For Zimbabwe by Zimbabweans

Soul Jah Love dedicates song to Walter Magaya – VIDEO

Sign up to receive VIDEO alerts

Enter your email address:

Delivered by FeedBurner

  • Nhamo zvayinoita

  • Ndezvekutungana kwemadhongi izvo

  • Pastor vedu vanosimudza msoro kunge gumkum

  • Kwaaaaaaaa pane nyaya yaMagaya hapashayi macomments

  • Sando.

  • KKKKKKKK HAntie ndozvamakataurirana
    Kkkkkk uchaona maZIPENZI achiti tonorapwa hayas

  • Madhiri amakaita ayo,takukuzivai naMagaya wako iyeye

  • Js beware “touch not my annointed one” thus says the Lord

    • who told you he is the annointed 1of the lord??confused bootlicker

    • Jesus was annointed by John th baptist when th holy spirit decended like a dove on him. Elisha was annointed by Prophet Elija before he went to heaven. Which prophet annointed this magaya? how do u know he is annointed? who saw him being annointed? Crazy dick heads

    • Sisi Ndoro munoda kubatsirwa hamutoziviwo zvenyu imi. Kana magaya akakunyeperai kuti munoroorwa gore rino zivai kuti mangosara ne16days chete kuti muone kuti anonyeba magaya

    • kwaaniko,ndivo ma sister e kwamagaya,anoenda kunogara front row akashadabura,kuti magaya wesviro awone’dzinhi.ozoguma amutema nayo.kozoridza mhere kuti karepwa,iri skiri yekuda mari.

    • Kkkkk verengai bhaibheri zvakanaka hama dzadiwa. In what context was that said? Zvakanzi I will not kill him but will always ask him to be accountable.

    • chinonetsa unoita zvekudzipura tumaphrases tunoita suit your papalion.Izvi hazvairebwa Magaya wanzwa.

    • Chengetai amai nababa vako vakakubereka. Busy kukwidza ndenge baba vemumwe munhu kwana….

    • Ibvapa iwe pwanointed pwanointed kudii …who anointed him?

  • Wats wrong

  • nyora song uchitenda mwari not magaya

  • kkkkkkk ndiyo yaMhere iya iya yekuti mkadzi wakwirwa,Zhakata akafambisa yekuti afa pakabuda gomba remarara uyuwo Mukudzei akafambisa rekuti afa akati hamundishuvire rugare kuti ndiri soja rinosvika kure kkkkkkkkk music industry hatibatwe kumeso sepwere isu.

    • marwadziwa here mukoma….. mototenga ma pills e bp

    • ndinga rwadzirwa nei iwe hauzii kuti n’anga ikashaya varwere inorwarisa yega here kkkkkk iwewe ndiwe warwadzirwa nechokwadi comment box iripo kuzouya pareply zvadii.

    • ungabatikana nemvana dzekwaMagaya here,rega dzirohwe homwe

    • taura zvako mukodza obvious vese vekwa magaya song iyoyo vachaiteinga $10 kkkkkkkk

    • Hahahaha ichatengwa kunge magaka

    • Magaya anoda kutiona sezvana zvitoko anokanda tutsotso twake muvanhu ozorapunura achida zita nxaaaaaa

    • ukanzwa anot hee papa papa know kt he is a maniac, papa in’anga iya haas prophet makamboonepi baba vanokwira vana? papa musviristiya

    • Chandinoziva ndechekuti magaya arikubira vanhu,kuzvibvuma kana kuzviramba ndozviripo. Kuzoti dai ari ndiye akanzi rova gungwa netsvimbo vana ve Israel vayambuke ndofunga angadai akaita mari achiti asina kubvisa mari haapindi. Anodisa mari munhu uya

    • kkkkkkk zvakaoma kani ko iye jah love wacho wakanga agerwa nguvai ndizvo zvaakaita futi benzi rekunyepa kwarusape riya chakatanga kugera musoro apa mabatire akaitwa jah ndeekuvhara Peter na Johane vanoti muzita rajesu simuka ufambe kwete kuti huya ndikubate ruoko izvozvi chachaya song yatobuda yava kutengwa kunga magaka kkkkkkkk anointed chibaba.

  • Uuuuuu

  • Dedicate it to God first

  • Always people are like that they opporse first before they hear the other side of the story. They only bielive when they see his hospital cards that is the only proof.

    • washaya

    • tichabvuma kana six months dzakwana achifamba

    • Hapana hospital card rinodiwa apa munhu achiri mu wheelchair izvozvi. Vakamumanikidza kusimuka ndokumutorera wheelchair achirwadziwa ivo vachitora video. Nemiwo makapusa muchabvuma pamuchaona achiita show ari mu wheelchair ndopamuchaona kuti magaya itsotsi

  • akarapwa naMagaya here kana kuti na Mwari

    • Haa iwe hapana chakarapwa munhu achiri mu wheelchair mhani. Akangomanikidzwa kusimuka achirwadziwa kuti vatore video chete but chokwadi ndechekuti achingori chirema.

