For Zimbabwe by Zimbabweans

TSIKAMUTANDA – Are they real or fake? Watch this video

Sign up to receive VIDEO alerts

Enter your email address:

Delivered by FeedBurner

  • All fake kunge magaya

  • Matsotsi

  • Ofcoz they are fake

  • masaramusi

  • True to a larger extent

  • πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ hameno ikoko Josias Moyo

    • now regretting why i dd not come with you

    • Hanzi na khotsimnene vamwe vakunanzwa magaro nenyoka ku bridge πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Ukati fake hanzi tora nyoka iyo uende nayo kumba kwako

  • Fake

  • lie

  • some are real some are fake.

    • and all you think are REAL Lloyd, those are the first degree of tsotsis

  • Original fakes matsotsi asina banga

    • Gidza

      So if this is unbelievable and confusing who should people believe in? Where did the dude take the reptile from…or you also tell us that it’s not genuine? Is this a dead snake or not? The only thing that tells the truth, in my opinion, is the bible.

  • Vamwe vacho ndoovakupfeka masuit nekufamba nemota mbishi

  • Fake

  • Mbavha idzi hameno kuti vamwe vanhu vanopusirei kudai izvozvi mombe dzapera kutorwa nematsotsi aya

  • Fake. These people come into your area and study your pattern of life. Next.time they come.back into your area they will be telling you about your life and in the process you believe them. You end up.giving up. Allow them in your home and they plant their things in your home then later they claim they want to remove the stuff for a fee from you.

  • U know the ansa that they ar fake

  • These people are fake, agents of satanism just like today’s fake prophets.vakangofanana difference being that vamwe vopfeka masuit

    • Agree basa rekudyira vanhu Mari iwo ndiwo wanopfuma

    • Pedro Gorosviba

      You are right. But as you continue with your research, you will soon find that everything surrounding you is, actually, fake! We accept the reality of the world with which we are presented.

    • Taurai zvenyu chokwadi hachiputsi ukama!

    • How do you know that there are fake? Give us proof so that we can believe that there are fake. No one knows the truth, only God knows the truth. Ikozvino makawana zvekuvanza nazvo huroyi hwenyu, chimwe nechmwe fake, maprophets fake, so tell us now. Who do you know a real prophet? Which means there’s no prophet here on earth?

    • Success the Bible say edzai mweya saka usatongese munhu kuti ukuda proof study your Bible carefully ndomaunowana proof

    • Asi Susuccess uri muporofita here,verenga revelations,hanzi vachauya vachiti mwari mwari ,vachi vanda nezita rashe ,hanzi vazhinji vzcharasika,ngwarirai,mafake profhets

    • Cnthy Bee so you tell me kuti wakaedza here mweya yese irimavari lets talk zvinhu zvamunoita zviripractical so kana maprophets atirikuona mumatv arifake how where they proven fake

    • kana wakaromba they are fake coz they know and see yr secrets period

    • havambofambi vachiti vatumwa namwari ari munharaunda medu iyezvino vanoti varikutumwa nemudzimu wenyika huipi hwawanda ..so dnt mix muchiti vaporofita they are operating on behalf of national spirit mediums

    • #Success, kusaziva kwako ndokunoita udyiwe wakasvinura sematemba nemaprofita enhema.saka Hoziya 4 v 6 yakati vanhu vangu vaparara nekushaya zivo, kumbira wisdom kuna Mwari ugone kuona chokwadi usvinure maziso ako ayo asingaone.Bible rakatipa right yekuongorora mweya nokuti haisi yose mweya inobva kuna Mwari ichaita basa pamsoro penyika.verenga Mathew 7v 21 ndopaunoona kuti vaprofita venhema variko .svinura iwe

  • They’re real some of them

  • mafake vese nanaPapa simba ravo mishonga nehusatanism

  • Mbava I dzo

  • Thingz we concentrate on??? Unproductive. I’m not surprised when u get the whole cabinet spending a day discussing witchcraft

  • fake

  • these people are 100% fake

  • Vanagweja.

  • ko vabatsirei ka imi munogona kunamata mune hukama hwakanaka naMwari mutidzingirewo mweya yetsvina yabata vaporofita

  • mbavha handidi kana kuvaona

  • I used to kno a guy that claimed to be 1-it’s a con -I’ve seen these scammers destroy marriages,families & whole communities-just like these fake prophets

  • Mbavha

  • Fake look at the way his handling the snake…he’s used to doing it. U don’t handle an evil snake like that.

