Facebook Wars: Furious Walter Magaya follower attacks Mandla (VIDEO)

  • Vaudzei kuti magaya munhu wo zvake wo handi mwari!! Mi seh

  • pane vachirikunamata zvifananidzo erree

  • zvakaoma

  • N’anga dzakauya dzavandudza maitiro adzo takambozviona Pana Mathius and Mildred musati mazvarwa muchazoibata dot com yacho with tym

  • Vana va papa twuma war veterans.

  • God is the only one who heals not Magaya.

    • u knw wat God can use someone to heal or to deliver someone u must knw that

    • But ultimately God is the one who healsBright Sigauke. Any person can pray and people can get healed. There is absolutely no need to seek an intermediate when you want to talk to God. I talk to my God directly and he listens. I don’t need the Magayas, Makandiwas,TB JOSHUA,Bushiris and many more. My God is a God of faith. He talks to his children anytime does not look at who they are what they have. He is the maker of the earth and the heavens.Don’t be desperate,if you want something ask directly from God not to go through a pastor.Read Mat 7:7

    • God heals thru prophet Magaya

  • anoona kuti magaya haamuitire ñgasaendeko ànoona zvichimufàmbira nďaenďe kwete kuswero netsana ķunge vakadzi vepábarika

  • eeeeee munoti wakatengwa ko iwe kumbotengwawo kee endaka kuna vamagaya vacho uvati chimbonditengaiwozve

  • You call them followers, fans or hooligans? Papa knows better. The rest know nothing of what they are doing

  • True my brother!Amen inobhowa Satan.Vanhu vane ma jealous chaizvo munhu anoda kuona munhu achitambura.

    • What is good?

    • He is telling the truth people vane jealous.

    • Who is telling the truth,there are two videos involved?One against Magaya and one defending Magaya?

    • Listen my comment is under a video I am talking about.I am defending Prophet W Magaya.

  • Ma church azere zimbabwe yose anoda kuenda kumasowe,sda ,roma,zaoga ,afm,anglican,even kun’anga its up to siyanai nesu toda kuenda ku PHD, munorwadziwa nei its our choice our freedom of worship hapana anombomanikidzwa,please leave us in peace mashaya mabasa garai mudzimba menyu #YADAH FOR AND IN ZIMBABWE TO STAY chero mukadii hapana isu zvedu #SHIFTING LEVELS

  • Fight for God not magaya

  • Ini kwaMagaya kunondispaka heavy#Yadah.

  • Hakuna anokunda Mwari…Mwari chete ndiye wandicharumbidza

  • Ita amen inobhowa satan varikusvotwa hamusati matanga.Muchataura kusvika miromo yaenda padivi

  • Shoko raMwari rinotaura pachena kuti ukaita chinhu uchiita zvekuda kuti vanhu vakuone watopiwa mugove wako panyika kudenga hakuna chako, mabasa amagaya ese ndee show of kuti nyika honai zvandikuita Mwari havasi vekuonererwa zvamagaya izvi, the bible says achavapowo maporofita enhema. Akaita sana magaya achange achiudzawo gomo kuti ibva apa uende apo vachishandisa zita rangu asi zvirokwazvo handina kuvatuma, roenderera mberi richiti muchavaona nezvibereko zvavo, he is a rapist and achi cover tsvina dzake nemari he can go to a political member kutenga ma stand akawanda achibhadhata chioko muhomwe, tibvirei na magaya he is the true devil worshiper pamuchawirwa nechurch yeyada kana turn yake yeropa yakwana ndipo muchasvinura

  • Muchristo here uyo arikutukana nevanhu. Which bible does he read. #justasking

  • Isu neYADAH zvedu zvakabhadhara siyanai nesu pliz

  • This is real part of illuminate

  • Very contrary to Christian Ethics.

  • Kikkkkki

  • The face above has no link with Christ, murume ane maEarings, madreads, nemuromo wakaora.

  • chiiko nhai vanhu vamwari nevanhu vamagaya morwireiko makangamwa here kuti tine hama dzakafa 2014 ku Nigeria uko vainda kunotsvaga mwari wavo tb siyanai nevanhu vevanhu mukudze wedenga musika vanhu ndiye chete ane simba pamusoro pako not muporofita ari kutodavo mbiri ne mari

  • Yes Mandla is foolish and idiotic

  • Aaah hahahahahaha pakaipa!!😜😜

  • People perish because of lack of knowledge.The bible talks about be a peace maker..There is no peace on this video..Also its only the almighty God who heals the sick…

  • Kana mashaya nyaya

  • ini hangu will do likewise john 18:10 Then Simon Peter, who had a sword, drew it and struck the high priest’s servant, cutting off his right ear. (The servant’s name was Malchus.) prophet W Magaya has changed my life will be better of dead if it was not for him. saka what ever who ever says bad about him you just starting another WAR with me because I know God is on his side . in the bible King David was a Christian but he fought wars. what time of wars did he fight? like wise you have to fight, defend for what you know is right and what butters your families bread. reserve your negative comments don’t let them get to my ears about prophet Magaya simple

  • Mfanha chitendero wachirasa kana akapora akaporeswa namwari kwete Magaya. Uye takamirira maresults anobva kwadoctor kuti apora zvechokwadi here kwete zvaMagaya zvekutsvaga mazimari

  • Bosswillis Mawillis

  • Magaya akashandiswa na Mwari kurapa saka hatidi kushora munhu waMwari

  • Vanhu tine dambudziko rekuonererwa. munhu akangofungira kuti ava nemari munotukwa mukazvirega. GUYS please leave Walter alone he never ask for any kind of assistant from anyone if you feel he is doing the wrong thing, then you do the right thing

  • ane bhora ndiye anomakwa

  • Maonero akewo Mkomana

  • Ndokunamata kwekutukirara, the bible says be the light of the earth, zvino izvii hameno…!!!!!!

  • Zvasiyana PhD is here to stay

  • Healing of a sick person starts psychologically.I see churches as psychological hospitals. Some ailments can totally be healed by having strong faith eg depression as your body will produce happy hormones. Some ailments need drugs to complement what churches are doing otherwise unefa. Nothing unique in what the Prophet is doing. He is a business man dealing in manipulation of poor human souls using God as a front.Sadly people follow him like lost sheep… MaZimbo kuhakira chese chese… Zvakaoma

  • Mandla i Ghoast

    Yes

  • https://chat.whatsapp.com/CNcR0d5bI7KIdSG0CRmQbF

    At Movt Motors Pvt Ltd we deal with buying & selling of construction vehicles ,luxury vehicles ,buses etc get in touch with us.
    Join our group if you want to advertise your vehicle ,you looking for a vehicle to buy , or anything related to cars.

    NB:
    •provide your advert with enough details & price
    •adverts unrelated to the group core business are not tolerated
    •we believe in good business ethic ,so lets make fair deals.

  • Kkkkkkkkkkkkkkkk marastar

  • thank you rasta for defending our father prophet w magaya. I hope mandla adzidza.

  • Rasta wekwa magaya apenga

  • Ko hausati wageteswa musoro?

  • U see vane mweya

  • Zvakaoma

  • Kunamata kwacho kwabva kwashsaya basa if you go insulting someone because you differ in opinions. Rather than insulting someone for some personal things they can’t change, why not explain how it works. Those who have watched some documentaries they know so many of these so called prophets fake miracles to gain large crowds.