  • Sauro ndiye wokumboimba Kambo kekushoropodza minana hoyoka nhasi woti waporeswa nemunana

  • Thnk u chibaba

  • If its a true miracle why assist the guy to stand? When Jesus did these things it would be said “Immediately” he stood up and started to walk. The half baked miracles are not true.

    • In the Bible there are major Prophets and minor Prophets. Ana Magaya ndivana minuscule Prophets.

    • KKKKKKKK,you are drunk,JAH IS NOW WALKING WHETHER YOU LIKR IT OR NOT.

    • Who saw him, time will tell

    • magic magaya

    • Magaya arikushandisa magic but anenge akabata bible. Zva jah love anonyepa coz arikutonzi achange achiita ma shows ari mu wheelchair. Saka pakabatwa na magaya ndepapi iye munhu achiri chirema? Fungai mhani

    • Ummm vamwe muri varume vakuru chiiko imi

    • inda kurwadziwa nekupora kwemunhu

    • Kupora kupuko ibvai apa tuvana twa papa dzungu

    • Ana Shepherd endai munofudza mombe munongodaira nedzamusingazive

    • get away mhani imi vasingaverengi bible.when Peter nd Jonh vakaona murume anga akaremara aripa beautful gate Peter akati sirivha kana ndarama hatina bt wat I hav I wl giv u in the name if Jesus arise nd walk akabva amubata ruoko achimubatsira kusimuka verenga kuna acta chaptr 3vs7 iwewe sherperd ugoverenga bible bfore u comment cz munozonyara takukuvhuriraiagwaro.musataure zvamusingazive futi manzwa ka

  • How about dedicating a song to God

  • kusaziwa zvakunoita,Magaya akasika munhu,kana wapona tenda simba rashandiswa neakuponesa,kana riri raMwari tenda Mwari of which i doubt very much

  • Kkus Kukx Twentythree

  • paunoona kuti ndezvematuzwi,ndepekuti.benzi riye rokuuridxirwa hwamanda,kunzi raporeswa na magaya,richiri in hiding.magaya haadi kumu releaser,coz he is a stinking fake.

    • tarisa hupenyu hwako urege kutarisa kuti magaya adii ukaona uchirwadziwa nehupenyu wemwe munhu unenyaya iwewe warimbidziwa nhani kuita church

    • Ana Iris dzikamayi Church inoitwa

    • iwewe iris,watorwadziwa nekuti,tinokuzivayi kuti muri tumahure,tunotungamirwa nemhombge magaya

    • but iro benzi racho munomborivigireyi kana zvisiri zve fake?imi ana dako imi

    • Who told rakahwandiswa don’t be used nasatan zvakadaro if you dout don’t follow why why Did we come and ask you what you ate yesterday at your house

    • idiot,kana makarihwanza whose the fuck,?handiti yu are trying by all means to preserve,your nonsensical nonsense business?skunk

  • Already????????

  • vidio haisi kutaridza zvarehwa

  • Why is he still in the wheelchair

  • Mgaya is a Tsotsi if you are not Ngwarad he will tsotsing you also

  • Godo hariperi

    • godo rei hausi kuona kuti Magaya atora advantage yelevel of understanding nelife position yemunhu kuti atsvage mbiri naye.Toda kuona kuti six months dzinosvika here akarega kuenda kuchipatara

  • PHD CHIRONDA CHISINGAPORI,ASI ZVIRONDA ZVISINGAPORI ZVINOPORA KU PHD.JAH IS FEELING GOOD NOW,GUMBO RAKAPOTSA RADIMURWA,JAH VAKAZOZIVA KWEKUTIZIRA.WHETHER YOU BELIEVE IT OR NOT HAZVICHINJE CHINHU.

  • Musataure nhema dzemusikazive.💪✊

  • Waitirwa Nyasha iwe Chibaba , ava vanongotaura zviri negative hatinei navo nguva yavo ichasvika yekuti vazopawo testimony . #haterstakeachillpill #PWM

    • Iwe pepuka mhani,munhu achiri mu wheelchair saka kuporeswa kwacho ndekupi? Vakamumanikidza kusimuka achirwadziwa vakatora wheelchair yake vakasimudza mudenga vachida kutora video. Musaputirwe kudaro imi

  • Kkkkkkkk kuzvitambira kana kushaya kuzvitambira isu ve PHD tinongoti mwari wedu muhombe titori kumberi

    • Wagona pawati mwari wenyu,nekuti wekudenga chaiye haanamatwi nekunyengera uye nekubira varombo. Kubhadharisa vanhu vanematambudziko nekuparidza gospel of wealth ndezvenyama izvo. You are lost.