  • Fogmaster

    very fake!

  • They are NONSENSE

  • Sign of the end

  • “Ndomuziva, taisevenza tese kuSnake park Lake Chivero”…… LOL

  • Fake

  • scary

  • Some are fake while others use the spirit of darkness. The later are real. Can predict, detect and even heal but they use demonic powers. And the former just take the advantage of people ‘s vulnerability and desperation . This group is just like many self proclaimed prophets. I feel the wrath of the law must be stretched torwards these two groups ( fake prophets and tsikamutandas). Because it is discrimatory to target a single group when in actual fact these people belong to the same feather

    • Mapedza mudhara

    • Its true but hard to prosecute such people when noone reports of being victimized by these tsikamutandas and as for fake prophets, people are blinded tht they cnt even see that they are being fooled

  • Fake, nonsonso.

  • More fake habvumikuti nyoka iyoyo ipiswe fake

  • its what u believe guys

  • madness doesn’t start far ipapo ipapo

  • Ndeyake Nyoka yacho

  • It’s written Satan all over.

    • Not even. He just mastered a trick to carefully handle a docile Python…

  • fake dzega dzega

  • That snake isn’t struggling or taking a fight it has been rendered powerless or hypnotised! Strange ..!!

    • He has a good skill in handling snakes. He can get a good job at SPCA as a snake catcher. But why should he do that anyway when the fake prophets are making a killing out of doomed people as well. Let the blind lead the blind. Let the dead bury their own.

    • Well said !!

  • Hawasi weFake kwedu takabatsirwa hakuchina waroyi

  • vana vasatan avo

  • fake

  • Haiwawo ishato yake iyo. Dai riri rovambira kana mhakure achiitambisa so. Fake uyu!!

  • Fack

  • They buy pet snakes and rob unsuspecting villagers. We have never seen them in the surbubs where people are wise. That’s a pet from a pet shop. Sis

  • They might be real, but they are servants of the πŸ‘Ώ devil just like whitches are there for real, in other words they are more of practicing witchcraft

  • Fake..siyana nabo

  • Fake. Including those profiters to whom u erroneously refer as prophits

  • I call them anaMagaya vekumaruwa

  • Fake fake

  • Real vanhu vanoroya kani ,munhu akabatirwa hakuna anobvuma huroyi hwake

  • They are magicians

  • Fake

  • Tsikamutanda and Robert Gabriel whoz better from the two

  • Have you ever watched snake hunters? Did you see where he was holding the snake? Those who catch snakes know that once you hold it by the neck it can’t bite or fight. What I mean is that this video is real for Nat Geo shows and not for what it’s intended here. This man and his crew are real fraudsters. Anyway they are not different from the fake prophets of doom and olive oils.

  • FAKE

  • fake

  • i also dnt undstand it bt listen guys thiz guys once came to th village wher my parents live and in the proceess they caught sm old man tht im so close to they he had killed his son cz th son had bn striken by lightnin on christmas day so afta th all th wateva he was made t pay 5 beasts, then i hd a chance t ask him in person if he indeed had th home made lightnin as claimed by th tsikamutandas and he openly confessed tht he got thiz thinz when he was still a young man and h hd indeed caused his son s death, so i think smtimes thoz guys hv superpowers bt i dnt kno wher they cum frm bt they smtymz pick th truth

    • Thats magic you know what those people can make some biscuits out of burning news papers but everybody knows that biscuits are the produced from flour and u so it .why did they nid every member of the village to came and touch what they call boosta eish

    • Even the devil can prophesy using his dark spirit

    • Yes but if it’s helpful no problem AL people need now is solutions

  • Masaramusi real fake

  • ava vanonzi veTsikamutanda Ministries kungofananawo nevamwe varikuzviti maprophet,hapana hapana

  • They are as good as politicians!!!

  • Fake for real

  • they are fake vanoda shamu vanhu ivava

  • Fake

  • Ask me

  • Hapasi kutaurwa zvaMagaya pano face the topic saka muchifoira mhani nxaaaaaaa

    • Let people open their minds, it’s a discussion forum, we are allowed to give reference and examples. Iwewe kana usina zvekutaura nyarara. Kufoira kupi kwaunoziwa iwe?

  • Mbavha arrest them

  • some fake & some real 50/50

  • Those who saying Prophet Magaya is fake endai munodzinga dhimoni racho imi zve ma original

  • Fake

  • This crusade arises because people have deliberately forgotten their culture and their way of speaking to God. Speaking to God the African way, i think was better than these adopted foreign cultures and religions tht Africans dont seem to understand

  • Nde ana Magaya ava

  • vanokurombesa later vozokuti muroyi vokutorera zvavakakupa.

