaataura.

  • Poor fellow the video was supposed to be funny but his lack of acting talent achieved the opposite. Should have given someone to present it for him. His facial looks made it even worse.

  • Voetsek u stupid idiot, senseless vedeo.

  • Zimhino!!!!!!!!!!!

  • Haa, ndo jealous ne vanhu vari ku South. Wakambonetswa nani. Tibvire kumhepo.

  • Jambawo border uuye kuno kumafuro manyoro.ukarwadziwa nesu haupore

  • Ko muri kumutukireiko nhai?

  • Ukaona vanhu vaku tsoropodza mhino yako then wobva wazia kuti zvawataura hazvina maturo

  • Who is he really addressing? His relatives?friends? Or is it everyone working in South Africa? Whoever yo msg is directed to, just know kuti hapana ari nani kupinda mumwe apa! We are are all screwed by the same people in power . Zvokuda kunge zimbabwe yacho ndeyako ndokutaika ikoko

  • Kumeso kwakaora

  • Imi ndimi munotonetseka nekuona vabve Joni

  • Unonetswa uneyi

  • Just go to your relatives unovaudza stret iwe dinga iwe.

    Uchenjere kuroya!

  • Kkkkkkk Munenga Learnmore inzwa uyo

  • Kkkkkk what a witch

  • Uri ngoko

  • Pakadoma, panopisa kwaaa 😨

  • Wakapenga muface wangu. I liked the way you put it. Vanoti isTrue.

  • Hauna kukwana unonetswa uneii kuno kusouth tigere tinouya nezvinhu zvedu zvakakwana

  • Zibuno

  • Stupid video!

  • zimhino kunge musuva wembava totadza kushandira mhuri dzedu nekutya mhino yako iyo

  • Mwana weZanu PF uyu, akatodza asekuru kutaurisaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Ndizvo zvaunofanira kutaurira hama dzako kwete vanhu vose . Mukanwa mune shena, uchiti mazimhino.

  • Kkkkkkk chataurwa chakanaka hapana kana one .saka vanhu havachabvunzi kana vasingazivi.Hatichatauri chakashata munyika.kutodada ne corruption.chavakanakira zvavo vanobva paSA kana vodzokera vanotakura nevamwe vasina mabasa vanonovaratidza kuti mari inotsvagwa sei

  • Dai kushata kwaivava ungadai wakafa nekukwenya,,,,,,, zimhuno

  • Love this guy, hilarious.