    • Kumberi kupikowo kwmunoyaura vana veyadha vanotengeserwa chibage chaiswa annointed oil

  • SAURO UYE APORA SATAN ACHIDA ASINGADI.HIS NAME IS JESUS,HE HEALS ALL DISEASES,NOT SOME DISEASES,BUT ALL DISEASES ,JEHOVAH RAPHA .

    • Mwaka uno akatamba nezvisizvo,anobatwa nemujenya chete magaya. Ngabude mu wheelchair tione kwete zvekumanikidza munhu kusimuka achirwadziwa bratishit

    • hanzi arapwa asi panotodiwa specialist doctor but ngaarambe arimuwheelchair till further notice.saka haana kuporazve

    • WAZVINZWA NANI
      .UKAONA MUNHU AVEKUIMBA RUMBO RWEKURUMBIDZA MWARI WAVA MAGAYA,IBVA WAZIVA KUTI PANE ZVIRIKUITIKA.RONDA RIRI KUOMA SENYAMA YAKASASIKWA.

    • Preach Farai

  • Ndofunga muZimbabwe mungadai musisina zvirema kana varwere

  • ndosaka vachiimba zvisina musoro munhu akaenda kwamagaya only 3 days ago atoburitsa song kare?

  • Has he been given a clean bill of health by the doctors. Ndozvine basa

  • munhu wese anonamata kana kutenda muna magaya is foolish, indoctrinated bootlikers, literate but uneducated, lazy miracle seekers, sinful generation, blind followers, desperate maniacs, yesmen, blasphemous pharisees, hypocritical fools etc who mispace their faith in a meer mortal

    • For your own information Zimbabwe is a free nation were there is freedom of worship everyone has a right to choose religion yaanoda kumudzimu, kumasowe, Kwatsikamutanda, kana kuchurch. Mind your own businesses mukuru wangu mozviendera kwamunoenda makanyarara after all who are you to judge.

    • Imboko dzinoda ma miracle kudarika miracle giver

  • Vese vakanzi na magaya mucharoorwa gore rino,mucharoora gore rino,zvenyu zvichaita gore rino zivai kuti mangosara ne 16days chete. Mukaona pasina chaitika pa new year moziva kuti papa venyu vanokunyeperai.Vhurai maziso!!!

  • kind yemunhu wacho inemibvunzo mberi.Lets wait and see after six months .Chokwadi chichabuda ipapa kuti zvasiyana here zveshuwa

  • Miss me with this bullshit.

  • Guys lets not be fooled remember yaBerve futi kakasiya nonsense dzaMagaya kakukoira worse on stage kkk Magaya akutsvaga vanhu n all means!! kana Jah vakapora madoctors anemge akapa correct prescriptions

  • Chibaaaaaaaa

  • mbiri kuna Jesu..chibabababa chapora

    • Nhema dzako iwe munhu achiri mu wheelchair. Usaite bofu senhuta iwe ongorora mushe

    • Goddie this was an ulcer hw do u xpect kupora ipapo ipapo?hes alrdy healed

  • in a split second.

  • l never like Magaya n l`ll never ever like him.

    • u a nt forced tarisa hupenyu hwako urege kutarisa zvirikuitiwa na magaya

  • Mari yemnana hawiiteee hawiiteee

  • jah love aendesa,hwake,hupenyu nt yrs saka iwewe muvengi urikurwadziwa ney chero akafa its minus one in his family kwete kwenyu kkkkkkkk

  • Ko chii chinonzi Magaya ini ndomuziva sa muzvina bhizimusi anohwandanechitendero asi ari after money.no money no Magaya saka vari after money vose nenhenadzavodzo hatinzwe izvo isu pfuseki yavo vose kkkkkkkkk😂😂😂😂

  • After all has been said n done,nothing is impossible with God e creator of heaven n earth

  • Vanhu makaita sei. When wl yu appreciate zvakanaka zvaitwa nemunhu… Haaa mbiro kuna Jesuuuuuuuu…Yadah kusvika ndafa

  • Magaya haaporese munhu anoporesa ndi Jesu so kana Jahlove akapora mbiri kuna Jesu

  • Kk Walter Magaya, zvambura mari dzemadinga awo. Mabhambi ako idya zvemarema

  • Why not ?????

  • Wana vasatan don’t be used to extend that you hate your fellow country man if you hate p h d why do you follow every activity

  • MUSARWADZIWA NAMAGAYA MUKARWADZIWA NAYE HAMUPORI.
    Mbiri kunani. Mbiri kuna Jesu!!

  • Asi yanga yakanyorwa kare

  • This page rinomboshaya nyaya or kunakidzwaa nemacomments evanhu. This is the same post you posted yesterday

  • 😂😂😀

  • Kuna mwari kudenga ngaavongwe