  • My opinion they are not fake

  • Very fake those people! If you can see they say tabvisa huroyi mu area but kwamakazombonzwa kuchinzi kuno kwakapera varoyi hakuchafiwi ndekupi? Inyaya yekuba mombe dzemadinga chete.

  • Its very really .

  • Thats satanism .

  • THIS IS FAKE ,WHEN MAZANAMANOMWE WAS ABOUT TO DIE AT ST PAULS MUSAMI HOSPITAL ,HE SAID THE TRUTH ABOUT THIS.HE ASKS FOR BAPTISM N DIED THE FOLLOWING DAY.THIS IS FAKE.

  • Pane zvipfanha zvekumusha, Zviri kubira vanhu mombe nekutsikamatanda. Zvimwe zvacho zvima gireghi 2.Chimwe chinoti chiri qualified chakaperera grade 4.Kungotsika danda mombe dzaenda. Money making adventure. Even the so called prophets should be exorcised .

  • Is this constitutional..??

  • Fake

  • To help understand these people, there is long video posted in parts on YouTube about one Tsikamutanda who has repented and joined Prophet Chivasa in Gweru. Its a chilling video where he reveals all the secrets about Tsikamutandas but its unfortunate his spiritual world is haunting him big time.

  • Some are fake…..

  • Same same naMagaya

  • Fake

  • tsikamutanda is a magician

  • Ini handimo munyaya yenyu

  • kana kari company eish kakaoma kano bhadhara nekuti pasina 4hrs munhu anonga atounganidza mombe 6

  • Ndo ana magaya ka ava

  • Fake

  • anythng wch is not for God is not wth God

  • vakapesanisa vanhu vakawanda

  • Vamwe ndevechokwadi vamwewo ndevenhema,moti dai vese vaingove fake kare vanhu vairarama sei nhai,hanty vanhu kare vaiti zvanetsa mumusha vondobvunzira voudzwa kuti ayewa mumusha mune ngozi mushonga wengozi kuripa,vonoripa zvinenge zvataurwa zvinhu zvotovafambira and secondly vanhu vanoromba bethuna vanhu vamwe vanadzo nyoka mudzimba umo dzatambudza vana kusaroorwa nekusaroora,kungofa vana varimarombe,and those who saying why nyoka dzichiwanika kumusha not kuma Del del, give them a chance muone nyoka dzinobuda kuma Del Del kwenyuko,munozviramba muchiti all of those people are fake asi makazowirwa nedambudziko memakumhanya ikoko muchiti hapana anozivawo here n’anga or muporofita anogona kutibatsira last but not least regai vanoshandirwa nazvo vaendeko even varikuti heeh nhingi ndi false prophet regai varikufairwa nazvo va falzewa variko

  • They are all true agents of the devil…

  • It all depends with an individual if u believe its true if u dont its fake.as far as i am concerned its fake

  • They are read its only that vakuru vevaroi vese so anoti ifake ziva kuti akurirwa masimba chete …ari munharaunda medu iye zvino kuBocha Marange vamwe varoi vakupenga vasati vatobatwa they are real and genuine

  • fake like e propherts of today kkkkkkk

  • they are magicians they make u believe and see what they what u to see

  • Uuuumm I’ll gve them a benefit of doubt

  • Fake

  • They is no truth in these guys.

  • African fashion sense a world leader 2016!

  • satanists

  • Devil’s agents

  • Vanhu ava vanonyepa 2013 muna march vaiva kuwedza . Ndeve fake mbavha plus mahure

  • matsotsi aya

  • Fake vanhu vakasangwara vanodyiwa vakasvinura sematemba

  • they are reak

  • they are real fake

  • Aaaah mashura

  • Same na Ubert Angel anoti bata muhomwe moita mari ndo same group nana Magaya

  • Imbavha

  • Ndevenhema avo

  • Thts a real fake,…y they are able to locate only the same things lyk snakes’ totoise’ chikwambo’and othr things but they never solve any problems lyk heal those who’re sick in the villages or doing so without being payd…some of the members of tsikamutanda are cumng up front to churches testfy exactly what they are using to draw attension of people to blive in their fake works.

  • Poor thing is half dead, very cruel!

  • Yes thy are

  • U????

  • Fake